Mama Ree Novels🇿🇼
June 5, 2025 at 06:02 PM
https://chat.whatsapp.com/Hz7qZ5rC3pEHQopwdVE6MH
*Written by Pastor Rebecca aka mama Ree*
*BOOK 8*
Short novels... Book tittle 📖👇👇
*GARDEN BOY THE WOMANIZER*
CHAPTER 10 *(TEN)*
*YEUKAI*
Pandakaona mbuya vaizviti musikana webasa ndakapererwa veduwe ndovatuma sei ivava aah hazviko izvi ...ndakafonera Mayor kuti ndinzwe shura ravo
Me....hello ko mama vauya ava moda ndivatume basa sei munhu mukuru akadai
Mayor.....havana basa raunovatuma vanoita vega zvose ndavaudza
Me.....ayehwa ndoda vechidiki ini kwete munhu mukuru
Mayor....ndiwe ukuzobhadhara hre or ndini why choosing wechidiki ndezvebasa or une zvimwe
Me....saka handina say coz handisini ndomubhadhara hre
Mayor.....it's either ivavo or no musikana webasa
Foni yakabva yakatwa ndokusara ndakati vavava hangu ...mbuya yainge yatozvirongedzera zvinhu zvayo yakutoshanda ...mazuva akafamba ndakatanga kurutsa kunhuwirwa nechikafu kurwara ndichipindwa nechando ...ndokuendeswa kwadoc ndikanzi ndane nhumbu yoooh Mayor vakafara kani
Mayor....saka nhai doc ndokwanisa kuona kuti mwanai when
Doc....zvoda ane 5months ndo the best
Mayor....ok but kwaita kure
Ndainge ndave worried kuti ko akasaita mukomana veduwe ...Mayor vaibatikira ende vachindibata semucheche chaiye umwe musi ndainge ndave kuma 3months uko taive takagara ndichiona tv
Mayor.....l think it's high time ndanokuratidza vamwe vako manje
Me....vamwe vangu veyi
Mayor.....go and change wonoona tasvika
Ndakave worried asi ndakazongoti obvious hama dzake maybe ana mom's...was happy kani ndakabva ndakumbira futi kuti ndiende kumba ndimbonoona mama apa ndaida kuwana kuenda kunana madzimai pamwe vangandibatsire ndikaita mukomana ..takanosvika paive nezimba rino rakanaka ndokuvhurirwa hedu...paive nemazimbwa hey ndakamaka ma pitbull ini aah mukore uno ndiani anochengeta imbwa idzo dziye dzinouraya nyangwe muridzi wadzo ...takatambirwa zvakanaka negurusvusvu revana ndokupinda kugara mumba yeah wega unoona kt kune vanhu vane zvinhu zvavo ndopakabva pauya vakadzi vaviri vakafanana ndokugara
Mayor.....yeah sezvatakawirirana ana adzimai ndakamuwana musikana uya ..anonzi Yeukai now ane pamuviri pane 3months tamirira kuti tiende kuscan ane 5months ...iwe Yeu uyu mukadzi wangu wekutanga ane vana 5gals akatora munin'ina wake mushure mekunge ndamuudza kt ndodawo mwana mukomana akati ndimuroore ndokuita vana vaviri futi vasikana now ane mimba yemusikana saka ndasarwa newe chete ndine hope kt mukomana
Moziva ndakaita sendicharova chikwee hezvo ndaiti baba ava vakarambana nemukadzi wavo zvee ini ...kureva kt ndave wechitatu ..mukadzi wekutanga hanzi mai Anna wepiri mai Chipo ..aaah moziva ndakati ndakavatarisa wega waiona kt vanhu vanogeza kutamba nemvura kwete zvedu ndumurwe dzinotonhuwa weti nemukaka hehede seka hako Yeu ...
Mai Anna....titambire mainini haa dai zvikadaro shuwa mukaita mwana mukomana tingafare
Mai Chido.....chikwadi vakoma seni ndakutobhohwekana hangu dai ndachingozvara zvipere kuziva kt une musikana futi zvinorwadza
Mai Anna.....asi nhai baAnna ahasi mwana mudiki hre uyu wamatora imika imi kkkk
Mayor.....kkkk haa mwana mudiki akuziva kubatirira kusvika pakuita mimba hakuna zvakadaro akura uyu plus kuzama vechidiki pamwe ropa ringa ringadaire
Mai Anna....ende zvaba Anna ko nyaya iya mazoti tidii ndakatokufonerai nezuro mabuda paye hamuna kuzondiudza makati tinozotaura
Mayor....nhai mai Anna mukadzi wangu tingataurawo pavanhu hre tozotaura manheru
The way yaitaura nayo Mayor ne respect zvine rudo ndakashamisika moziva takazopihwa chikafu paye ndokudya ...time yekuenda yakakwana ndikanosiiwa kumba ivo havana kupinda
Me....saka muchapindawo kuona mom's nekutaurawo navo rinhi
Mayor....nguva ichakwana not now remember by 6 ukuuya kuzotorwa
Me....mamboona dzave nguvai hre time dzaenda kare idzi dzatove to5 kureva 1 hour hre
Mayor....ehe kana zvisingaite todzokera wozouya rimwe zuva hako wave free
Me....ayehwa hazviite regai ndivaone ndazvinzwa
Mayor....gud gal ooh mari wozopa muchembere
Ndakapihwa mari ndokupinda mumba semunhu ainge achimhanya mhanya ndakakwazisa mama nekutoenda kwamadzibaba ..
Madzibaba....nyaya iripo madzimai mwana wenyu musikana uyu asi ndoda kumushandura ave mukomana asi kana zvaita mozondipawo mubhadharo musvinu
Me....zvikadaro madzibaba munenge mandigonera shuwa ndokupai
Vakabva vatanga kundimwaya mvura padumbu vachimhonyorodza maoko avo ndainzwa movement mudumbu mangu zvaitorwadza vapedza zvikanzi zvaita wait and see ..ndakabvako ndine mufaro ndikapihwawo mvura yekunobika kuti ndinyanye kudiwa ...
Mama....wanonoka kudzoka ndanga ndakutya kuti murume wako akasvika ndoti kudii
Me....iih kana neni pandaona dzakuti quarter to 6 ndarohwa nehana ...
Ndisati ndaisa garo pasi ndakahwa bhero remota pipipipi ..ndikaziva kwauyiwa ndokuonekana namai vangu.
Mama.....inhamo zvayo zvawakada mwanangu haisi life iyi
Me....zvodarika soon mama mirai henyu muone
Ndakanopinda mumota hangu wanikwe dhara harimo muna driver na bodyguard ndakati ndiitewo nyaya navo ..
Me.....moziva hre handizive mazita enyu mose
Ziii havana kana kudaira ndakaita sendiri kutaura ndega ndikati regai ndipamhe pamwe handina kunzwika
Me.....ndotaura nemi guys monzi vanani nhai veduwe mungabva mandinyararira kudaro
Bodyguard......mother tiri pabasa hatinei nekuzivana nemi isu
Driver.....vaudze hako iwe ini basa rangu kudriver harinei nezita rangu
Me....hezvo ko zvine basa rei kana ndine zvandoda ndotaura sei manje
Bodyguard.....mazita edu ndiwo anoita mutaure hre mongotaura zvee sezvamuri kuita mother hatide kudzingiwa basa nekuda kwenyu please tine mhuri dzekuchengeta isu vamwe kwete mabhishu
Ndakabatikana moziva vakabva vaseka ndokunyarara ndakasvika ndakatsamwa ndokufonera Mayor ndichida kupopota zvino ndakangoti
Me....hello ndave kumba maswerasei
Mayor.....ok pamutemo ndoda uzive ahutaure nevakomana vebasa
Hezvo ko.zvanga zvatosvika inga vakomana vane dzungu ava manje wait and see ndizvare mukomana ndini ndinenge ndichitonga nxaaa...ndakangodaira hangu kwakunyarara ndokubva akata foni ...ndakaenda tiktok kwaindivaraidza ndichitaura ma live calls ariko mazuvano haa unotombokanganwa nhamo dzose chaiko...topic yaiveko yaiita kunakidza vanhu ndozvavanoda kaa zvedzebonde paivhunziwa vakadzi kuti sei musingade kudyiwa sikarudzi haa kune vanhu vanotaura kani vamwe ndovaiti
"Guys ini ndakambodyiwa kwakurumiwa nzeve izvozvi ndine 1 saka handide kuzvihwa"
Haa vanhu vakazviramba kana neni ndakadaira ndikati wamai wanyepa ipapo kkkkkk
"Inini veduwe ndakambodya umwe ndiripakati kwakuita hake mweya ndikamusiya"
Kuzodaro ndakaseka kusvika ndakatyidzwa ...nhai tiktok zvainonaka kudarika marriage yangu ...
"Vana Yeubae taurai uko kwete kuseka pamwe hamusati mambodyiwa kaa tiuye isu"
Me.....aah imi ndisiyei hangu ini handizvide
"Nhema kanoda aka hakasati kabatwa inzwa voice racho chete maihwee zvangu iri ukadya akachemerera unobva watopedza ma sports"
"Ndarinzwawo ndikati maihwee kani"
Me.....guys munopenga imi hayas kkkkkk
Haaa nyaya dzikatsva kani ndakatozovhunduka ndakunzwa knock yambuya ko ndingavatii hangu
Mbuya.....nhai madam ndobikei zvemanheru uye boss vakuuya hre
Me....just cook rice it's fine movasiira tozoona vakauya kana kusauya havana kundiudza regai ndivhunze
Ndakabva ndaisa msg yakangovhuriwa no answer handina kuzvitsvaka ndaive ndazvijaira ndakabva ndadzokera kulive kwangu ...pasina nguva futi gogogo ndakasvotewa aah vakudei futi
Me.....yes matii
Mbuya......hanzi naboss havasi kuuya ndisabike nezvavo
Ndakati ok asi ndakasara ndichizvivhunza kuti ini ahana kundidaira asi maid amudaira hoo nhai ...ndakabva ndaisa status yangu yakare ndokunyora pasi kuti l miss these old days but soon will be back ...Mayor vakavhura havana kana kutaura chinhu ndikati tokowaro ..
.................................................................
*JIMMY JIMALO*
Kubva zuva rakava Farai mukuru wangu ndainge ndochiona zvaive zvachinja the way yaaitaura neni and everything changed ..ainge andi avoider kusvika Ree azondivhunza
Ree.....tea time can l come in
Me.....yeah shuwa
Ree....these days you are scarce wats going on ndakusuwa ini
Me.....haaa life wangu ma 1 ndine error yandakaita and it's costing me now
Ndakamuudza zvose hangu coz wat l needed was advice handisi munhu ari bad hangu zvekudaro
Ree....ndakunzwa hangu asi ndakatarisa nyaya iyi becareful naye ndoziva he is Yr friend asika handisikumuchenesa anenge aida kuwana pekukubatira chete agara ane plan yake coz dai maiwirirana chaiko akufara kuti at least waita aone ma true colours emusikana wake otokutenda
Me.....haa ma1 kana neniwo ndakabhaiza shar dai ndisinawo kukatsotsa beans yako
Ree......aah handiti isu tikakupai munenge muchitishainira hezvo kaa makudya dzeshamwari
Me......kkkkkkk usadaro shar zviwanikwa veduwe lm regretting apa ka bbe kacho kakundinetsa zvisingaite kakutoda
Ree......hakangatadze kuda uri ramba waraira zvee iwe ..manje muno hamuite dai ndatombokupawo wena
Farai....ndezvebasa hre zvikutaurwa muno or hazvisi coz ndasiya mapapers andoda uprinte patable pako
Takavhunduka kunzwa munhu akutotaura hezvo ko ndozvave kuitwa hre
Me....kana neku gogodza hakuchina hre nhai makuruwane
Farai.....did l interrupt anything ndoziva muri muoffice ..ndisati ndabuda kune meeting iwe Jimmy ndoda uzonyora everything zvichatora nzvimbo
With saying that akabva avhara door ndokubuda ndakangoti waaaal ndakasara ndiri mu aweee yekushamisika
Ree....boss vataura regai ndiende ndingadzingwe mazuvano vane moto
Me.....yeah shiri yakabvuta rekeni unamupawo one day apedze nzara dzimwe ihasha idzo semunhu akambonyimwa kwemazuva nemusikana wake
Ree......ahangambondigone uyo anooneka pakufamba kuti anobika mbodza today varume vanenge imi hwitakwi
Me.......uchanzwikwa kkkkkk chienda tozoonana after work
Ndakange ndazviudza kuti after meeting takuenda kumba ndichataura naye Farai hangu nepandinogona napo pose ...mu meeting macho guys ndakaitwa kunge mwana mudiki padiki padiki ndainzi
Farai....are you writing everything down coz tichada kuzozvishandisa
Me....yes
Farai.....ok do so and also arrange everything about the bookings
Me....hazvisi basa raRee hre iroro
Farai.....ndakutonzwa newe kaa zvaunoda kwete zvikufanirwa kuitwa pano ...I know wat lm talking about you need to make sure of that don't want errors
Ndakagutsirira musoro sechidhambakura asi mumoyo ndichitsva even pandaive boss Farai ndaimuona seshamwari kwete mushandi asi anyway regai adaro hake ndakamurwadzisa asi semurume amana zvodarika aah kwete kuita semukadzi kudaro ...nguva dzekuenda kumba ndakamugarira pamota yake
Me....Farai can l talk to you shar
Farai....ok lm listening
Me.....ndoziva ndakabhaiza wangu asi lm sorry shar let's put this behind and move on pachifesi
Farai.....oky cul
Me....lm srs man attitude yawave kundipa ahichaite shar it's now drawing attention from pple now vakutoda kuziva wat happened between us
Farai......yes please tell them wat happened asi unonyara kuvaudza unotoona wega kuti hazviite
Me....shar dai uriwe inini waiita sei imbondiudzawo uri murume iwe unoziva zvazvinoita kushamirwa nemukadzi wangu
Farai......aah kuzviitisa uko saka chero mai vako vakashama unotovabata chibharo kaa you are dangerous to the society
Me....iiih wangu ahusi wakuzvinyanya hre nhai amana ndokwazvave usazodaro handingavabate kaa ndimai vangu
Farai.....gud one kureva kt dai wakangozviudzawo kt mukadzi webro yangu saka handibate
Me....ok that's why lm saying lm sorry ndoita sei kuti undiregererewo
Farai.....ndakuregerera asi zvekuti ndikuise padhuze neni noo you are a threat to my relationships
Me.....let me give you space to cool down coz yoooh tingatomamisane pano
Farai.....l can't wait for that to happen
Me.....nxaaa uri saga wangu kutsamwira hure riye wakamboonepi musikana anoshamira shamwari yemufesi wake nekutovhura 180 kudaro seachavhunika chibereko kuri kuda kundifadza nekuzhamba handifunge kwauri akambozviita ini zvaakandiitira ndosaka wakazvimba bhibho kudaro
Ndakangonzwa ndarohwa chibhakera chematsenga nzungu ..ndakambodzedzereka ndokumira ndikati bhuratifuru ndokudzoka nechangu kwakumukanda ..haa takambopanana chako changu ..ndomuti chako ondipa changu kusvika guard auya akazama kudakubata
Me....ndisiyei mhani ndimborova mbodza iyi tsvee kupedzera simba pabonde tsika tsika kuda kurwa neni ndisina mhosva enda unodya zvinosimbisa vamwe varume ana cheese nemazondo
Farai.....unondiudza izvozvo wakamira sani you are a disgrace to your parents baba vako chaivo vanotonyara kuzikanwa kuti ndivo vakakuzvara nekuti unofunga neblambi kwete brain ...uchafira pakati sengoma
Vanhu vakazowanda vakungoti guys musadaro kani haa ndainge ndambomupa chaiko ndakaona atsemuka pamuromo ini chekutanga chaakandijuma ndochairwadza ...ndakapinda mumota ndokuenda kunonwa zvangu kudzikisa hasha ..time dzandakasvika kumba ndaisada zvekutaura asi eish as you all know ndakawana ndakatomirirwa dare again
Dad.....Unoda ndiite sei newe chaizvo saka mulife mako unogona zvevakadzi,kurwa nekunwa chete ..
Mom.....siyai mwana agare pasi momuvhunzawo zvakanaka kwete kungotukirira
Dad....izvozvo zvekumutunhidza ndozvinoita aite hunhu hwake hwakaipa uhwu kufanana nehanzvadzi yako
Mom.....aah matanga kuda kutuka hanzvadzi yangu isipo pano ko imi inga muna mukoma asingakure wani ndiko kwaakatodza
Here we go again vatanga kutukana vachindifananidza nemadzinza ose kkkkk
Dad.....iwe why warwa na Farai zvebasa ahude ahugone une mangoromera hre let me give you this warning ukaramba uchiita hunhu hwenguruve yemusango basa rinopera
Me.....haa dad munenge magara makazvironga henyu munoenda kudivi remutorwa kudarika ini mwana wenyu it's fine
Ndakatofamba kuenda vakadanidzira handina kudaira ndakatonorara nyama dzairwadza ne fight ..ndakangonzwa team richinetsana hangu kana kugeza handina ndakabva ndarara ...kuseni ndakamuka hangu nekunanga kubasa ndaisada zve noise namudhara ...kusvikawo ndikanzwa noise kutoilet ndokunanga koo...saka pabasa paive rimwe side 3matoilets vakadzi rimwe varume saka scream yaibva kwevakadzi...ndokubva ndapinda wanikwe ndiRee
Me....ko waitasei nhai iwe
Ree....ndatadza kutsika shar ndichiburuka pachemba
Me....hezvo asi unoita yekugadha hre or kutanangira
Ree....shar ndikurwadziwa massage me ndinenge ndatyoka
Me.....kunonzi kushogodoka kwete kutyoka aah
Ndakatanga kumutwasanudza guys akatanga kubuditsa masound asiriwo
Me....amana zvichiri zvemassage hre
Ree.....iwe ukunzwa senge zvechii pfungwa dzako hadzisi bhooo aaaah oooh iih
Kuzodaro haaa ndaive ndakutonzwa kuvhita vhita
Me....Ree usandidaro shar hona zvawave kukonzeresa
Ree....ko zvakaipei tose takurumidza hapana auya so ingondipa kaa nhai usaomere senge inoitwa ma measurement
Akatodaro achindidhonzera kwaari yeah ndozvandaida zvevasikana vane ginger zvii izvi ..takatanga kubatana paye kusvika chatochaya ndakaita wekubatisa toilet panogarwa chaipo ndikamupa munongedzo wamadzidaddy neku back haa zvakafaya kani ndokupedza
Me.....usazvipamhe futi izvi remember handisisiri boss towanikwa tikadzingiwa mabasa aya
Ree....hazviite urimwana wemuridzi iwe shandisa masimba ako thanks wena eish ndazipirwa ini
Ndakabuda ndokuenda kuoffice ko ndaive nebasa randaida kuita zvee boss vasati vauya ...ndisati ndatotanga basa rangu miyedzo ahiperi kuvatendi Shely pfacha pfacha wena ...akatopinda na Ree
Ree.....sir this lady ati akutsvaka imi
Shely....thanks dear you can go ndiye wandikuda uyu ko wakachinja office rinhi ..
Me.....ahuna kwauri kuenda Ree mira ipapo ndiri busy ndoda kunzwa akudei mobuda mese
Shely.....yooh nhai iwe ndotaura sei mune umwe munhu
Me....zvotaurika sematauriro auri kuita iwayo ndakachinja office kubva mukomana wako pawakamuudza kt ahagone ndomudarika
Shely.....iih ndiani akakuudza izvozvo nhai ko iko kunyepa hre kkkkk
Me....no Shely l think l made it clear that was a mistake ukuona Ree uyu ndiye musikana wangu wandodanana naye saka ini na Farai takukukonana nekuda kwako please go.back to Yr boyfriend ini nemusikana wangu taregererana nhasi
Shely.....but ndakakuudza wani nhai Jimmy kuti handimude Farai asi ahisi nyaya kana une munhu wako regai ndiende asi pabasa munotenderwa kudanana nhai inga zvitsva
Me.....yeah ndozvazviri rudo haruna formula
Iye Ree wacho pandakadaro akabva auya padhuze neni zvekuda kusvotesa ...akazokwesvaira achibuda ndokuzosvika vakuru maboss akandidana kuoffice
Farai.....can l see zvawakanyora nezuro
Ndakamupa aingofinyama
Farai....you need to be more srs izvi hazviite izvi
Me....okay sir
Farai.....coz ukasadaro salary yako.wont be the same
Yeah zvikaramba zvakadai better kusiya ndotsvaka zvimwe hangu coz eeh hazviko izvi ndainge ndagumbuka pandakazobuda muoffice ndaive nehasha
Stay tune for chapter 11
❤️
🙏
👍
😂
14