Harare Poly Celebs
June 14, 2025 at 10:53 AM
But girls varikumwa naMorning after az young as u are pamuchazovada vana ava muchavashaya don't blame or anyone for it u have ur self to blame... Uchinyengerwa nemukomana wako asina bowo.. U r ruining ur life mi sister have focus.. Aya mashoko emunhu asina kudzidza. This is just a myth, zvakafanana nekuti ukagara muroad unoita mota kumagaro. That's scientifically not true and please mira kuda kurambidza vasikana vedu kunwa pill, uda vaite nhumbu vatitizire? Dai chaukutaura chiri chokwadi, dai vanhu vese vari ngomwa.😂🤷🏾‍♂️ Learn or perish. 👨🏾‍🦯 Hie August udzai benzi iro ririkuramba kuty kumwa morning after constantly kunourayisa kuty imwa ufe iwe Those pills kills ladies .it's a Cancer atracter Fibroids And also low fertility Imagine kuita abortion ka 20 per month That pill vwas designed for emergency only emergency chinhu chinoitika once in a blue moon Hudr0washe post By the way munombomaverengawo here .... akanyorwa kunzi 2 times a year for a reason.... imwai henyu mozoita ngomwa ... iko kudakunzi ndimi musinganakirwe ne sweet remu bepa
😂 ❤️ 🚮 😮 🙏 11

Comments