Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 13, 2025 at 11:31 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee ini chakazoita ndione kuti munhu uyu akaromba kaa ndakaenda ku sleep over then makseni iye akamuka akati ndakupinda mtwn ndodzoka mamanje soo ini ndikaty rega ndiite thorough cleaning kusunda bed kudai ndakawana kune dehenya remusoro wemunhu ne skeleton ye nyoka nehari ine ropa ndakabva ndasunda bed faster faster ndikatora zvinhu zvangu ndikatiza ndikablocker number ndakazonzwa hangu kuti akaita accident akaffa Apa ndaigara ndichimudzwa ne team kuti Peter akaromba ndichiramba apa zvimwe zvacho zvaitova pachena ainge asingakupi mari kaa waitaura zvaunoda mooinda mu shop okutengera change chero ma coins waisabvumidzwa kumatora kaa chero ukaty ndoda mapads aitenga Chese chawati Unoda chero kurukwa aienda newe osiya abhadhara otenga lunch ozouya okutora hke
😂 😮 😢 ❤️ 🙏 👍 118

Comments