Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 14, 2025 at 10:31 AM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee ini panyaya dzekuromba idzi ndine dzimwe dziblaz dzangu dzepaAvondale apo dzine mari yakasviba haa ane mari munhu iyeye asi ndezvemushonga zvega zvega. Ndichiri kuenda kumba kwavo ndaisapihwa mari mumaoka waitotsvaga munhu ane ecocash womupa cash ini ndozoisirwa iri ecocash ndozvaindipa suspicion izvozvo ndakazobeliever kuti akaromba ndaona katsvimbo nekahari mubedroom mavo ndapinda vasipo. Haa kubva ipapo handina kuzodzokako izvozvi vanongonetsa kuti mafana hauchauye kumba sei. Ndakatozviona kuti ndochekereswa apa nekuti tine dzimwe hama dzakangofa zvisina tsarukano ndopakatanga kuita blaz mari
😢 😂 😮 👍 🙏 ❤️ 56

Comments