
Zim Elites Official 🇿🇼
June 13, 2025 at 08:13 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
Hie Tee chitupa chakayenda na Limpopo
Ini handina hangu kuroorwa kana kudanana nemunhu akaromba but pane vaigara panext pedu kumusha kwaMurehwa ukooo.... so murume ayive akaromba ayine mashops,chigayo,mota hadzaizivana mitupo saka zvakazoti rimwe gore murume akatanga kupenga achibva adakuuraya mwana wake mukomana mind you ndiye ega mwanakomana wake iyeye ayitoda kumudzippaa chaiko but akamutadza mwana akatiza akauya Joni gore iroro from there haasati adzokera kumusha. Baba vaya vakazoita bho zvavo mushure mekunge vagadzirirwa futi zvinhu zvavo nen'anga yavo zvinhu bvazvatanga kuvafambira in 6 months time vakatenga bus brend new nechimwe chigayo but hazvina kumbobvira zvakashanda zvinhu izvozvo nekuti ayifanirwa kuuraya munhu or vanhu but vanhu manje hamheno kuti vakaziva sei information iyoyo yekuti munhu uyu akanzi nen'anga yake anofanirwa kuurayyaa vanhu 2 or more kuti bus ritange kufamba plus chigayo chishande mmmmm ndipo paakairasa ipapo akatodaidzirwa dare raisanganisira ma villages akawanda akaudzwa kunzi any slight mistake or tikashaya munhu kana kuona munhu akaurayyiiwa ndiwe saka ndofunga akatya kuurayiiwawo naye achibva azvisiya or maybe akambozama kuzviitira kure chaiko but zvakaramba saka akazotanga kupenga manje achipisa dzimba dzevanhu achibva asungwa mukadzi wake achibva awana mukana wekuyenda kunobatsirwa saka akanzi pamba Pake paifanirwa kuitwa zoto nevanhu veku church yaive Sunday akanzi kubva nhasi hamusikufqnirwa kuyenda pamba penyu nekuti mukayenda zvinhu zvemurume wenyu zvirikukuurayai apa Wednesday ndipo paifanirwa kunoitwa zoto racho hamenowo kuti mai vaye vakazvifambisa sei musichitatu chacho iwoyo vakamuka vakafa varimumba mavo but at the same time murume wavo akabva atoita bho achibva abudiswa kujeri mukadzi uye akavigwa zvinhu zvababa vaye zvikatanga kufaya futi but zvakangoitika for less than gore achibva atanga kupenga futi kubva muna 2017 kusvika izvozvi achirikungopenga apa anofamba nezisaga rinenge riine zvidhoma zvake and sometimes anototaura vanhu vese vaakauraya nemazita including baba vake hanzi chanza chababa vake ndicho chaishandiswa kupakura sadza mumba make zvakaoma sure but amai vake variko vapenyu nanhasi.kuromba kunoparira.
😢
😮
😂
🙏
❤️
👍
210