Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 14, 2025 at 12:02 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee ini ndakamboshandira vamwe amai vaive vakaromba vaive vasina murume ndaishanda mumba masikati ndaigona kungobatwa nehope pandinomuka kuzasi kwangu kwaibuda masperms kunge ndarara nemurume apa ndaitodhandwa nezvinhu zvavo ndakazoti mumwe musi ndokutora salt yemagodo kwakupakira mangwana makuseni vakamuka vakamudhula pakadzoka vana kuchikoro ndakadva ndava4nera kuti gogo vashaya kumusha saka ndakutoenda vakati mira unonda ndakupa mari yako ndakati maya munozotumira andina kuzoda kushanda pamba pakanaka ndoda ma5 rooms nema2rooms chete idzo dzimba dzeglass maya
😂 😮 😢 ❤️ 👍 85

Comments