Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 13, 2025 at 05:49 AM
*Toita topic ipi* 👇🏾👇🏾 *Hie Tee l have a great topic yekuti have you ever dated or married munhu akaromba and how did you find out* 👍🏼 **Vari pamabasa ndezvipi zvinhu zvamakaita kuti mupinde basa ,zvisingafungirwe nevanhu kuti ndozvakakuwanisa basa.* 😂 Wakaita sei ? *Ndepapi paunoti apa wakambovhura hombe muLife mako* ❤️ Hie Tee imboisa yevakaparadzirwa dzimba nechiporofita 😢 Hie Tee pliz hide,imboisai topic yezvatakasangana nazvo kuzvikoro zvinotyisa mmmm ini ndaremerwa ini nekutaura dzangu 🙏🏼
👍 😢 😂 🙏 ❤️ 110

Comments