Zim Elites Official 🇿🇼
Zim Elites Official 🇿🇼
June 14, 2025 at 02:48 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaHThvuATRShrLntno1U Hie Tee Ndakambodanana nemu face angaakaromba iwe,haaa life yaifaya kwete mbichana angaapadhuze kunondirora 2023,ndobva ndaenda kumba kwake one day ndisina kumuudza ndakasvika asiko ndobva ndavhunza maid zvikanzi makambouya pano iri Saturday here ma'am ndikati no coz anenge asipo zvikanzi hoo nhasi varipo Saturday's mazhinji vanongenge varipo but ndiro zuva rekuenda ku church kwavo so vamwe vavo varipano,ini ndikati ah zve church ndozvida veduwe ndakaita nhasi ndobva ndapinda mu room make ndikawana asipo,ndobva ndaenda kuneimwe room yaaiti mama vakauya or mdhara ndiyo room yavanorara Saka haupinde mumba matezvara, veduwe ndakanovhura room iya ndichimutsvaga haaaaaa ndakaona Shura mhaniii ,ndakawana munhu wangu akaunganirwa nevarume 3 arimu coffin asi arimupenyu,haaa ndakarova kweza nanhasi picture iyoyo haisi kundibuda pamwe ndikawana anobatsira ndingabatsirwa ndikazvikanganwa,sorry nekurebesa haina kutoperera ipapo😞😞
😢 😂 😮 ❤️ 20

Comments