Bag rema Jokes 😂🏃🏾🇿🇼
June 14, 2025 at 03:34 PM
Kudodini kudodini yaramba kupinda.kudosimudzira gumbo no change.kuita yekukotamira worse.kubvugamira zvakutorwadza.kuedza kugonyesa ibvi wanei mahwani.kuzobatidza light kudai wanei ibhutsu yekuleft yandiri kumanikidza kuright
😂 ❤️ 👍 😮 🤣 30

Comments