Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 14, 2025 at 08:32 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee chitupa viga ini kuno Zvishavane ndakambodanana naye aiva akaromba wekuti ukati NDoda Mari yakati aiva asingakusvitsi mumaoko aingoti ndasiya pakati Mari yawataura chero chikafu kana airtym aitoita zvekutenga iye ndakatozoziva atofa zvisina tsarukano zvinhu zvake zvikangosarawo zvichitsakatika but haaa panguva yacho ndakambochengetwa
😂 😮 😢 👍 ❤️ 🙏 105

Comments