
Zim Elites Official 🇿🇼
June 14, 2025 at 01:01 PM
Follow the PRAYER WARRIORS GROUP channel on WhatsApp: https://whatsapp.com/channel/0029Vav3MamICVftcxwk7T1H
Ndinotenda prophet nemunamato wenyu murume wangu angaagara nguva yakareba asingaendi kubasa ndikakuudzai kuti haasi kuenda kubasa makati musatye zvenyu anoriwana ndinotenda prophet andiudza kuti ndiri kucongo munamato wenyu unesimba chasara ndechekuti anditumirewo mari arangarire mhuri yake ,uye adzoke kuzim sekutaura kwaakaita ,maimbovepi tichitambura isu Mwari wenyu muhombe chengetwai naMwari murambe muchiti yambutsa matambudziko akadai💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃🙏🙏🙏🙏
🙏
😂
❤️
👍
😢
😮
12