Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 12, 2025 at 07:40 PM
Hie Tee hide me Shura rakaitika rimwe gore pakafa kamwana muraini medu vanhu vanochera guva Kut Mwana achengetwe kwakuona Mwana Asina maziso .... Nenzeve dzakadyiwa zvikanz makonzo but Havana kuzomuchengeta yakabva yaita police case akaendeswa kupost Morten zuva rekudzoka kwake hapana zvakataura akasvika husiku mapurisa akati asarara Mumba ibvai mamufusira akatochengetwa zvikapera zvakadaro https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
😢 😮 ❤️ 😂 🙏 👍 109

Comments