Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 13, 2025 at 03:18 PM
Hie Tee ndine yandakasanganawo nayo kuno chiredzi mumwe mkmn akaromba achida kuti zvaaita zvkutenga mombe zvibudirire agotenga mota nezvigayo sak kwakazouya ana tska Mutanda kuno ndkufumura mkmna wechidiki tapiwa m.... zvkani natsikamutanda iwe tapiwa wakarombaka iwe iye akatiwo ah kwete ini ndakangondopuhwa chibhodhor chine mvura kwete kuromba ndaida kt zvandinoita zvkutenga mombe zviite chete kwete kuromba akanzi iyezvino wakanga uchida kuuraya mukadzi vabereki vke vkamutor saka chienda undotor chibhodhor chko uuye nacho mngwana mkmn haana kuenda nechibhdhoro akaita usiku usiku achienda kwasave kun'anga yke akawna irjon akaifonera ikati IPA mudzimai wayo ndokupa mudzima uya kuchiedza mngwan mkmn single atove munzvimbo achisvka Kuna tska Mutanda akanzi wakandodzoreraka madekwe iwe mnje toonna ñeñí nkuda kwezvawakaita izvozvo mkmn akakumbira kuregererwa natsika by tsika haana kuteerera saka akazoenda nehusiku Kuna tsika vakazondobhadharana akazoti amuregerera kutaur kuno mkmn angosar nemotobike chete mota nezvigayo zvakangogar apa basa raaita rokutenga mombe harichafambi apa mukadzi haachina angove rombe zvar ndichiri kunowo chiredzi north https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
😂 😢 😮 👍 🙏 ❤️ 58

Comments