
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 14, 2025 at 12:52 PM
Hie admin inini hangu ndirikuda kutsiura uyoo akuda kutorere murungu murume wake akukanganwa kuti akavinga basa ofwhich mukadzi iyeye waurikuda kurwadzisa ndiye akakupa basa now wakuda kumutorera murume wake it's not a good thing mangwana zvichakuwanawo ,chero murungu ,mu Shona ,mundebele ,mu china or whatever tribe murume wemunhu ndewemunhu dinga owakho uhlukane lomlungu wenkosi wena wabuya udinga ukuba ngu maid not sex worker endlini yomlungu kusasa kuyizolo
Ndatotaura inini # vaMampofu
🙏
❤️
5