
Tilder Live Zim Secrets & Confessions, News
June 14, 2025 at 05:00 PM
https://whatsapp.com/channel/0029VakNcUNL7UVZmYD3ZW2O
*ZIVAWO IZVI*
a) MAHUMUNYA-----Sanganisa dota rinopisa nemvura.Wochizora matama wogeza kumeso manheru chete.
Kana kuti enda kune churu wotora ivhu racho wovhenganisa nemvura shoma pamwe nemuto welemon wakaenderana.Kwakupota uchizora pamahumunya wosiya zvakadaro kwe3
then wozogeza hako nemvura.
b) KURWADZIWA NEITSVO/KIDNEYS -----Isa midzi yemumango mumvura inodziya.
Inwa kuseni masikati nemadeko.
c) YEAST INFECTIONS-----Grate mhodzi mbiri dzemaavocado then woisa mu2litres yemvura.
Chisiya zvakadaro zve24 hours.Chipota uchinwa mvura yacho morning and evening chete.
4) KUKUDZWA KWEMAZAMU MADUKUSA------Zvakuenda nemukadzi umwe neumwe kuti anoda mahombe here or kuramba aine maduku.Asi hazvisi zvekuitira kufadza murume nokuti mangwana haana kwake akutizve mazamu akurisa.Saka kana uchida akure ita seizvi;-- Tora chimwana chemuti uya unonzi mumvee wobva wachiisa mu200ml yemvura then wokwatisa.
Chipota uchizora mvura yacho pamazamu makuseni nemadeko chete.
Muti uyu unoshanda kuuchika zvakare.
(Kuvarume vane pfuti diki mumvee uyu unoita pfuti ikure chaizvo asi kana yakura inoita dambudziko rekumira naizvozvo handikurudzire).
*KUONEKWAVO SEMUNHU PABASA*
Kana uchidavo kuonekwavo semunhu pabasa. Tora shizha yeMbambaira voisa muleft shoe vopfeka voenda kubasa.
Zvinounza lucky, favor, kufarirwa nemaboss. Kunzwikavo zvaunotaura
❤️
👍
👏
😭
😮
🙏
7