Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 13, 2025 at 06:46 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee ummmmm nyaya dze kuromba idzi I have a friend of mine ayidanana nemkomana ane mari yakasviba ndichitomuti ummmmm mkomana wako uyu akayita mari rini but hanty unongoziva tinenge takunzi tine jealous, akazondifonera pakati peusiku zvikanzi zvandaita kuno, kwakutanga kundiudza kuty they booked a room kwakubva vayita mutambo, then after mutambo mskana akati lemm bath, kwakuyisa mvura mu tub hanzi ndobva ndagara imomo ndichiti munhu akarara, hanzi ndakazongoona mvura yave ye red, hanzi ndayibuda ropa rine magodo e black, kutoda kusheedza kuty nhaiwe huya undibuditse muno hanzi munhu can't get, kusvika ndakupera simba hanzi ndipo pandakazongonamata zvekuti ndakawana simba ndikabuda mu tub kutodai munhu ayenda kare. Hanzi kubva ipapo varume vane mari ndovatya
😢 😂 😮 🙏 👍 ❤️ 196

Comments