Tilder Live Zim  Secrets & Confessions, News
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 14, 2025 at 08:27 AM
https://whatsapp.com/channel/0029Vb3OtZBE50UgJE9RwC39 *UNMARRIED LADIES VACHADA KUZOROORWA.* *Avoid varume ava.* 1. Murume anoti muchangotanga kudanana akuku tengera tengera zvinhu.Zvinoita sezvakanaka but watch out.Iyi inonzi LOVE BOMBING. Inoshandiswa nevanhu vari manipulative. Vanokukwezva nekunge ari generous but kusiri.Read more about LOVE BOMBING. 2. Murume wekuti hauzive kuti anoita nezvei.Kwaanoshanda haukuzive zvinongonzi ndinoita madhiri babe. Think again before waroorana nemunhu akadai. 3. Murume anorembedza mabhurugwa.. Dressing ine mukana wakakurisa wekutaura kurongeka kwemunhu pazvinhu zvake. Kunyangwe ikave hembe yemubhero. Kamuchenero akaku ainwa kayo kanokuudza kuti uyu akarongeka uyu. Munhu asingazive position yebhurugwa angazozive position yake pamusha? I doubt. 4. Murume asina kurumuka kuna mai vake(mama's boy). Uyu kuroorwa naye unenge wakaroorwa namai vake.Zvataurwa namai vake ndizvo zvine musoro. 5. Murume ane vana vanodarika 2 nevakadzi vakasiyana. My dear rohwa nehama kuti next ndiyani pakadai. If it didn't work nevanhu 3 zvingazoitire pauri? 6. Murume wekuti kungotsikwa or pangoitwa mistake mubhazi or papi otoda zvibhakera.Ziva kuti ndiyo nzira yake iyoyo yeku solver ma misunderstandings iyoyo. 7.Murume wekuti ukamubvunza kuti.. What are your future plans.Oti only God knows. My dear,you are not going to be married to God but to this man who doesn't even know what is his life. Iwewe you are a helper,uno helper sei munhu asina zvainazvo.Ndiyo type yekuti ukada kumupa plan nekuti haana unotanga kunzi wakuda kundiendera mberi. As a leader murume must be a visionary. 8. Murume anoti mukadzi haafane kushanda nekuti anozohura.Type yemafungire emurume akadai ndeevarume vane low self confidence and vane tendency yekuve abusive.Murume asingakupe freedom yekuti uve financially active anokuita chidhori.Munhu asina mari haana kana power and ari easy to control.Submission haisi bondage. 9. Murume asina chaitira mwana wako. Even kumbobvunzawo chaiko arisei haite. Type iyi ndiyo inozoti maroorana handichengeti mwana asiri wangu.Mwana is a part of you but anokuudza kuti this part of you handiide pano.Be careful. 10. Murume anoti kusuka or kubika nekwe vakadzi uye varume vanobika nekusuka vakadyiswa. Type iyi inotove nemisconception hombe.Ndiye wekuti chero aite rovha iwe uchishanda unobva kubasa ugotangane nemaplates nekucleaner mumba chero paarara haaisi order. Hazvimbobvise hurume nekuti wasuka.Type yevarume ivava yakafanana netype yevakadzi vekuti akatambira mari yakawanda kudarika yemurume anotanga kushaya respect nemurume.Avoid.!! *11. Murume asingagone kuti sorry.*
❤️ 👏 🙏 4

Comments