Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 13, 2025 at 02:07 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee in ndakambo gara pamba panga pene hurombwa asi pane nguva yatadzi bikeyi chikafu chakati wandeyi asi mangwana mamuka musisina chikafu chiye Saka rimwe zuva ndaka bvudza boss kuti everyday tinosiya chikafu asi tomuita musisina zvirikufamba sei zvakadzi aiwe ndiwe unotenga chikafu here pano iwe ziva zvawakawenga pano in ndaka nyaraa asi zvakaramba zvichindidya moyo bva ndati rarimwe zuva chiri chisanhu bvandayenda Kuna sowe because ndanamaya kumasowe asi pa ndakuuya pamba mavo vati handinamate ndasvika kumasowe kuya ndabva porofitwa paye bvandapiwa munamato bvanonoshandisa I'm husiku handina kurara mumba muchi chema tuvana tudiki apa panga pasina vana chemusu uyu chinokunda goma kurira dzakuma 12 am takadzwa boss vakuti hei mukayi Tete ndichi muka zvakadzi kuchichena mangwana murongedza muyende kumba kwenyu ndikato okay vakatanga kupopota kuzosvika va taura chokwadi kuti in zvinhu zvangu hazvidi ku kanganiswa Saka kubva ipapi handina kuzo Shanda futi basa remumba because ndichirikurangarira zuva randakarohwa ndika mukira kuchipatara Saka uummm kubva ipapi🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 handi shande basa remumba futi
😂 😮 😢 👍 🙏 ❤️ 81

Comments