Bag rema Jokes 😂🏃🏾🇿🇼
June 14, 2025 at 12:08 PM
*me : hey ex warova*
*ex :ehe takuita zvimwe*
*me :oh was thinking if you are free timbonogocha*
*ex :hiii ehe sure hande + kukusuwa*😊
*me :ok bring your friend uya aisandifarira uya*
*ex : ndomusiya anokara uya*
*me :manje 14 migles unozoipedza wega here haipere*
*ex :whats Migles?*
*me:miguri yechibage*😂
😂
❤️
🤣
17