
Zim Elites Official 🇿🇼
June 13, 2025 at 07:46 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
Hi Admin Inini mumhuri medu ndina bbamudik vangu vakaromba zvkut .Vakadzingwa bsa truck vakanzi riisei mu park pakauya ma driver akawanda tisingamuk Vana machanic kana kumuka . Asi musi wavakanz dzokai kbsa rakamuka 1 kick kkkk zvakaoma Havana chavainacho zvnopisa tsitsi Kut vakaromberei .Apa vakapedza hama
😂
😢
😮
❤️
👍
🙏
131