
Zim Elites Official 🇿🇼
June 13, 2025 at 01:03 PM
Chese chinoda kufumurwa ✅
Behind bars with Tilda ✅
Nhau dzeShona ✅
Tilda live ✅
https://whatsapp.com/channel/0029Vaj7rhq30LKSkaC1Dz1a
Umwe mudzimai anosarudza kurova mwana wake zvakaomarara mushure mekunge mwana uyu atanga kuita tsika yekuba asi zvinozoitika zvinoshamisa kwazvo 😭😭 Follow first nekuti full story iri kuchannel kwedu 👇🏻👇🏻
https://whatsapp.com/channel/0029Vaj7rhq30LKSkaC1Dz1a
Umwe mudzimai ainge ane vana vake vaviri anoroorwawo neumwe murume wake uye kuroorwa kwakaitwa mudzimai uyu akabva atouyawo neimwe nhumbu asi nhumbu iyi yaifungidzirwa iyo kuti ndeyemurume wekuroora mudzimai uyu. Mudzimai uyu akabva achizobetserwa mwana wake uye mwana akabva abudawo ari musikana and now mwana uyu ave nemakore 12, mwana uyu akabva atangawo kuita tsika yakashata yekuba zvemhando yepamusoro and kurwadza kwazvo ndekwekuti ainge ari musikana asi kuba kwacho iii kwaishamisa. Kuba kwemwana uyu kwakabva kwaita kuti murume nemudzimai uyu vagare vachinetsana chaizvo nekuti murume uyu aiti inini handina mwana anoba. Mwanasikana uyu akatombobawo kumba kwasabhuku and mushure mekunge aba akabva anogara mune rimwe sango achidya hake chikafu chiya chaainge aba kwasabhuku. Mwanasikana uyu achienderera mberi nekuba uku baba vacho ava vakabva vafunga zano rekuti vaende nemwana uyu kuma DNA test kuti vaone zveshuwa kuti mwana ndewavo here asi rimwe zuva mushure mekunge baba vemwana vaenda havo kubasa amai vemwana vakabva vasara ndokubata mwana ndokumusungirira pamuti ndokumubvisa trouser raainge akapfeka ndokusara akapfeka short chete uye amai vakabva vatanga kurova mwana zvakaomarara kusvikira mwana ati chindipaiwo henyu mvura yekumwa asi amai ava havana kumboterera nekudero vaingorova mwana chete apa murume wavo ainge asipo . Mwana akarohwa kusvikira kuchema kwaaimboita kuya amira and panguva iyi amai vemwana vakabva vachisunungura mwana wavo iye mwana ndokubva achidonhera pasi ndokuti ra......
Zvakaoma hazvo hama dzinodiwa. Full story yenyaya iyi taiisa kuchannel kwedu nenguva dza 09:04 makuseni ano and kune audio inotsanangura zvizere zvenyaya iyi nekudero follow unozvinzwira zvese + kune vakashinga havo manheru tirikuuya nevhidhiyo racho asi iii zvinonzwisa tsitsi vana vevhu 😭😭 . Follow kana uchida nyaya dzese dzinobva kuna BHOZH0NGRA and tete TILDA 👇🏻👇🏻.. nhasi ndirikuuya nenyaya yekamba iya nekudero gara wapinda
https://whatsapp.com/channel/0029Vaj7rhq30LKSkaC1Dz1a
Zvatinokupai nhasi nenguva dza 21 00 hrs
1. Kana uchidawo kuzvibatira muroyi wako nguva yaunorara iya tora dish rako woisa mvura yakachena then moisa mutsvairo imomo wobva wachi....
2. Vanoda kuvhura madoors ese akavharwa nemuvengi torai gomarara remuhute mobva mariomesa mobva marikuya mochi ...(kana muchida tsananguro izere garai mafollower channel ino nekuti nhasi Friday pakaipa)👇🏻👇🏻
Follow kana uchida kunzwa zvizere 👇🏻👇🏻
Nhasi Friday 13 June tine zvatinazvo zvatinoda kukupakurirai nekudero garai mafollower channel yedu ino yeZvinoshamisa kuitira kuti tibve tavhura madoors ese akapfigwa nemuvengi 👇🏻👇🏻
😢
❤️
👍
😂
😮
🙏
23