Harare Poly Celebs
June 14, 2025 at 06:00 AM
But girls varikumwa naMorning after az young as u are pamuchazovada vana ava muchavashaya don't blame or anyone for it u have ur self to blame... Uchinyengerwa nemukomana wako asina bowo.. U r ruining ur life mi sister have focus.. Aya mashoko emunhu asina kudzidza. This is just a myth, zvakafanana nekuti ukagara muroad unoita mota kumagaro. That's scientifically not true and please mira kuda kurambidza vasikana vedu kunwa pill, uda vaite nhumbu vatitizire? Dai chaukutaura chiri chokwadi, dai vanhu vese vari ngomwa.😂🤷🏾‍♂️ Learn or perish. 👨🏾‍🦯
😂 💯 😮 13

Comments