Mama Ree Novels🇿🇼
June 5, 2025 at 06:02 PM
https://chat.whatsapp.com/Hz7qZ5rC3pEHQopwdVE6MH *Written by Pastor Rebecca aka mama Ree* *BOOK 8* Short novels... Book tittle 📖👇👇 *GARDEN BOY THE WOMANIZER* CHAPTER 9 *(NINE)* *JIMMY JIMALO* Haaaa vakomana kaaa chichatiurayisa takasvinura pakati pemakumbo eish panguva yacho pfungwa dzomira kufunga dzozotanga kufunga after watopedza yarara zvino...ndakazvitongesa asi painge pasisina reverse dhiri ....ndakazoparadzana naShely zvenharo chaizvo aitoda zvekurara neni the whole night but ndozvandaisada manje kurara ndichifemerana nemunhu kadzi husiku hwese haaa hope dzacho hadzibate zvachose inenge ichingosimuka simuka kkkkk ahina kurairwa ...ndaka driver hangu ndasvika kumba ndakawana kune vayenzi zvevanhu ndaisazvida ini ..handina kuda kugara so just greeted them ndakuda kuyenda ndopandakapihwa intro na daddy Dad.....eeh son ava ndiMayor lemon we have a great deal ratoda kuita ndaitira vakazouya vane mapapers avanoda ugovapa Me....ok dad ndafara nekukuzivai Mayor Mayor.....me too son Ndakasimuka hangu ndichidzungudza musoro haa Mayor ndovazivaa ava taidhumana kwakawanda baba vaida vakadzi ivavo iih kana ...ini ndaive nani coz l was still young kana ndaroora ndozodzikama manje ava zvakatoramba zvekudzikama zvacho ...ndakaita senge ndisingavazive hangu ndokuvakwaziva nekutosimuka ko ndaida kunogeza zvee mongozivawo kt after nyesvu pane hwema hunoitika huye ndohwandaida kubvisa hwehurume .. ndakanogeza apa nzara yaive yandiruma munongonzwa imi ...ndakaenda kukitchen kwakuwana chikafu changu chakavhara ..ndaida kudyira muroom mangu kuda kubuda kudai dhuma dhuma na helper ... Her.....nhai Jimmy asi zvawainzwa kare zvasiyana nezvawave kunzwa now hre ukandiona Me....aah nei wadaro shar Her.....kare usati wadya waitombonditsvaka ..or wapedza waitoshanya now wachinja Me.....anoda tibatwe hre futi remember this time basa rako rinopera saka ndirikutochengetedza basa rako ini Her....hazvina basa izvo as long wandifadza shar ndotsvaka kumwe hangu Ndakabva ndambonyarara ndakamutarisa neziso riya renzara soo..zvongofadza kunzwa munhu achisarudza kt basa ripere nekuda kwekunakirwa newe ... Me....shuwa hre Her.....idya hako ndakunogeza unondiwana ndakakumirira... Ndakagutsirira musoro but truth to be told ndainge ndaneta sabhuku vainge varemba vapera macomrades kkkkk ndainzwa kuti ainge apedzewa akwekwetewa ese na Shely...saka ndakangoti haiwa ndikadya ndikurara ini ndizorore ...ndakasvika muroom mangu kwakudya hangu sadza rangu ndikapedza eeh rainaka baba ko raive nezondo zvee nekamhiripiri ndakafara ...chakandinetsa ndakupedza kudya Jimalo akatanga kusimuka zvine power seabairirwa pamagetsi ndakanetseka kuti ko ndeipi manje yakuitika ...foni yangu yakarira msg ndikutarisa kudai wanikwe ndatumirwa mvura ichiyerera nemuviri munhu ari mushower handina kuda kumbotambisa nguva ndakatobuda mumba kuendako ...door rainge risina kukiwa even re mubath raive rakashama kumuti baaa kudai akomana kaaa zvekuti mutema makuruwani havane nazvo ndozvavakaipira as long vaona mwena waro chete vanotorwisana newe ...ndakaita sendichaivhunza kuti wapindwa nei inga wambooona gumbo.dzvuku kwatabva uko asi eeeh zvaisashanda ndakatanga kumubata achiita kuchemera .. Her....ndakandakusuwa Jimalo shar Haaaa mungati henyu ndoda zvinhu asika guys ndaiiswa panguva yakaoma nevanhu ava yaisava mhosva yangu baaa..asi apa ndakanetseka kt ko zvikufamba sei shuwa simba randainge ndave naro haa kana samson ndaimudarika panguva iyi ndakabva ndatakura munhu wangu naye pabed ndokutanga kumushandira ..ndakashanda kusvika ndakunzwa kuti dzana rakupisa hongu ndaimbozvipa sando asi it was too much ... Her......Jimmy ndat*nda kakawanda ndakurwadziwa ini chipedza Me.....ok ndakutopedza mira mbichana Her....aaah wanguri wadaro kave kechi 3 manje ndichiita iwe usati Kana neni ndainge ndakushaya chaive nzvimbo nzvimbo manje ndainzwa kuti zviripadhuze zvakuda kuuya asi zvisingauye ...takachinja mastyle kusvika taneta ndakazomubata nenzira yandaiziva kt ndinenge ndamupedzera manje anenge ari padenga pangu akaita kuda kuigarira soo asi chipfuva chake ozvambarara pandiri ndakamubata muchiuno ndakamusimudzira ndotanga kumushandira ndiri pasi kudaro maihwe ndakachimhanya for about 10mins..ndakanzwa akuchema chema Her....handichade ini aaah kana Jimmy zvakwana Me.....eish zvakuuya kani mira kani eish usabvise iwe aaaaah ooooh iiiih Her.....ummmmmm Kwaive kupedza kwangu uko finally after almost 1hr ...ndakanyatsonzwa kt haaa ndaneta kuita over working chaiko...haaa ladies dai maiziva kt bonde ibasa rotoda working experience chaiyo coz haa kabasa kakaoma ende kanozipa ...kupedza kuhubuditsa kudaro ndakanzwa kt yeah ndapera manje kwakubva ndatoti zete nekutobatwa nehope ...zvangu zve smart zvekuti ndapedza tlof tlof ndogeza apa power rainge raita evaporation baba ..ndakabva ndarara ndakadaro ndakazopatika kwayedza ndichinzwa voice Cathy Cathy that was my mom...ooh uyu anonzi Cathy ndomukanganwa zvee kkkkkk... Cathy.....maihwe mama vanopinda muno vakakuona basa rangu ropera Me....inga nezuro wakati ahuna basa nazvo wani Cathy....ehe ndaive nenyere kaa asi handikwanise kurarama ndisina mari vanhu vekumba kwedu vangadyei ndikapererwa nebasa Me....saka unoda ndiitesei manje apa Cathy....tsvaka pekuhwanda "Nhai iwe Cathy wararisa kudaro nhasi indava" Voice vainge vosvika padhuze manje apa handisati ndawana pekuhwanda ndakazoenda pasi pemubhedha ..ndikanzwa mom's vapinda Mama....muno mukunhuwei kudai vhura mahwindo asi uchangobva kumwedzi hre Cathy.....ayehwa mama ehe Mama.....ndokuti kudii manje ikoko ehe or ayehwa ko kuita sekuti ukubvunda wani Cathy....handisi kunzwa mushe ndichangobva kumwedzi saka mudumbu nekupera simba Mama....asi wakuenda kaviri pamwedzi hre eish ndazviitawo 3months dzapera idzi nhai ndikuenda ka 2 pamwedzi apa mazuva akawanda baba Jimmy vakutopopota nekuda kwazvo now ungazivawo tingashandisei hre Cathy.....ummm handizive regai ndigokuvhunzirai mugrup randiri Mama....please usarege ndikashaisa murume wangu mbuva yake anozonotsvaka kunze ... Cathy.....motya hre mama kuti vanotorwa Mama....ayizve ana mhofu vanopedzera zvee ava saka chandawana ndobatisisa midzimu ahipe kaviri...why uku blusher iwe ndoramba pana Jimmy chero ukanakirwa zvinengei coz ndoziva he is blessed down there sababa vake asi it's a no go area ahasati akura iwe ndokuona wave mature now unoziva zvaunoda so unopinda busy nepwere iya Moziva ndaive pasi asi ndakanyara zvose nekuda kuseka mom's so kaaa Cathy......kkkkkkkk ende mama soo hanzi ndoziva akasenga sababa vake Mama....ehe ndakatanga kumuona ane 2years aiti akamhanya asina pant vanhu vose vaibata miromo voti pfekedzai mwana bhurungwa akunyadzisira kkkkkk...huya ndisiye ndakuudza zvandoda uite ndoda kubuda Cathy....ok mama Mama....ko Jimmy akabuda futi nezuro ndaona kuroom kwake asiko Haana kudaira ndakanzwa kuvhurwa kwedoor ndokubuda hangu ndikapfeka hembe ndokubuda ndikaenda kuroom kwangu ndikageze ndirara futi ...ndikaisa msg kuna Farai Me.....lm coming at work later not feeling well now ndakumborara Ndakadzima foni ndikarara for 2hrs ndakazomutswa naCathy anoka Me....ko ukudei shar dai wasiya ndamborara Cathy.....daddy vafona hanzi ukudiwa kubasa ASAP Me....kwaitikeiwo aah mudhara futi Cathy .....better uende now coz voice ravo pandarinzwa ranga rizire hukasha Ndakabva ndamuka ndokurova smart nekubatidza foni ndikaona Farai andi bluetika ..ma msg adaddy hobho nema msd calls ...ndakapinda mumota ndakarova mota semunhu anopenga kwakumiswa nepolice Policeman......takumisai coz of over speeding kudarika speed limit Me....sorry officer ndikumhanya paita emergency Policeman.....asika matyora mitemo weroad kaa saka hazvinei nesu izvi ticket renyu have to pay Ndakabata muhomwe kana mari wena mupurisa wacho aiita sekuti arikuona chikwambo chinoboba mukadzi wake serious yaaive akandirovera kaa ndakabva ndafonera mudhara Dad.....where are you assh*le Me.....dad l know makatsamwa asika musandituke kudaro ndabatwa nepolice so ndokumbirawo mukande kamari ndibhadhare vandisiye Dad....give that police officer foni damn mhani Ndakamupa ahana kana kutaurwa naye zvakawanda kandipa foni kwakutokumbira ruregerero hake Policeman.....sorry sir ko hamuna kundiudza wani kt murivaridzi venyika nhai Me.....next time zivai vanhu vekubata kanopera kabasa aka Honestly kwainge kwave kutaura kwekuvhundutsira handitozive vanga vataurirana kutii chakaita andipe respect kudaro ...ndakapinda mumota ndakananga kubasa Ree aivepo hake akachena semazuva ose... Me....hie Ree wekunaka manhingi Ree.....watanga wakamirirwa uko Ndakamutsonya kwakukwidza kuenda kuoffice kwangu kusvika mudhara na Farai Dad.....kukupa basa kwandakaita pa company yangu ndakabhaiza handiti Ndakaramba ndakanyarara hangu vaida ndidaire kutii hangu ivo vatangira nyaya padumbu Dad.....answer me Jimmy Me.....nop Dad.....so why usiri kuita serious semushandi anyways from today wakuenda office yekuzasi muno mave maFarai Ndakafunga kuti.majokes kaaa Me....but dad basa rangu roenderana nema results angu wani so wats this now ndakuita sekuti makangondiisa coz ndiri mwana wenyu wani Dad....yes ndozvandakaita ende l see ndakatobhaiza coz panoda munhu anoshanda saFarai unongorovha paunodira it doesn't work like that Me....but dad hazvisi fair inga ndataura kuna Farai kt ndouya ndaingoda 2hrs chete ndanga ndakaneta Dad.....nekuzama kufadza vakadzi kaa kwete nebasa rangu Ndisati ndadaira vakabva vatotanga kutaura naFarai ende zvinhu zvose zvainge zvachinja ...vakabva vabuda havo ndokuenda ndikasara neshamwari yangu Me....ko asi ahuna kundivharirawo ma1 hre ndakuisira msg wani Farai.....yekuti kudii handina kuiona ini Me.....yaita blue tik wani Farai.....maybe yabaika yega muhomwe Me.....ummm hoo iwewe chaiye ahushaye chekundivharidzira nacho kuna dad Farai.....ehe kare kwete iye zvino l don't like to associate with backstabbers Me......wangu wangu ahusi mukadzi iwe taura nyaya yako uri munhurume ingoti gaa gaa kwete kutenderera nekuda kundiitira mamoods Farai.....wanga uchida ndivaudzei kuti shamwari yangu akaneta nekurwara coz akazhaka girlfriend yangu husavi hwangu...ndovaudza futi kuti musikana wangu akutoisa msg achiti akanetawo aive busy nezuro nevanonzi varume Me.....ukutii shar ndakazvirarira kumba ini Farai....ndianiko wauri kuda kuita mwana mudiki wainge wagara uchirwerera musikana wangu rute wakaoma all coz une mari kundidarika here . Me.....wakushaisha kutaura now ndochii handina kuramba hre ukati ndiende and shit happens lm sorry shar Farai.....sorryi yei only munhu akandikoshera wondidaro please get out ndoda kushanda vamwe isu hatina vabereki vane mari semi we work hard to earn hatidye zvevamwe mahara Ndakaona kuti tikaramba tichinjinjana mashoko tomamisana magumo azvo ..ndakaenda ku new office hayas asi mudhara kaa yaanoita ahiko iyi ...foni yangu yakarira Shely....hesikani sugarcane Me....ndyp wena sorry ndichiri busy will call you Shely....ok ndaida kukuudza kuti ndikukufinga wena Me....please udza mukomana wako izvozvo Ndakakata call aah ndombozvira here zvekurwira musikana nemunhu .............................................................. *LEAH* Ndakadaira hangu fake call ndichibva pavanhu paye ...ndakatora nguva hangu ndichitaura ndega akazouya Amos....ahusati wapedza hre pane vanga vachida kukuona Me.....ndikutodiwa emergency ndovaona next sunday Amos.....hazvimbotore nguva kani koshesa zvinhu zvekwaMwari shar Me......it's fine ndoenda hangu nematax sarai muchikoshesana sevatendi hazvina kuipa Ndakadaro ndichitotendeuka kuenda kuroad Amos.....ko wakuendepi handei handina kuramba ini Ndakanopinda mumota ndokudzokera pafoni akatanga achakosora zvekuda attention handina kumutarisa ndakuda kusvika kumba ndipo pandakapedza call Amos....unoziva hre kuti it's disrespect kutaura pa call apa uchifamba neumwe wako for such long hours Me.....ndanga ndisina option ufunge hako coz vanhu vekumba vane zvavarikuronga so we were discussing hedu Amos.....ooh oky hope hazvisi zvekurova makuva or zvema gathering asiri holy aye ..especially sewe hako zvakawanda ndichatokuudza mitemo yacho yose remember my father is the apostle saka vachibva pachigaro ndini ndoenda Me.....hoo nyangwe kuchurch kwakuiitiwawo izvozvo Amos....zvei zvaukureva Me....zvezvigaro kuti kana baba vari pastor vanosiira mwana hazvisi zve calling thought zvoitwa kumadzishe chete kunigeria kwete mambo vakabva kunouya mwana wavo Amos.....even kuchurch zvoitwa coz ini ndine calling saka hapana chinonditadzisa Me.....une calling yei Amos.......apostolic 5fold ministry..ndiri zvose Me....chero chiporofita saka zvakarongeka ndine zvimwe zve life yangu zvandisasakuudze ndoda uporofite Amos....oky hapana kushata eish ndatosvika apa handina kuwana enough time newe Me.....ko ndotiza hre ndiripo ndokuona bye thanks for the ride Amos....my pleasure but wakufanirwa kutenga yako mota manje usashandire ngozi Ndakangodaira kuti zvindibve ndikati shuwa ...ndakanopinda mumba ndikawana gals riri busy nema duties aro ..pakabva papinda msg Bro Allen.....mazoenda ndisina kutaura zvandanga ndichida coz Yr man ahade nemi Me...kkkkk haaa kana was rushing for something hangu BroAllen....saka mari iya munayo hre Me....ehe asi munofunga kuti ndingaishandise here noo handidaei ini mari yechurch ndoitya kudarika zvose pasi rino nditore minyama hangu vanhu vanenge vadikitira ropa neziya ini ndoidya aah kana Bro Alan....thank you sister Leah just that lm worried your relationship Me.....hayiii no need for that Ndakabva ndasiya phone kwakutaura nyaya yangu nema dramma queen angu ndichiudziwa dzekumfaro Stay tuned for chapter 10...let's go 1,5k likes to unlock 🔑 chapter 10
❤️ 👍 🙏 16

Comments