Tilder Live Zim  Secrets & Confessions, News
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 13, 2025 at 07:39 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VaadbeK7oQhUsp9sDw2V **Mudzimba with Tete* Hey ndaitawo problem can you pliz help me... I am a married man so nyaya iripo ndeyekut mukadzi wangu ndairambidxa kuyenda kubasa pese apa so ndakazomubvumidza.. Izvezvi kubasa akuyenda akapihwa pay hapana kana 1 chaishanda chemumba medu kana kubhadharawo magetsi hawo kasi yangu inini amai vake ndovatengera grocery every month so this month ndakapihwa pay yangu ndika extender 3 Rooms so ndakasara ndisina mari iye a kutenga grocery yamai vake chete ndakumuti change yasara chitengawo ramai vangu akuramba kasi mari anayo... Zvino inini I was thinking kut asayende hake kubasa coz hazvina benefit kwandiri.. So ambuya vakufona hanzi haurambidze mwana wangu kuyenda basa... So inini ndabva ndati it's fyn ndikaudza mukadzi wangu kut since iwewe wakushanda chengeta mai vako inini ndochengeta vangu ndega then vana tine 2 ndati inini ndichabhadhara fees yemwana 1 iwewo 1 izvezvi kwauya tete vake hameno kut vakuda kutonga chii ipapa.. Help ndiri wrong here Guys? React: He is wrong.👎 He is right👍
👍 👎 😂 😢 💋 😮 🙏 🤷‍♀ 🤷‍♀️ 122

Comments