Tilder Live Zim  Secrets & Confessions, News
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 13, 2025 at 07:39 PM
*Mudzimba With Tilder Live Zim 🇿🇼* https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V Vamwe vanhu vakapusa chaizvo admin .Ndakadeedzwa kunzi ndiuye Mwana avekuroorwa ndakaenda pedzezvo vavekuti hatina chatinokupa hauna kuchengeta Mwana . Kundibvisa KwaMusana kunobata Marondera ndonzi hapana Mari zvakandinetsa kusvika tashupana ndakavaudza Kuti Mwana uyu Handidi kumuona nyangwe zvinenge zvaitika Kana rufu musandideedze ndokuramwa ndakabuda mkwasha ndiye akazoti ipai tezvara Mari Handidi kuzoomeserwa remangwana ndopavaka zondideedza takaita half half ndakabva ne ka 1,200 Ivo vakatora 2,300US ndakabva ndisina mufaro ndakaudza Mwana wangu Kuti muchauya neimwe kwangu.Why vanhu vaku abuser chivanhu ndini baba mudyari wembeu ndakaita Kuti munhu avepo vonditarisira pasi chiiko chirikumboitika hu greediness hurikubva kupi munyika?
😂 🖕 😮 💩 😢 🐕 🚮 👁️ 👍 40

Comments