
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 14, 2025 at 01:13 PM
*Kusemiwa*
Pangava pabsa kumba mweya uyu watambudza vnhu vazhinji kuonekwa sechimwe chinhu.
Pane vakakushandisira tsina yembwa kuti zvidaro demonic spirit vkafuridza mhepo now wakuonekwa sechembere
Ita izvi tora zai rako woputsa chatinoda apa iyoke chete unoisa mubowel ,Tora yoke wozora kumeso uchituka mweya iwoyo zvinesimba after that mira kwe2 minutes wogeza wotora olive oil wozora uchitaura kuti beauty yako idzoke vnhu vakuone semunhu zvinenge zvaita.
https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O
🙏
❤️
👍
4