
Zim 🇿🇼 Family Secrets & Confe$$ions,Tilda Live Daily News ¢ Home Remedies
June 13, 2025 at 06:03 PM
👩🏼“Ndewani Mwana uyu?”
👱♀️“Ndewa Memoe”
👩🏼“Ko uyu akagara pasi?”
👱♀️“Naye futi ndewa Memoe"
👩🏼“So ko aya maTwins aya ke?”
👱♀️“Navo futi ndeva Memoe”
👩🏼“Kanty aripi Memoe wacho?”
👱♀️“Ndiye uyo ari mumunda akabata mwana”
👩🏼“Uyo ane nhumbu?”
👱♀️“Yah”
👩🏼“So uyu mwana akabatwa newani?”
👱♀️“Naye ndewake”
👩🏼“Yho hayi regai ndibude”
👱♀️“Yeah rega ndibude newe”
👩🏼“Uchienda kupi nhai?”
👱♀️“Ndr kutevera mwana wechikoro”
👩🏼“Ndewani mwana wauri kutevera?”
👱♀️“Naye ndewa Memoe?”
👩🏼“Memoe wacho mwana waMhamha vako?”
👱♀️“Hayi ini ndinoti gogo kuna mhamha vaMemoe”
👩🏼“So uri mwana wani?”
👱♀️“Ndiri first born yaMemoe”
Usanyima vamwe iwe waseka🥹
https://whatsapp.com/channel/0029Vak6N2EIHphEbn8xKu2l/27659
😂
❤️
😮
🤮
💙
🙏
🤣
30