
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 14, 2025 at 11:50 AM
Zvakaitika zvakaitika hzvo gamuchira izvozvo but usabvise mimba ndapota hnk but another side wakarwadzisa sisi vko hko nkt tym yakakupfimba bmkuru dai wakaudza sisi kuti ndizvo zvakuita murume wenyu .but as for now ngatishande nezvavepo pagroup usabvise mimba ndapota hnk unongochengeta hko mwana wnk but chandinozokumbira kna wazopinda mureletionship usazovanzire munhu waunenge uchidanana nye kuti ndine mwana zvinozoputsa imba yko
👍
❤️
😂
5