Mama Ree Novels🇿🇼
June 5, 2025 at 06:02 PM
https://chat.whatsapp.com/Hz7qZ5rC3pEHQopwdVE6MH https://whatsapp.com/channel/0029Vad5RiiDJ6Gy5GuEEx3y *Written by Pastor Rebecca aka mama Ree* *BOOK 8* (Short novels).. Book tittle👇👇 *GARDEN BOY THE WOMANIZER* CHAPTER 4 (FOUR) *JIMMY JIMALO* Ndakanopinda hangu muboardroom muye ndichinyatsofunga ndopandakanzi ndipe presentation about our product ye ma herbs yataivhura saka eish we needed to convince company yataida kuti vaite ma sponsors edu ndiyo yaive yauya... Vainge vagara zvino vakamirira nditaure haa imi woye handina kana one pane zvandainge ndatumirwa kuti nditaure zvandaiziva... Ndakange ndakamira mberi kwavo vose vakagara pasi madhara makuru akanditarisa... Ndaingobata bata ma papers angu ndichimagadzirisa Dad... Time is moving sir go ahead now Me.... Yes sir the issue is eeh pa product redu ratinaro Ndopakabva papinda Farai achikumbira ruregerero ndakafara Me... Ooh great just on time ndiye munhu watange takamirira Akanditarisa zvekupererwa asi ndaiziva kuti aizvigona hake ko akati changamukei zvee mukomana wacho.. Dad vakangodzingudza musoro havo ini ndichigara pasi.. Akabva atanga hake Farai kutaura haa ndakaona marume ose achigutsirira hawo musoro ndikati henalo.... Takazopedza meeting vanhu vaive busy kuchinjana nekupa mimwe mivhunzo zvinhu zvichinyorwa pasi ndaive busy kufunga zvangu ndega hangu ini haaa kwete zvimwe zvose zvekuti hee ma herbs anoshanda kusuka zvebereko tsvina.. Ndinei nazvo hangu handina chibereko zvee ini ndine chiberekeso kkkkk... Meeting yakapera deal rikabva raita my dad was over the moon nemufaro.. Takaita shake hands ndokuvaperekedza umwe neumwe achipinda mumotokari yake vachienda.. Pandakaona dad vasina kupinda mumota kuendawo ndakaziva kuti chachaya.. But haa ndainge ndajaira ini kkkkk Dad.... Saka ahutonyare here ipapa basa kuremererwa mahara ndochinhu chega chawakawanawo from me asi at least ini handina kuwandira kuzasi chete even mumusoro macho have brain.. Instead yekunyara nazvo ndakafara kuti Ree azvinzwa kuti lm sorted well organised down there... Ku temple park kuti kune land cruiser ine ma gear ne engine munandi... Ndakabva ndaseka coz mudhara vaizama kundiudza kuti size yangu ndoyavanayowo... Haa saka vari loaded wena apa vakandigonera havo manje.. Dad.... This is not a laughing matter.. I think ndakakuisa position isiri yako ndofanirwa kukuchinja ushande sa secretary Me... Haa dad ndokwazvave hre inga moziva wani kuti ndinacho chikoro just that handina kuona email yenyu was busy Dad.... Busy nei chaizvo hee tell me nei Me... Other things l have a life to live besides being manager wepano Dad... Ok very soon ndichakusungunura dont worry wonyatsorarama life yako yacho yaunoda iyoyo uri free Ndakabva ndatonyarara hangu ndakayeva Ree achitaura pafoni smile yainge akabura ipapo kubuda zvikomba mumatama... Dad.... Farai thanks my son that was a well organised presentation well done.. tarisira kamari in yr account Me.... Like seriously dad wat about me shoma zvayo Dad... Kuti uite sei nayo utsvake wekunovharira nhasi Me.... Amana kaa vabereki hamunawo kwenyu instead yekuti mufarewo kuti mwana wenyu ahasi gay munhu ari straight you are now complaining.. Dad....try that uone kt unoswera wave homeless Me.... Umm rega ndibve pano mudhara hukasha hwenyu ndewemunhu arara akaibata husiku hwese anyimwa chete.. Ndakasiya vamira naFarai ndokubva ndatofamba kuenda ku office kwangu hangu.. Ndakazoona nepa window zvakuperekedzana.. Pasina nguva l called hangu Ree ku office haa haangaite 1 week achishanda kaa asati amboravidza sugarcane aah ndaida kutomupedzera chaiko.. Akapinda hake ndakamuyeva achifamba vent ichivhurika eish damn mwana aive negumbo iyeye raiita kunge ganda re orange zviburi zviburi... Me....wats wrong why face yako ikuda kuseka Ree... Ndikungofunga zvataurwa na dad vako haa havazvitsvake kuti panani havo Me.... Yeah thats my father for you.. Ahudewo kuona hre zvavanga vachitaura nezvavo or kungoguma hako maybe he was lying Ree.... Haa ndotya ndobata anaconda hangu Me... No kana unogona kutoona kari ketsoko ukapererwa mybe my dad exaggerated.. Ree....no he wasn't lying Me... Hahaha nei ukudaro.. Ree....zvooneka pa trouse pako wakapfeka Me... Naughty girl l see wanga uchiita basa rekutarisa sikarudzi yangu nhai Akada kuramba ramba nhema hee no sir its just that eeh like... Haiwawo ndakaona kuti kwave kunyara l just say advance kushuga ndakananga kwaari ndokutora ruoko rwake Ree.... Aah sir makuda kudii mirai kudaro tiri mu office kani Ndakabva ndaona kuti akuda coz ahana kuti handizvide asi akati ndimire coz patiri hapaite Me... My father is gone hapana umwe anopinda asina kufona first.. Saka usatye Ree.... Kkkkkk aaah imi aaah Ndakabva ndamubatisa haa mwana akashama muromo kunge bakayawa achishaya mazwi ndikati yeah anenge akuimba nziyo yaKiller chete yekuti " zvandakaona zvawanda muyedzo yacho yawanda kuti nditadzire Mwari"... Me... Waona kaa kuti kadora Ree.... Aah noo ooh my gosh Ndakabva ndatotanga kufambisa maoko angu kumagadziko ndichipuruzira hangu zvakanaka ndichiita ndichimudhonzera kwandiri kuti tigumhane.. Ndokumusimudza kumugadzika pa office table yangu.. Ndikashamisa makumbo ake ndokumira pakati rumwe ruoko ruchipuruzira gumbo rumwe rwakabata huro started kissing her forehead kiss ndichienda kumatama nehuro... Varume vose regai ndikuudzei iyi inonzi gwezva havi.. Kuitira munhu apinde mu tune.. Ndakanzwa akuchinja mafemero ndikaziva kuti zvakuita manje.... Ruoko rwakabva rwauya kuzamu ndikanzwa akushinyira sesadza manje... Ko chi game chacho ndaive ndaka chimaster zvee saka ndakabva ndatanga kumubata zvekuti akabva abvisa top yake ega apa aive asina hake braa... Ndakatobva ndatodzika kutanga hangu kuyamwa mazamu aye minyatso.. Imi kaa haaa kune vana vane ma voice veduwe zvekuti akati aaah umm eish iiih wega unobva wanzwa kutoti pashata... Problem pandakada kumupa kiss aah hazvisi zvake aizara mate mukanwa zvekuti ndainge ndakuita sekuti ndikunwa mate ake... Saka ndakatiza kiss iya kwakubva ndamudhonzera kwandiri ari pa corner ye table haa the rest is history... Chandoziva mwana aipisa iyeye iiih pasina nguva ndainge ndapedza Me... Shar iwewe ndoda nezvako ndisiri muno mu office ndikukuda the whole night ku hotel Ree.... Aah unopenga iwe ukuda kudarika apa hayi kana kkkk Aitaura achifemuruka mwana we vanhu ndokutora matissue hake ini ndakatora ka bucket ndokuisa mvura mutoilet yangu ndikageza.. Me... Geza kaa uve fresh ndizvitangidzise Ree.... Ayehwa kana ukuda ndisashande hre nhasi watondipedza strong yese kare haa wakaoma ndanga ndakutya kuti table ingavhunika.. Me... Kkkkk zvidiki izvo wadhuva kuti wanga uchidziiyawo iwee aah dai pasina izvozvo ndiwe wainditi sorry handaikusiya Ree.... Kkkk unorevei kana uchiti ndinodziya asi zvosiyana hre temperature Me... Ehe makasiyana vanhukadzi umwe cold freezer yemu mortuary yezvitunha... Umwewo anenge candle moto wacho umwe heater sewe mbaura chaiyo yemarasha iya.. Yekuti ukasangwarira unoita mbare saka dziye dziye wosiya kkkkk Ree... Hahaha ooh thanks ndatodzidzawo Me.... usaite kunge usingazive ukudyei Ree...ndodya green paper mbishi hangu nguva zhinji Me... You see haa iyo inoita manje even kuzama kushandisa mukaka ne honey ne cinnamon asi iwe usazviite unokwadzisa vana vevanhu vanozoita kunge vasiri varume pavamwe varume vakuita hwe 2 mins noodles kkkkk... So yeah thanks now chienda kubasa before watsvakiwa Ree.... Ooh ndakutoenda wanted to talk more with you coz ndikunakidzwa Me.... Noo tiri pabasa hatina kuuya kuzonakirwa asi kushanda Ndombozvida hre ini zvemunhu anokanganwa zvaanofanirwa kunge achiita pabasa kana taita bonde hazvirevi taumba hukama kaa aah tanakirana zvapera izvo... Akabva abuda hake yeah done kana ndadai ndave bhoo manje l can concentrate pabasa started working.. Ndopakapinda my life savour.. Me... Eeh muno mu office mangu kwete public toilet tsano munofanira ku knocker Farai.... Haiwa ndisiye hangu ini.. Wapedza kaa basa moyo wako wafara saka wats next manje Me.... Basa ripiko raunoreva. Farai.... Rako naRee ramanga muchiita muno kunyadza muchiita noise henyu kuita sekuti muri kumba muri pabasa.. Me... Iwe muno hamunzwike kunze kwekuti munhu auya padoor pangu.. Saka wanga uchidei kuno. Wanzwa kaa zvawanga uchida kunzwa asi kari sei kanochemerera zvinonakidza wakanzwa hre.. Farai... Handiterere zvisina basa ndanga ndichitokunyarirai nekusvotewa hangu.. Zvetuvasikana tunenge tuchida kufadza mutengi wedoro izvo kuzomuvhunza kuti wanzwei hapana paye sound yekuvhara iyo Me.... Hahaha warwadziwa kaa Farai.... Ndavinga zvebasa kwete nyaya dzisina dhiri idzo.... Me...saka wakazoti ndoenda hre ku bbe rako Farai... Enda hako 1 week ndorandokupa Me... Deal... haa nhasi wapedzera shar ne presentation iya ndanga ndagumirwa Farai.. .. Asi iwe zvaunoita ndoshaya kuti sei ndakada kutamba newe takawirirana papi chaipo coz hayii kana hazvitomboite Me... Zvinotombondinetsawo kuti ndakazotamba sei nemunhu akapusa kudaii.. Akabva anditema ne pen hake achiseka.. Ndakabva ndazomudzinga ndaida kumboitawo basa baba vangu vafare zvishoma.. Started checking mari dzaipinda ndokwaive kwangu ku finance uku... Saka ndakaona kuti pane zvisiri kubatana ndokubva ndaudza Farai ndakatomufonera akauya.. I told him everything Farai.... Ooh ok you know what tozviita mangwana nhasi kune show kwaHoly gumi Me... Haa shuwa hre ko why kunonoka kundiudza haa kwagumi kunouya ma bbe manje uko handishaike Farai.... Mari ikudiwa ikoko yakawandisa shar siyana nazvo ndosaka ndanga ndisingade kukuudza Me.... Don't worry ndotora shoma pane yapinda nhasi ndoda kumbononwa nekutamba radio zvangu.. Musoro wakupisa ne maths dzemari ndozozviona tmrw Farai.... Saka bhoo let's go Takabva tabuda hedu sezvo tainge tapedzawo nguva yebasa yekuchaisa yakwana. Ree.... Asi makutobuda hre ndiendewo nemi muchindisiyawo kumba Me... Ndekupi kwauri kuenda Ree... Ndogara ku Damafalls Me... Haa opposite direction tikuenda kuresa Anoda kuendepi nesu ngaakwane uko nxaah ....................................................... *LEAH* Tainge takagara ndiri busy kupeta hembe dzangu zvakanaka ndichirongedza mu wardrobe... Gals dzaive busy kupa ma complains Gamu....haa this is not fair at all ndakawana basa dakubva pano hangu coz hazviko izvi Shingi.... Ini kubva hangu pano handide zvekuzotanga kubuda mari ndakutsvaka kutenga chikafu noo better mari iyoyo ndiishandise kutenga ma weaves angu nekuiswa ma nails hangu Gamu.....zvako tingazvitevedzera hre unoda zvinhu ini kana ndichida chikafu handishaye handife nenzara maya. Shingi....ko mari dzatinopihwa na daddy dziya haa maya ndingasve ndaita basa hangu Gamu..... ana Leah hamuna chekutaura kaa ukunzwa kufara l think ndiwe watovafurira kudaiso.. Me... Aaah ndisiye hangu ini ndokwana papi panyama yehuku yandisingadye Gamu....ko sei usina kutiwo hazviite pavakataura toziva iwe good gal ukataura unonzwika kaa Me.... Tose tiri vana vavo tikataura tinonzwika depending tataura nezvei hedu... Energy yako iyi yaunayo dai waipedza uchipeta hembe dzako zvaibatsira coz umm sis wardrobe henyu ahisi kuita yakaita kundonyerwa hembe.. Gamu.....usachinje nyaya zvehembe hazvina dhiri izvo dzofanirwa kunaka kuti dzikuendeswa ku show hre kkkkk Shingi.... Kkkk haa pahembe sis mozozvinyanyawo even mangu ndakakuonai makupota muchiti mukatora hembe mobva masiya makabvanganyuka Gamu.... Iwe Shingi ahuna kwako watochinja divi kare Shingi..... Hahaha ndosaka ndiri gotwe Me..... Hazvinetsi pay me ndikupeterei hangu Gamu.... Siya dzakadaro ndikutotsvaka mari to buy something Shingi.... Kuita seni ndikutoda kutenga bag regucci original randakaona soo saka handina yekukupai madam Gamu.... Dzoda kupfuma nevarombo idzi tsvee kungondipeterawo sasis vako mahara Me... Chemahara mushana mazuvano.. Takaseka hedu tikatanga kutaura dzimwe nyaya.. Mwana wangu ndaigona kupedza the whole day ndisina kumubata achichinjaniswa maoko nema sisters angu nana mom's... Ndakazoronga zuva rekusangana na Amos so takawirirana na 10am then nekuda kwekuti mozivawo semunhukadzi unenge uchida kubuda wakanyatsoshongedzeka ndakati nonokei kusvika ndakasvika na 10past 10...ndichingomuti baaa ndisati ndamumhoresa ndakatambirwa nemashoko Amos... I hate vanhu vasingabate kana kukoshesa nguva.. Kwandiri time is money Me.... Umm sorry for that inyaya yekuti Amos.... No it's fine save it no excuse yaungape ichadzosa time dzangu dzawandidyira Me... Oky saka how are you Ndakavhunza ndichigara pasi hangu pachair yaivepo tainge tasanga paimwe restaurant Amos.... Ooh hell no you can't seat usinawo kumbopukuta pauri kugara as a lady plus lm not feeling this place let's change or rather let's seat in my range rover or yr car Me.... Ndaona pakachena kkk ok hande mumota mako ini ndauya netax Akabva anditarisa akasimudza imwe tsiye zviya zvekuratidza kushamisika akaita kakufinyama.. Amos... ..asi ahuna mota and what happened kuziso rako roita kunge ukuona zvekumashure wani wakanditarisa Me..... Kkkkk ndakazvarwa ndakadaro rakareya pachirungu vanomati ma sex eyes Ndakadaira ndichida kuzama kuita spice up answer yangu ndisabatikane nemuvhunzo wake.. Amos..... No ma sexy eyes ndomaziva asiyana neaya ako anotyisa aya Handina kudaira ndaifamba paside pake haaa imi woye step yake aive akaisa rimwe ruoko mupocket rumwe rwakabata ma keys nephone yake akapfeka ma sheds smart zvayo aive akarova yekwamberi... Munguva diki ndaive ndatomudzidza.. Ndakanopinda kumberi tichangoti garei akatora perfume yake kwaku sprayer... I started coughing manje Me.... Please open your windows ndakachidziwa Amos.... You are not used kuma perfume ma original akadai coz ndangoisa padiki why kukosora kudaro kkkk wajaira tuye twamotenga kumbare twavanosanganisa neweti Akabva aseka neniwo ndakangoseka asi mumoyo ndairwadziwa... Akabva aenderera mberi manje Amos.... Saka ukuitei hako coz ini now ndikuita pilot l do a lot l have a bachelor degree.. Akatanga kutaura ndakaterera shuwa munhu angandivhunze muvhunzo ozvipindura futi...ndainge ndichisvotewa hangu saka ndainge ndakutoyeverwa nevanhu vaidarika muroad aah.. Ndakazovhunduka akunditi Amos.... Wanzwa hre zvandataura Me.... Ehe hangu just that ndikuita ma stomach pains l think need to go kumba and rest Amos.... Why kumba lets go kwa private doc vangu he can help you wakadyei Oooh God zvatanga aaah veduwe.. Akuda kuwana kunditsvinyira manje ndakati ndimuwachise Me... Ndadya beans Amos... Eeh why Me... Coz dziri healthy Akangonditarisa ndokuenda pafoni pake hameno akaonei Stay tuned for chapter 5 Amos amos.... Akuzama kudii Ko Jimalo zvosvikepi na Ree manje pamwe its a match made in heaven Lets like 1k fast to unlock chapter 5
❤️ 👍 😂 🙏 24

Comments