
Cooking & Baking Chef SK
June 13, 2025 at 09:52 AM
*THE DARK SIDE*
🌘🌘🌘🌘🌘🌘
Written by Nicegirl Guta
Chapter 6
Lazzy
Hupenyu hwangu hwandairarama hwaiva hwanaka hawo asi ndaiva ndakabvawo nako kumhunga kusina ipwa. Pandakaona Rudo achindiudza nyaya dzake dzese ndakaita kudzamirwa nepfungwa ndikatanga kufunga kare kwangu zvandakapindana nazvo kusvika ndazopinda level randanga ndava. Misodzi yangu yakajenga mumaziso zvekuti hameno kana akazviona Rudo kuti nyaya yake yandirwadza. Mari ndaiva ndoiitisa toilet paper kuri kuwanda kwayo ndaiva ndava nemashop angu kunzvimbo dzakasiyana siyana.Rudo paakapedza kurondedzera zvese ndakanzwa kuda kumubatsira asi ndaiva nekakutya futi ndichiti ko kana ari mbavha achida kundibira zvake.
Nguva dzekurara ndakati haangarare kure neni asi kuti auye mudhuze neni kuitira kana aine pfungwa yekuba zvinova zvandaifungira kuti anogona iri mbavha futi ndizomunzwa achisimuka ndomubata.
Handina kuziva kuti ndazviparira kuti arare padhuze neni Rudo. Ndaiva ndisingachazive kugumhana nemusikana sezvo ndaiva ndakazvipira kuti handaizoita zvevasikana kuitira ndimbogadzira hupenyu hwangu. Vasikana pamwe pacho vanopedza mari vakakusiya uri rombe saka ndaitozvi avoider ndichida kumbokura.mu business .
Zvino pakundorara pamwe chete na Rudo ndakanzwa ropa rangu kumhanya mhanya. Makore aRudo neka body kake zvaimakisa uye zvaitosungisa kunzwikwa kuti ndarara nesize iyoyo kana kumuudza mashoko erudo zvaitonetsa but the fact yekuti mukadzi apa ndisina ukama naye yakandipa pfungwa dzakawanda. Ndakati ndatanga kufunga kuti asi vamwe vana vemumadhorobha umu nezera iri vanwe vanenge vavakuziva varume ndokubva ndabatwa nemweya wekuda kumuvhunza zvakawanda. "Ndizvo zvinonzi dzawira mutswanda idzi dzisinganetse kudyorera" ndakataura ndega ipapo uku ndichiwedzera kufunga zverudo. Ndakatanga kunzwa Lazzy mubhurugwa kudavirira kusvika ndavakutorwadziwa nekunzwa kuda kurara nemunhu. Zvinhu zvaiva zvava nenguva zvisingaitike kwandiri mufunge. Ndakaona kuti kutanga ndaita zvekuti nyere dzipere ndozotangana kuvhunzana na Eudo zvandaida kuziva ndozheti raibudirira ndokubva ndatanga zvangu kuzvitambisa tambisa kusvika shungu dzapera.
Ndakazotanga kumuvhunza Rudo kuti aiva akamborara nemukomana here muhupenyu hwake ndokubva ati haana kubvira akambozviita. Airatidza kutya apa aiva akaita kunyoroblva neziya kuita semunhu aiita basa iye aiva akangorara.
"Ndapota musandibata.." akadaro Rudo uya mushure mekunge ndaisa ruoko rwangu pamusoro pake.
"Usatya Rudo, hapana zvandinokuita wanzwa. Kukubata kudai ndirikuda kukuudza something..
"Taurai henyu asi musataura makandibata ndiri kutya.."
"Sorry wena , Saka ukadzidzidziswa basa unobata here uye mari unoiziva here zvekuti ndikakuti tengesa haubirwe?"
"Eehe ndozviziva handiti panongodiwa maths hre pakutengesa so Maths ndodzigona pa grade seven ndakaita 2 kuMaths."
Airatidza kungwara Rudo zvinova zvakandifadza. Semunhu akanga asati ava ne trust yakakwana kuna Rudo ndakangomuudza kuti ndichamboshanda naye kutanga zuva raitevera kusvika ava kugona ndozomuendesa kune imwe shop yangu ondoshandira ikoko.
Ndakaona musikana avakufara ipapo nenyaya dzavakuwanzwa ndichiudzwa dzese dzese. Ndakagara mazuva naye Rudo ndichimudzidzisa kushanda uye kutomuraira chaiko semunhu airatidza kuti abva pedyo namai vake achiri nezera rekupangwa mazano.
Ndakazosvika pandakaona kuti avakunyatsogona ndipo pandakamuendesa kwaiva neimwe shop yangu.
Gore rakati rapera ndokubva Rudo uya andifonera achiti aida kumboenda kumusha kundoona vabereki vake. Handina kumurambidza ndakamupa mazuva matatu chete sezvo yaiva zororo ya December mwedzi iwoyo ndiwo waitaimbotorawo mari nezvekudya zvandaitengesa. Ndakamuudza kuti adarike achisiya key dzekushop. Paakauya ndakabva ndamupa mari yake nekumurongedzerawo zvekuenda nazvo.
Zuva raaenda ndakasara ndikatadza kurara munoziva. Kuita semunhu aiva arambwa. Ndakatambudzika mumoyo nemupfungwa dzangu kufunga Rudo. Ndakada kumufonera number dzake dzikaramba. Ndaiva ndamutsvagira foni yekuti tiite tichitaura zvebasa hedu sezvo anga akushandira kure.
Pakati papera mazuva maviri ndopandakaona call kubva kuna Rudo uya .. "Hie makadii mukoma.."
"Oooh Rudo unofara here? Ko kusazobatika mavakumba kwenyu kwakanaka here? Varisie vabereki vako?, wavakuuya here? chidzoka kubasa.."
"Ndokwira mangwana Boss ndaida mutaure na Baba vangu.."
Akabva apa baba vake foni ndikataura navo vakatenda zvekuti nekubatsira mwana wavo kwandaiva ndakaita. Vakazopedzisira nekundiudza kuti "Ndokumbirawo kana muine mukana wekuti munhu iyeyu aende kuchikoro ari pabasa ngaaende kana zvichiita mwana wangu aigona chikoro zvekuti.."
Ndakabvumirana navo ndikavaudza kuti ndaizoona nekufamba kwenguva. Ndakazopedzisira nekutaura naRudo wacho ndavakumuudza kuti azouya zuva raitevera asaregedza.
Moyo wangu wakatomboti pembenu nekunzwa kupindwa nekamhepo zvese. Husiku hwacho hwakandiitira hurefu. Kuchichena ndakabva ndabiwa nehope ndikanonoka kuvhura shop sezvo pandakapepuka dzanga dzatova kuna 9. Ndakabata foni ndidakaona masge yaaiva aisa achiti avakuda kusvika. Aiva abata ma bus ehusiku aye chaiwo. Paakasvika Rudo ndakafara. Aiva akurira asisanyanye kunyadzisa Rudo zvekuti hug yaakandipa ndakanyatsonzwa kuti pane zvemukadzi apa. Kushanda kwaiva kwamubvuna mwana wevanhu.
"Gore rinouya unenge wane makore mangani Rudo.."
"17.."
"Aah wangu chikurawo iwewe.."
"Aaah ndirikukura wani. Asi pane zvamunoda here?"
"Aiwa hapana hapo.." ndakadaro ndichiseka zvangu. Ndakazomupa key dzake dzekubasa ndokubva akwira comb kwavakuenda zvake. Ndakasara ndichifunga zvakawanda ipapo nekuda kwenyaya dzese dzaaindiudza rudo ndaitoona ndava mukwasha wekumba kwavo ndavandudza hupenyu hwemhuri yekwavo. Ndakazobviswa mundangariro ne customer yakapinda ichida kutenga....
End of chapter 6 PLEASE REACT
Stay tuned 🩵
❤
🙏
❤️
😮
6