
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 14, 2025 at 04:34 PM
*🚨FOLLOW THIS CHANNEL FOR MORE*
https://whatsapp.com/channel/0029VbACFYA9RZATVcEa6D0u
*Comments +263787490794
*Ndakazonzwa ndakutunda ndichigwinha nekutetsura kamhere kekunakirwa!*💦💦💦
*React before you read*
Tatove nemakore taroorana naTawanda tine vana vaviri, plus s*x life yedu haina hayo kushata, murume wangu anogona hake kusvira zvekuti handingashore.Tine tunhu twedu imba ,mota mbiri mari, zvekuti to be honest handina chandoshaya, zvekuti pfunga yekuita chikomba kana chihure haina kumbobvira yauya mupfungwa dzangu ever since.
Nyaya yakatangira patakaita xmas party kubasa yekupera kwegore, kubasa kwedu, tainge takawanda ini nema workmates angu plus vamwewo vainge vakakokwa, pakafarwa pachidyiwa all sorts of foods, hwahwa uhu, ini hangu ndainwa ma light beers tunana reds utu, asi ndaisada kuita zvekudhakwa ndaizononetsana nemuface kumba. Time yanga yava kuma past 7 apa ndaakunzwa tudzungu plus ndaakuda kuenda kumba, ndakati regai ndipinde mutoilet, hameno kuti ndakabhaizika sei ndokupinda mutoilet yevarume, ndakatosanodzikisa trouse randainge ndakapfeka ndaakutodhasharara makumbo wanikwe pane murume arikutoita weti, asikana ndakambofreezer brain dzangu nezvandakaona.
Ndakaona mboro iya inonzi mboro asikana, ngaisvibirire, ndaiite tsinga apa inenge yanga yakamira zvishoma, coz ndakanyatsoona kunaka kwayakaita nekuti yakachecheudzwa musoro wayo kunge howa, ndakanzwa ropa rangu kumhanya ipapo ndikamerera , ndakazongoerekana ndati sorry coz takatarisana mumaziso nemuface uyu paainge aakuzunza mboro yake, ndakabuda ndokunopinda muladies. Ndakatsinzinya maziso pandaiita weti, ndokuona picture yemboro iya ichirimo chete mumaziso angu,I said to myself, ndichatomutsvaga chete munhu uyu. Ndakapedza kunoita weti, asi kwekupedzesera kweweti yangu kwaidonha tuma siriri tunyaidza mheche meaning ndainge ndatotesa beche after ndaona mboro iyi. From toilet ndakaenda straight kune ma friend angu ndikati asikana pane muface wandaona, ndisati ndapedza kutsanangura ,ndobva ndamuona, ndikati uyo, handimuziye ndiani ko iyeye zvikanzi anonzi Chris weku IT Department, ini hoo ha iribho zvikanzi neimwe shamwari yangu aita sei ndikati I thought ndoma get crusher saka haisi horror asi ini ndainge ndaakuziya kwekumutsvaga.
Ndakabva ndaenda hangu kumba asi asikana, asikanaka!!! umm zvakaoma, chero baba vekwangu mboro yakadai Havana kutaura chokwadi, zvakandishungurudza all the way kusvika ndasvika kumba, musi uyu ndakasvikosvirana naTaka ndikatunda katatu nenyaya yekuti ndaingoita imagine ndichisvirwa nemboro yandakaona mulue, izvi zvakandipa shungu nehukasha hwekutsvaga madetails emunhu uyu, ndakamukofonera Chris bamfana pavakambobuda, ndobva ndamubvunza kuti munhu waakauya naye kuparty ndiani, akabva anditi anonzi Born Errectus anogara kukwadzana, he is married ane mwana one mukomana anoseenza ku a certain transport company he is a techinician ikoko and hiz very sociable, ndikati ndomuwana sei zvikanzi mutsvage page rake pa facebook unomuwana.Comments +263787490794 Ndakamutsvaga wena ndokumuwana, ende zvandakaona, nyaya dzake so, anenge anotorwarawo zvake, ndakamboverenga nyaya mbiri ,nhatu, ndobva ndatoona kuti ndaakutozvikwadza nezemo worse better kurovera moyo kudombo, ndakamuisira inbox, ndikati, Hi Kells please give me a shout, and I gave him my digits, pasina kana five minutes after ndaisa inbox ndakanzwa fone yangu yaakurira, ndakadaira ndikati ndiani zvikanzi Kells, maimwana ndakabva ndamerera, wakadii hako, I need to talk to you but not pa fone plus ndirikunyara, zvikanzi maya taura hako haisi problem, ndakamuudza zita rangu nenyaya yangu uye zvakaitika musi we party ndikati shuwa handisati ndambosvirwa neumwe murume kubva zvandaroorwa asi pandakaona mboro yako nanhasi pfungwa dzangu dzakadhanganyika
Kells akabva ati serious, saka ndati organize tisvirane, ndikati I will call you kana hubby aenda out nebasa toona kuti tingadii. Hapana kupera a week ndokunzi na Tawanda, am going kuKariba negraft ndodzoka on Monday and that was on Thursday.Hana yangu yakarova nekufara, ndakafonera Kells ndokumuudza akati kahwani achanotsvaga base kwekuti tigozonosvirana. Akazondifonera akati ndimubate on Saturday ndikati paribho. Kubva ipapa mazuva aiita kunge asirikufamba ndakamirira Saturday kuti isvike. Saturday yakasvika makuseni seni ndokubva ndanogeza ndokunatsopfeka hembe dzangu dzinonyatsobata miri zvekuti mhata dzese dzinenge dzakadhidhikira, plus ndine beche asikana chipo ichocho ndinacho hangu ende rakafuta kwete zve fun, rainyatsoonekwa V shape zvekuti wega ukariona unodonha rute. 10am dzakasvika ndokubva ndafonera Kells, he told me kuti aive ari ku Mnt pleasant kwe cousin yake and he gave me ma directions ekusvika ikoko, hazvina kunditorera time coz I stay close saka 2 minutes ndaive ndasvika pamba pacho,ko I was driving ka BMW Z3.
Musi we party Kells ndainge ndisina kunyatsomutarisa zvakanaka, all I had seen kunyanya is mboro yake, but musi uyu pandakasvika ndichimuona wanike aikaka ko zvaari handsome wani, his not very tall his not very thin but ane average body asi akatsvuka plus akanaka face ende anotaura zvaanoda hake mwana wevanhu, akanditambira zvakanaka ndokupinda mumba muya apa kahana kangu ndakairova zvakaoma, pandakangopinda mumba Kells haana kuda kuwanza munamato akangondibata matako ndokundidhonzera straight kubedroom. Paakandibata ruoko achifamba neni soo asikanaka, I felt pant rangu kutota and minyatso became so hard and distended, I almost couldn’t stand it. Tapinda mubedroom, Kells akandipusha zviri s3xi against the bedroom wall with his tongue deep in my mouth, one hand richibata bata mazamu and squeezing minyatso, the other inside my pants , fingering beche rangu through bhurugwa till I could feel my honey ichiyerera inside of my thighs. Kells akamira paside pebed ari musvo apa minyatso yangu yakamira towards him, tese zvino tisisina kupfeka apa iye mboro yake yamira kuti twii, veduwee makumbo angu akambopera simba ndaiva ndaakudedera nekunzwa kuda kuiswa mboro yake apa ndaida nyoro chaiyo. He then lifted me up and placed me on the bed achibva apfugama over me, kissing me everywhere.Akadhonza minyatso yangu with his lips achirumirira gently, then harder, until I felt as if minyatso nebeche might explode from the pleasure. Ndakafunga kuti ndirikurota nekuti zvimwe zvacho even murume wangu haasati ambozviita kwandiri, ndakanakirwa nezvandaiitwa ipapo . Ndainge ndakungoshinyira nekuchemerera nekupuruzira musoro wake, ndakazonzwa ndaakutunda ndika gwinha ndichitetsura kamhere kekunakirwa ndokukochekera makumbo angu pamusana wake.
Pasina kanguva ndaona munhu andivhura makumbo manje, ndokuvhura matinji with his fingers, ndokuisa rurimi rwake mubeche rangu achibva atanga kundikoira with it and achinanzva huronyo hwangu since ndaiva ndatombotunda kare. Kells akananzva beche rangu asikana apa achiita kunge kakitsi karikukasva mukaka. Akapushira rurimi rwake as deep into me as he could achindikoira chete. Ndakachemerera ndichimubatirira zvine power ndobva ndakochekera makumbo angu kumusana wakwe, regai Macheso aimbe kuti kochekera ainge azviona, I came three times ipapo asi Kells akaramba achikoira zvekuti ndakabva ndaita faint. Ndakazopepuka zvino ndikapihwa mvura yekunwa, pakabva papinda call pa cell pangu zvikanzi nababa mufana am back ko uripi, ndikati am in town regai ndidzoke.
Zvakandishamisa kuti ko sei adzoka nhasi iye aiti achadzoka on Monday, ndakasvotwa coz handina kuzokwanisa kusvirwa futi musi uyu, asi Kells ane patience akati haisi problem hatidi kupunza musha dzokera kumba tichasvirana next time!Comments +263787490794
❤️
❤
👍
😂
🙆♂
19