
JobLink Zim
June 14, 2025 at 03:31 PM
*...rimwe gore ini nasisi vangu*
*takanzi na mhamha ko*
*tika dzinga maid mari*
*yacho ndopa imimi pari sei*
*isu takati zviri bho tika bvuma*
*mwedzi wekutanga takanzi*
*handina mari after 4 months*
*tika bvunza futi mari yedu*
_zvikanzi vanangu_
*kana muri kuona kuti basa*
*rikunetsa ibvai pano*
😭😭😭
😂
21