Bag rema Jokes 😂🏃🏾🇿🇼
June 12, 2025 at 05:05 AM
The reason why ndisingarare masikati....😀😀
When i was in grade six muna 2000,ndakati ndabva kuchikoro masikati zvekuma One o'clock.Munyama wacho ndakasvika kwabikwa manhuchu ne mbambaira🙄🙄...so ndakadyisa ndobva ndarara because masikati kwaipisa.
So dzakuma four four kazuva kakunoti nyurei ndakangoti patiii kupepuka ndobva ndaona kazuva nepa window kachinonyura saka because ndichine hope ndakafunga kuti since kazuva kanga kari orange kwayedza🤦♂️🤦♂️🤦♂️.
Apa pa den ndini chete na blaz yangu,saka ndakamuka ndakananga kunogeza🏃♂️🏃♂️🏃♂️ ndikati maihwee nhasi ndanonoka ini ndonorohwa apa homework handina kozoita 😭😭😭😭😭
Blaz yangu yakunyatso ndisiya ndichi geza nekupedza kupfeka uniform....chakazondishamisa kuona kuri kutodoka instead yekuramba kuchichena🤦♂️🤦♂️🤦♂️......
*React & Share*🔥🔥🔥
😂
😢
👍
🙏
19