Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 13, 2025 at 12:01 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee chitupa murwizi ini pandaigara ku Chipinge kwaiva nevamwe sekuru vaizikamwa nekuvhima zvisingaite kana misungo yavo yaisapotsa so rimwe zuva munguva yechirimo iya mombe dzaisafudziwa taizotevera kumazuva rodoka .So ndakapinda hangu musango kotsvaka mombe dzangu apa ndakanonoka kudziwana kwaitova nemwedzi day rachona ndirimukufamba musango muya ndakabva ndaona munhu aitoteya hake madhibhura / misungo asina kupfeka ini Eeee ndeipi futi iyi pandakaswedera padhuze ndopandakaona kt ndi Sekuru vaya vekuvhima ivo vakabva vandionawo bvandatiza 🏃🏿 ndakananga kumba .Iniwo handina kumbozvinyarara kuvanhu ndakaita zvekushambadza chaiko sekuru ivavo havana kuzomborarama kenguva yakareba bvavafa because hanzi vaisafanira kuzikamwa kuti vakarombera kuvhima😳
😂 😮 😢 ❤️ 🙏 👍 146

Comments