Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 13, 2025 at 11:20 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee pliz hide ini rimwe gore ndri muskana kumusha kwedu ku uzumba uko kwakauya ana tsikamutanda muraini medu so vaigara kwasabhuku zvino vamwe baba vainge vakafirwa nemukadzi vakanzi baba ndaona pamba penyu pane zvinhu zvakasiwa nemukadzi saka vakabva vanzi mombe 3 kuti tizvibvise zvino ivo vakabva vaomera zvinhu zviye ndokubva vataura nevakomana vaishanda natsikamutanda sezvo vanga vakuzivawo mushonga vakabvuma kunobata zvinhu zviye nehweseri vakaenda pamba pababa vaye kuma 2 maskati vakasvika kunowana pane2 midzi chete vakabva vanoicherere kurimwe dhunduru ranga rinemazihuswa apa zvese taizviona hedu saka varume vaya vakaita mazuva vachipota vachienda padhunduru riye zvino ini nemwana watete vangu tikato tozotaimira mangwana pasina vanhu tonoona kuti pamboriney. Mangwana tisu uyo kuma2 maskati kkkkkk imii nyoka yatakaona shato kana musoro hatina kuuona ndati yanga yakakura asi vanotaura vanoti makaona henyu 1 but dzaiva 2 nanhasi ndinonzwa kutya
😮 😂 😢 👍 🙏 ❤️ 94

Comments