
Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
June 12, 2025 at 05:51 AM
Hello Luvah hide id please ndokumbiraozve kuisirwa kumacousins ndiri mukadzi ane 22yrs ndakamitiswa ndirikuchikoro ndikazvara mwana now avane3yrs ndopandakaona umweo murume akati anondida nemwana wangu. Ndanemimba akangotanga kuchinja achiti hachadi mwana kwai kana uchida tigare tese endesa mwana kumba kwababa vake.Ndakataurao nehama dzangu vakati ndobva paita tete vakati ndipe mwana ndichengete.problem ndeyekuti pese pandinorara ndinongorota mwana Wangu achichema pamwe achidzingirirwa nemhuka ndinotyisa uyezve mapics avanonditumira ake handisi kuona mufaro pachiso chemwana Wangu.Pose pandiri hana yangu inogara ichirova ndichingofunga nezvake ndikuedza kukangamwa asi zvirikuramba.hama dzakanditi ndikadzokera nemimba vanondidzinga pamba ndibatsireio hama we ndatambura kana kudya handisi uye ndogara ndichingorwadziwa nemimba pese pandinofunga nezvemwana wangu😢😭
https://whatsapp.com/channel/0029Vak6N2EIHphEbn8xKu2l/27622
😭
😢
😂
💔
❤️
😮
46