NEWS BUZZY🇿🇼
NEWS BUZZY🇿🇼
June 13, 2025 at 07:47 PM
Follow this link to view our catalogue on WhatsApp: https://wa.me/c/263783873319 🔥🔥Mambo veHondo MAMBO LAMBOO (ISHE) Mbavha dzasangana nazvo paChitungwiza Manyame😭 Uuuuuum chaita chidiki chapfuura kutokurukura hunge wapotswa chokwadi Mambo Lamboo vazviita zvekare paZimbabwe Zvinonzi dzimwe mbavha nhatu dzakapinda panemumwe musha muguta reHarare Chitungwiza dzichiedza kuba asi zvakaramba n'anga murapwa achida asi zvazosvitsa mumwe wavo murufu chairwo😭😭 Zvinonzi vanhu ava vakapaza vakapinda mumusha uyu apa varidzi vemusha vange varere havo asi mbavha idzi hadzinakuziva kuti muporofita wemandiriri ange akambogadzira musha uyu ISHE LAMBO Zvakaoma sekunamata imi vehama kuba kunonaka kana usina kubatwa hako Zvinonzi varume vatatu ava vakapinda mumba umu asi vachingopedza kuunganidza zvinhu vasati vabuda vakatotanga kurwara pamwe nekutorasa njere kupenga chaiko Mukuita kwekurwara uku vanhu ava vakatanga futi kutorwara muviri kutotanga kudzimba nyama chaiko kuzvimba muwiri pamwe nekubuda ropa mumhino zvekutokonewa kufamba nekufemera pamusoro Naizvozvo varidzi vemusha vanoti takazongonzwa kuchema kwevanhu muneimwe imba uye takamuka tikaona vanhu vachiita kunge vasingachaoni meso avo asi hapana ange achadaira uku vanhu vange vongobuda rute masiriri Naizvozvo hapana akavarova asi takazofonera Mambo Lamboo vakatiudza zvekuita so vanhu takazonzi tivaregedze vainde havo Naizvozvo pazoita nyaya ndepekut umwe wacho arikunzi akazoinda mberi nekuzvimba muviri kusvika afa zvazosvika pakuti varidzi vemufi vade kuramwa chitunha ichi kumba kuya kwaange aedza kuba Uye nyaya yacho yaita mutauro zvingada kupinza muporofita uyu panguva yakaoma nekuti varidzi vemufi varikufungidzira kuti kurwara kwakaita mukomana uyu ndiko kwakatora upenyu hwake Asiwo vekuchipatara varikutaurawo zvavo zvakasiyana nenyaya iyi zvinogona kupedza simba veukama ava kuti varege kuswera vachinetsa vananyakubirwa pamwe nemuporofita uyu Hameno hamawe kuti zvinofambasei muchamweya umu nekuti vanhu ava pavakaedza kuba vanoti takanzwa kunge tabatwa nemagetsi chaiwo munyama uye varikuti zvinhu zvacho zvirikunetsera pakuti imwe nguva nyama inombopota ichirwadza zvinogonafuti kungotora upenyu hwedu Isu taedza kubata muporofita tichida kubvunza kuti ko izvi zvakaitika hazvikonzeri rufu hre ? Asi muporofita haasi kubatika zvachose Hatizive kuti hatiteveri mumwe wedu her asana kutungamira uyu vanodaro vamwe vana mbavha vachichema havo😭😭😭😭😭 Haaa zvakaoma hama hameno Mwari ndivo vanoziva asi hama dzachema chema idzi Mambo Lamboo vanoti iro gore rino satan anonyura chete huyai tinamate every Sunday paDare Guru apo Isu tinorwirwa neHosana Muporofita wemandiriri anobatwa apo 0783822621 0783873319 0710712651

Comments