Bag rema Jokes 😂🏃🏾🇿🇼
                                
                            
                            
                    
                                
                                
                                June 11, 2025 at 06:09 AM
                               
                            
                        
                            *Kozoitawo vamwe vasikana vanofunga kuti kunwa doro ndokufara kwacho😭🙌🏻* 
 Hakuna musha unomira kana mai nababa vachimwa doro, munenge musina kumisa musha🥹💯🙏🏻
> Munoti kudii🥹🤌kumwa doro ndiko kufara kwacho here?
 *Yaa ndizvo chaizvo❤️* 
 *Aewa hakuna zvakadaro🙏🏻*
                        
                    
                    
                    
                    
                    
                                    
                                        
                                            🙏
                                        
                                    
                                        
                                            ❤️
                                        
                                    
                                        
                                            ❤
                                        
                                    
                                        
                                            😂
                                        
                                    
                                        
                                            👏
                                        
                                    
                                    
                                        46