Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 14, 2025 at 07:00 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee ini ndakambogara nemunhu aiva akaromba ambuya vangu chaivo vaiva muroi pamba pakauya tsikamutanda akati vane nyoka ivo vaiti ndonzwa kuvaviwa muviri wese apa vainanzwa nenyoka yavo evryday husiku pa door patohwa maknock asinganzwisisike ukati chiii zvainzi makonzo anodaro soo tsikamutanda akauya akabhadharwa zvikanzi bvisa zvinhu zvakundinetsa ndakura ini handichazvigona akaburitsa zinyoka rakakura mubhokisi raigara ma plates nemagumbeze evayenzi apa ndaigara ndichitumwa imomo kutorera vayenzi zvekufuga ndakanzwa kutya mufunge asi ambuya ava vakazofa havo
😮 😢 😂 ❤️ 👍 🙏 108

Comments