Tilder Live Zim  Secrets & Confessions, News
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 14, 2025 at 08:52 AM
*Vhayolenzi weekend:* Grooming reloaded 🔥 *Mudzimai wese it’s a MUST have a ROLL ON… "roll-on* *kuvanhu!". Hapwa dzinenge dendere kwete!!!! kana kunge makakaisa chikiti muhapwa kwete. Shave frequentlfr* *🔥 Kana uchiwana mari yeData haungamboshaye yeRoll On…chivindi kuita amai vanohoster nekuPraise team vasina RO…iiih mootyisa askana....hanzi roll on kabhora kacho kanditekenyedza hezvoness* 🔥 Unozoona kukosha kweRoll on ukagara padoor mukombi….I am telling YOU this is a priority if possib nebaby powder inobetsera. Roll On is the secret to staying fresh all 🔥 *Mudzimai dzidza kuita number 2 usati wageza!....uye haudi kuenda ka2 or ka3 kutoilet kunoita number 2 unless kana une mudumbu.* Dzidza kuradzika magamba kumba kwete kungoti pese pese netoilet yekubasa or kuchikoro uchatora zvirwere ikoko iih neyako yekungoita number 2 pese pese...Ityawo kungogara pamachamber.. 🔥 Munhu ngaadye akagara kwete kudya mengo or chibage munhu achifamba muroad , Usangosvipira pese pese umwe nemutara chaimo it's a no chikarwarwe muroad. Chero mazino ako ari reza hazvitenderwe kudya nzimbe pese pese iiiih hey although apo... 🔥 *Please don't eat in public unoona munhu achidya pie muroad kana KFC imika, tengai monogara pasi somewhere and eat kwete kuti mwofu mwofu muroad or mukombi* 🔥 Ngatipfekei hembe dzinotikwana askana, tisapfeke hembe dzinobata zvekuonekwa pese pakaungana nyama umwe unowana akungofamba achidhonza hembe ichingokwira kureva kuti it's not your size dzimwe dzinobva dzadhindisa para shoot rinenge rakapfekwa mukati, bra rered negreen neorange patop yewhite hazvibudi. 🔥 *Zvekungotsenga Buble gum pese pese umwe nekutsenga achiburitsa mumuromo it's a no* ….kufuridza Bublegum muroad or muchurch or pane vanhu iiih nhai imi…munhu unoenda kunonamitirwa kuAlter call uchitsenga dandy ini ndokusiya aaah…. 🔥 *Munhu ngaazive zvinoenderana nebody yake padressing tese vasikana....mamwe makumbo haafitwe nema shorts wesi akange aine nyenga hadzi dzakangoti nyangarara koitawo matights ema colors mamwe acho anobva azonyanya munhu opfeka skirt yeyellow oisa tight refu yered obva watomuona ari kure* 🔥 *How you dress, groom yourself and handle yourself in public is all part of your packaging. Like product packaging , you can present yourself to be the most appealing.* And, you can present yourself differently according to the time and place….ziva nzvimbo, nguva neevent…ukadaro unorarama 🔥 Munhu achimuka kuseni ngapinde ngakweshe mazino including the tongue pane vamwe vanoti kana vachikwesha mazino vanongoti kushukshu 2mn atopedza but rurimi ndorunenyaya yekunhuwa kwemukanwa. Usati watsvaira, waenda pamushana, paTV, paFoni brush your teeth and tongue. *Rurimi ngarwugezwe kusvika raapink huwhite hwese ngaubve.* 🔥 *Rukwawo zvinokufita mamwe maweave atirikuona kunge munhu akatsiga dendere renhengure if you can't afford kurukwa short hair bho zvokuti.. ende for African ladies inonyatsobuda.* Gerwawo zvinokufita kwete kungoteedzera vamwe... 🔥 Usashinge kupinda mugumbeze usina kugeza mukadzi iweee iiiih and some normalize bathing twice especially vanoshanda kunosweatwa zvekutodaro neteam remaDance kuPraise and worship… *Bathing Twice a Day unorara vakasununguka.* Follow this channel ↕️✅ https://whatsapp.com/channel/0029VafjkIfGehEEXQldHW0m 🔥 *Munhu ngaafambe ne confidence, kwete kukanya madhaka, kwete kuita kunge munhu azviitira… carry yourself like a CEO, as a CHILD of GOD. Kwete kufamba semunhu arikutya.* 🔥 Munhu haafanirwe kuendakunotenga chingwa nenight dress or mng gown.. hezvo nhai imiiii ityai…ane bonnet mumusoro or pulling socks haaa ma1 🔥 Pakati pema bum ngapakweshe kusvika pa poohole. Wapedza isa sipo pa towel wopakwesha futi uchikwidza nekudzika. Dira mvura kusvika pachena dry the area well . Put powder haumbofa wakanzwa smell. Rimwe zuva paise vaseline cz pakaitisa dry unozowona kuchenuruka kunge scoan.... 🔥 *Munhu ngaageze kwete kupfuurwa nemumvura…its BATHING and not SWIMMING...Especially NECK and Bums ngatikweshei zvine maSkin akafanana neall areas of the body* 🔥 *Zvemukati hazvidzokorerwe...chero zviri zvishoma pliz mapants nematights haaadzokorerwe....zvachipa izvi...dzidza kupfeka zvemukati waita dry...* _With Love_ Ndini wenyu Mai vevanhu🤣🤣🤣🤣🤣
🙏 ❤️ 👍 4

Comments