Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
June 12, 2025 at 03:35 PM
Hi Luvah murisei inin ndauyawo nenyaya yangu yandinetsa mukati mehupenyu hwangu..ndinoti ndikadanana nemunhu tisati tarara tese tinenge tichiwirirana tichinzwanana asi kungorara tese chete zvashanduka handichapiwe attention mari handipiwe time hapana ..vanhu vacho havasimbori vanhu vekuti havanawo mari yekundi supporta asi kut pamwe munyama hre now ndakagara pamba ndinofambidzana nevanhu kuda 2 vane mari asi hapana anodawo kundipa mumwe akandi approacher zvakanaka naka so aitoda kurara neni ipapo so was on my periods ndikamupa date kut by musi wakati ndinenge ndapedza ahh akafara taiwirirana ndichi fonerwa zvakanaka musiuye wasvika ndikatorwa tikabooker tikarara after ipapo haana kuzofona fut ndini ndanga ndaakumutsvaga ndikazoona apa ndikumhanya makarimwa ndikamisiya nanhas kana hi zvayo ..ndikutofunga kusiyana nazvo zvemjolo zvacho Sorry nekurebesa Hie dea tsvaka someone anokutarisa masarare kna kugara watonochekwa or kurapwa cz murume akangogumha masare Ne chinhu chake anobva ano shaya ka that newe after that wobva wazoitawo munhu anonamata zvekuti uchipedza kunamata unotoshaya kt zvanga ndichinamata ndazviwanepi👏👏👏 Luvah dakutsinhirawo zvataurwa ne this person it's true kana uine sare rinotodzinga mnhu zvakanakisisa uye unogona wakaiswa mweya wechikwambo zviri related futi nema sarii iwayo ............zvinoda kutariswa .....nekunamata uye ndafara wamwe wanga wachipindura wataura zvekuti asikana chimboitaiii kufarira kukwira ihosha here yamuinayooo kutya kusiiwa here or munenge muchida kukwenyiwa😂😂😂 .Pane zvekuda kutorera zviri padenga kuda kufananidza newamwe wanotorarwa ka 20 pasina chinoitika wachitoroorwa ngemuchato futi achigara mu marriage inodadisa ...munhu ziwa back ground wodzidzawo kuziwa kuti izvi hazvisisiri phulysio ndiri kurwa nemweya yemuchadenga ine Simba nekuti Sare mweya yetsvina vaczhinji vakaribviswa nekutobva watoona anoda kuvabvisira nekuchata mwana wamaiiii ndiri kupedzisira ndichiti batsirwa uchizvibatsirawo unogona kuda kubatsirwazveee asi usingazvibatsiri nfopekuzoti ma positori kana vanobatsira vanonyepa heeeee ndewe nhema it's srs ne life kwete ne sviro wakazvarwa iriko uchasiya irikoooo https://whatsapp.com/channel/0029Vak6N2EIHphEbn8xKu2l/27639
😮 🙏 👍 😢 👏 😂 🥰 13

Comments