NEWS BUZZY🇿🇼
NEWS BUZZY🇿🇼
June 11, 2025 at 04:56 AM
Follow this link to view our catalogue on WhatsApp: https://wa.me/c/263783873319 Gorokoto Guru 🩷🩷 Mwari Rudo veduwe Mambo Lamboo kana varipo zvose nezita raJesu zvinonaka Tinoti makorokoto makuru apo mumwe mudzimai ange anepamuviri pemimba yemwedzi gumi nemumwe (11 months) orairwa nemuporofita waMwari MAMBO LAMBOO kuti mangwana chienda unobara mwana zvisinei nekuti satan ange asingadi zvikabva zvaitika nhasi vabara mwana musikana zvakanaka🩷🩷 Nezuro Muvhuro mai vange vanemimba yange yadarika mwedzi mipfumbamwe vange vopinda mumwedzi wechi gumi neumwe (11 months) vanoti vakainda kudare ramambo Lambo muporofita wemandiriri uko vachinochema kut havachazive kut chii chakonzera shura iri kutakura mimba yoda kusvitsa gore Muporofita akati satan nevanhu vake vange vakaronga kuti mukadzi uyu zvose nemwana ngavafe rufu asi ngoni dzaJEHOVHA dzazviramba saka mangwana nenguva ino uchange wavenemwana kkkkk💃💃💃 Veduwe zvekuporofita izvi nekurapwa kwevanhu zvinevakatotumwa izvi aaaa zvaMambo Lamboo ndazvikonewa ini kunge kutamba nhy Mai Ruva vanoti handina kumbosangana nedambudziko pavana vamwe vose vaviri vandakabara ndaingobara zvakanaka asi apa ndange ndotoshaya kut chii Mai ava vanoti ndinotenda muporofita nekundiratidza zvandaisaziva Vanoti rimwe remazuva vakataudzana nevamwe mai kumusha kwavo maringe nembambaira dzavakarima asi havana kuziva kuti munhu uyu akange atotsamwa zvekutoda rufu rwavo pamwe nemwana kudaro Naizvozvo mai ava vati chandinakidza muporofita uyu anotaura zvinhu sezvazviri zvisina kutya kana kufungidzira kunanga nyaya sezvairi aaaaaa ndafara Murume wamai uyo angoda kudaidzwa nezita remutupo wake wekuti JETA anoti handina chekureva kana chii zvacho asi kungotenda hangu Muporofita anoti basa rake kusunungura pacho panonzi pakasungwa nasatan uye muporofita ati ndinofara zvikuru nekunyadzisa satan kwandaita Mucheche aberekwa zvakanaka hapana chakaipa kana chipomerwa Mai ava vanonzi vange vakasungwa kut vasaita mwana asi zvose zvakandwa kure Mambo Lamboo vanoti tirikutofamba uye vazhinji vachapepuka tatove mhiri nekuti vana vaJesu havatongwe nasatani Zvekare muporofita akati vana vekereke inotungamirwa na MAMBO LAMBOO Rudo rwaJESU Apostolic Church havana chinovabata zvachose nekuti vatumwa vekereke iyi vapenyu Uye muporofita uyu anoti huyai tibate basa rashe nguva irikupera Kuti munzwe zvizhinji pamusoro pemafambire echinamato chekereke iyi bata Mambo apo 0783822621 0783873319 0710712651 Mambo Lamboo pamberi nebasa Mhuri yekwaGeza yati tinowedzera kutenda nezvataona izvi tange tongogara takabatira ura mumaoko nenyaya yemimba iyi asi tasunungurwa👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏 JEHOVHA NGAAKUDZWE

Comments