
Zim Elites Official 🇿🇼
June 14, 2025 at 02:22 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U
Hie Tee ini ndakamboshanda pamwe pamba pekuti vaiti usati wapakura sadza mai vandaishandira vaitanga vaenda nepoto kuBedroom kwavo chaindishamisa ndechekuti poto painozodzoka ndaiona sadza ratapudzwa asi ndaingoti pamwe vanenge vachitapudza rekuzodya pakati pehusiku handina kumbobvira ndafungira kuti ndezvemushonga. Ndakazorota nyoka kasekuru kachida kuita bonde neni kachiti ndini baba vepano ndikafambawo kuenda kwamadzibaba ndopandakazoudzwa kuti pamba pandoshanda pane chikwambo chinondiita mukadzi. Ndakabva ndatosiya basa
😢
😮
😂
❤️
🙏
31