๐ฟ๐ผ๐๐ฆ๐ณ๐ฃ๐ข๐ญ ๐๐ฆ๐ฎ๐ฆ๐ฅ๐ช๐ฆ๐ด๐ฟยข ๐๐ฆ๐ค๐ช๐ฑ๐ฆ๐ด๐ฅ|๐ก๐๐ฟ๐ผ
June 14, 2025 at 05:33 AM
KUNATSA MUROYI ๐ฆ๐ฆ
Isa mvura yakachena mudhishi resimbi.
Chinyikai mutsvairo mumvura iyoyo, mozoiisa pamusuwo pacho paurikurara manheru.
Kana muroyi apinda mumba, zvinoonekwa seizvi:
Mvura yacho inenge yanwiwa, asi pasisina munhu aionekwa.
Panenge paine mahuswa akaiswa padivi pemusuwo.
Saka chii chinozoitika?
Muroyi anogona kuzvimba dumbu nemvura yaanenge anwa.
Mangwana munogona kunzwa zvichinzi:
> "Nhingi arwara zvakaipa, haachamuki."
Zvinozozopera nekufa.
*Kana wapedza kuverenga siya emoji muzukuru โค๏ธโค๏ธโค๏ธ*
โค๏ธ
โค
๐
๐
๐
๐ข
๐คทโโ
30