Mama Ree Novels🇿🇼
June 5, 2025 at 06:02 PM
https://chat.whatsapp.com/Hz7qZ5rC3pEHQopwdVE6MH *Written by Pastor Rebecca aka mama Ree* *BOOK 8* Short novels... Book tittle 📖👇👇 *GARDEN BOY THE WOMANIZER* *CHAPTER 16* *(sixteen)* *GAMUCHIRAI* In short they call me Gamu first born yamai Gamu kkkkk ehe ndoziva mondiziva kare nekuda kwa Leah ..kungokura mum mumhuri yaunenge uchiwana zvose unenge ungori nekahu spoiled so especially kana vabereki vasingagare pasi vasina nguva nemhuri haa ma1 ....l was the first born but behaving like last born ...anonditevera kumashure ndiye aive akatochangamuka ...ini ndoda zve clubbing and enjoying myself coz life is too short ..zveku church it's drama asi ndakazoita mazuva andakakokwa neumwe musikana wandaiwiriranawo naye takadzidza tose saka taitaura hedu pa app ndikamuti ukabvuma kuuya kushow ndouyawo kuchurch kwenyu she agreed akauya zveshuwa ..so mazuva iwayo Leah aive kuchikoro out ndakaenda sunday yacho ...kwainakidza kani marohwero aiitwa ma instruments ndainge ndazviudza kuti kana kubhawa handidzokere kana church yanakidza soo .. So first sunday all was well vekumba handina kuda kuvaudza hangu ...pakazouya vamwe brother vakapa a small encouragement about ma youths kushanda and loved him hangu he was handsome akapfeka sutu ndikati ndokuti varume uku ..church yakapera brother vaifamba vachimhoresa vanhu zvakanaka naka ndokusvika pandaive vakazvipa intro Him.....hie muri vatsva handiti ndatanga kukuonaiwo nhasi ini ndoitwa Amos youth leader wepano mwana wemuridzi wesangano .. Ndakabva ndavaudzawo zita rangu handina kutaura zvakawanda ...vakabva vatora number dzangu vachiti vanoda kundiisa mugrup mune vamwe vezera rangu ...was happy ..week iroro vakandifonera tisangane ..tiripakati pekutaura ndakavabudira pachena semunhu wandainge ndati ndibrother vekusvondo saka better vazive kt ndiri munhu wemafaro kuchurch zvaingove zvemusi iwoyo asi ndakanakirwa nako saka ndaida kudzokera futi..ivowo semunhu aizvinzwa too much vakagamuchira call kwakunditi Amos....unoda basa hre Me....nderei ehe ndorida Amos....yeah let's go pamuka basa ende rine mari chandoda uzive even shoko rinoti hanzi simbe kumujuru hapana chinouya uvete .. Ndakafara hangu ndikati basa remuhofisi ndorandoda zvee iyi type inenge inozikanzwa zvekudaro ...takazosvika pamwe pawarehouse painge pakangodaro daro ..zii yacho waiti hapana vanhu ndakashaya kuti ko brother nzvimbo idzi vanodzizivirepi...veduwe tittle or sutu hakusi kunamata zvandakapinda ndichiona ndakarohwa nehana Amos.....ndobasa randakudanira iri ndoda vasikana ava uvadzidzise kufamba vakudiwa kubasa Ndakaramba ndakamira hana ichirova shuwa vana vadiki vachisvika kuma 15 vanoratidza havasati vasvitsa ma 18yrs ...vaichema vamwe vairatidza kt varohwa zvairwadza Me.....ini handizvikwanise hangu handina kuziva kuti ndobasa racho Amos....chii chitsva chaungatadze ipapa ndoda vadzidze zvakawanda even dance poll coz vakagona izvozvo todya mari kwete mbichana remember Mwari anobatsira vanozvibatsirawo so ndokurarama kwacho ..isu hatina hutsinye hwatinoita chedu kutsvaka vanhu vanodiwa chete .. Ndakademba moziva yekusada kupfuurwa iyi ..ndakaswera ndine gals riya veduwe kaa zvandakaona ndakachema iye akazonditi huya timbonwa ...ndakanwa zvekuda kubvisa stress kwete zvekuda doro patime iyoyo ...tichinwa ndopaakauya kutanga kundiita rough riding ndakaona kt atojaira izvozvo ahana tsitsi mavanga ekutsunyiwa andakaita ipapo pama bum bum nezvidya kana nanhasi ndinawo...ndakadzokera kumba ndichizvivhunza kt saka vangani vanoziva kuti vabereki vake asi varimowo...sezvineiwo hameno akaonepi article raive rakanzi mwana wa governor apa paine pic rangu or kufanana kwakundifonera ndakamboda kusadaira asi ndakatya ndaive ndomutya zvisingaite Amos....sorry to disturb you ko wakaregerei kundiudza kt baba vako ndi governor Ndakambonyarara ndichishaya kuti akuda kuzama kutii Amos.....lm sorry shar nezvakaitika paye zvawakaona let's just bury that and let bygones be bygones...l hope ahuna waunoudza coz ukaudza anyone trust me you won't see Yr tmrw So kubva ipapo ndakazvinyarara ndainge ndavenga kunzwa kuti church eish ...ndatozvikanganwa hangu coz ndainge ndotevedza mafaro ne young sister yangu ...one day leah paakandiratidza pic ma memories ose akadzoka ndakaita mivhunzo kt ko sei vamwe vachikwanisa kuita ma deals avo akaipa asi vachirarama ende vasingabatwe varimo muimba yaMwari yacho ...kuti ndiudze Leah ndakatya ndikaona kt ndichazama hangu nepandogona kt vasaroorane ..Leah ndomutemba hangu she is clever ndoziva achazvibata hake ....koitawo miyedzo ya Garden boy uyu chii chakadaro kuita body inoti wakatarisa unobva watomita kuita 9 months pregnant by looking only...ndainge ndakamira hangu pa window ndichimuyeva achi trimmer lawn ...ndakavhunduka Shingi ....mukuvarairwa kaa nejinda iro Me....haiwa pane chinovaraidza hre iro diti rinenge reshindi (tsindi) Shingi.....hehede moziva even generation yenyu or vamakambodanana naye hapana akaumbika semukomana uyo admit that iro harisi diti its chest ..ukarara padenga no need yekutenga mapillow coz he is a full package ...mukunyatsoona mazioko ayo hre akanyatsokumbundira akati gadziko mbaaa nehusoft hwawo unoyerekana waaa Me....eeeeh eeeh tazvinzwa zvauchamudya nhai remember une munhu wako iwe nhai mamwe macomments ahaite kkkk Shingi.....ko ndatuka hre ndikungopa musiki sando dzake nekutora nguva yake chete he is not your type Me....unorevei kana uchidaro Shingi .....panoti bag apa mula imi muri vemari not looks ndosaka wakadanana nedhara riya rekushaya meno front line rose Me.....kkkkkkkkkk unopenga iwe zvabvepi.. ndikare kaye Shingi ....asi now makuenda for looks kkkk Ndakabva ndamutema nepillow akuseka achitiza mwana aitaurisa hake iyeye ndiye dhuma dhuma najunior achipinda mumba ndokupiringana akadonha maihwee akati ndigogos boy mhere yaakabura ipapo mwana anochema hake iyeye ...ndofunga ane mavovo ndibaba vake chete kkkkkk...Shingi akabva amusimudza ndokuzama kumuvhara muromo akaramba akazoenda naye pawindow Shingi....hona dad vako avo Akabva anyarara ka 1 ndokusekerera tose takangotarisa tikapererwa .................................................................... *JIMMY JIMALO* Ndapedza kudya plate ndaisarega kusuka ndoendesa ..pandakanoisiya ndakabva ndavhunza Manjuzi kuti ndiani aive abika Manjuzi....indava zvaita sei Me.....haaa hapana kungoda kuziva kuitira next time akabika ndotsvaka chekutenga kkkk lol Manjuzu....mukanzwika kaa mukoma haiperi mushe Shingi....ndazvinzwa mukuseka chikafu changu senge mogona kubika next time handikupei ndosaka muchida nyaya Me....ndokwazvave hre ndangoti next time ndotenga coz zvaita zvishoma Shingi....nhema saka kana zvaita zvishoma mirai ndikuwedzerei zviripo Me.....hayiii noo ndingasarara mutoilet hre Shingi ...nekuda kwei Me....kuzvimbirwa chaiko Pandakapedza kudaro vakaseka neniwo l laughed kusvika tatarisana manje tave srs Shingi.....kutaura chokwadi kubika hakusi kwangu even ini wacho ndatadza kuchidya wena Me.....haa ndokukundawo ini Shingi ....shuwa hre saka toita deal kaa musi wandobika mondibikira ndokuwachirai Me....haa gud one kuwacha kunondimara manje zvese nekuayina Shingi.....iiih hamusi makuzvinyanya hre kkkkk Me....ehe fair deal coz kubika ibasa hombe kaa iri Shingi.....bhoo deal Ndakabuda hangu ndane deal rangu rakanaka ndoda kuvabikira zvekuti vanondibvisa kuita maid kkkkkk...ndakadzokera kukadumba kangu ndaive ndotamba magames pafoni ...manheru akazosvika ndokupihwa chikafu chainaka ndakaziva kt maoko asiyana ...kwakazoyedza ndikamukira basa rangu hangu ...pawindow ndakaona munhu asi handina kuda kumuratidza kt ndikumuona hangu ...ndapedza basa ndakageza ndokuchienda kunotora chikafu ndainge ndane nzara ...ndakawana mudinning muna Leah Me.....ahuna rudo wakandida zuva rekutanga chete fake love ndaiona Leah.....hezvo ndashaya rudo ndadii hangu Me....kana kundivigirawo chikafu ndapotsa ndafenda shuwa Leah.....wakauya kubasa ndokubva wasvika uchindipawo basa ini rekukupa chikafu ndofembera kuti wane nzara iwe wega ahunzwe kt wanayo wakajaidzwa na mbuya vaikurova nedhuku kkkkkkk Me.....yoooh that hurts thought you are my best friend Leah.....you wish kkkkkk Takaseka hedu leah na Shingi haa taitaura manje ..ndakabva ndatora chikafu Me....ndiani abika please let it not be Shingi Leah.....ahuna nzara saka kkkkkk ehe ndiye Me.....ooh God in heaven help me now kkkkk Ndakaisa michinjikwa mitatu haa Leah akaseka ndikaona ma dimples maziso ake aive aye erudo soo kuita senge asiri kundiona apa achiona hake side view.. ... Leah....is that bad lm joking ndini ndabika Me....oh thank you lord for the first time ndatenda Mwari nemoyo wese Leah.....ooh brother Jimalo Me....hey uchandirovesa nemheni naJehovha sister Leah Takaseka hedu ndakatodya ndakamira hangu ndichitaura na Leah kumuvhunza about her life ndopaakandiudza kudzidza kwaaive akaita Me....ko sei usiri kuenda kubasa inyaya yekugara muhupfu kaa Leah.....ndikutotsvaka zvino aah kumwe kwacho ma conditions handimade..sekumwe kwandakatsvaka last month boss wacho aitoda kurara neni ndikaramba Ndakabva ndafunga hunhu hwangu hwandaiita chaiwo gumbo wowanawo basa kana usingade famba famba Me....ko ndikakupa company yekuti unoshanda kwairi asi ndine favour yandoda Leah....as long isiri yekuti ndikupe bonde Me....ayehwa kani handisi kuda kurova makumbo ini Leah....language yacho ndeye nhubu chaiyo Me.....hahaha chinzwa manje zvawavekundiita Leah.....ko gara pasi zvee ungadye wakamira hre Me....zvotyisa kaa kugara mumba mema boss usina kupihwa go ahead Leah.....hayehwawo mira hako unotoda go ahead yekugara kt mumba mangu hre muno takangofanana Me......kkkkk asi nyaya yebasa iyi watii ndine company yandoda uende kunoshanda kwairi l know ukashandisa method yangu unowana basa very fast ..then wavepo ndoda undiitirewo ma investigations andichakuudza Leah.....kana tine zvatoda kuronga ndonguva ndoda kuudziwa zvose kana ndikati yes ndoti yes ndichiziva kwete half half ende ndoda chokwadi sezvachiri Ndakabva ndamuudza zvose chokwadi sezvachiri Leah.....ko vamwe vanoti chihure chosakadza why iwe usina kusakara Me.....kkkkkkk ndokwazvave hre Leah....jokes hangu.. ok ndapanzwa hapanetsi lm in hangu I was so happy Leah is clever saka bhoo zvinonobuda ndakamupa number dzaimuitira nyore kuti akashandisa awane basa ..ndakazobuda ndokuenda muroom mangu asi ndainzwa kuti l miss kuva nemunhu moziva kana wanga wajaira kurara kuigukuchira soo unonzwa kt haaa pane chikushota ..ndakatombogeza cold shower ndokurara ...handina kana kuita 10mins ndakanzwa knock Me....ndiani Ndini Gamu ndokumbirawo help pane gonzo mumba mangu ndikutya Me.....maihwe ini ndiri worse ndoritya zvisingaite Gamu....munhu wemurume Ndakabva ndabuda .. Me....akati murume ahatye ndiani zvipuka handisi fan yazvo Takadungamidzana tichienda apa aive akapfeka night dress ndaita kuona munotidako richitamba nhai veduwe miyedzo ahiperi kuvatendi shuwa ko ndikuzamawo wani .....akomana hapana chakaoma sekuti wakuti ndakuda kusiya doro then woita week usingaende kubhawa asi umwe munhu okuvigira bhawa pamba kuuya nedoro rose paden ..takapinda mumba ndairevesa kt ndaitotyawo saka ndakaona chakapfuura nepandiri kwakuridza mhere ndichisvetuka ..Shingi na Leah vakabva vapindawo Shingi....ko chii Me....gonzo gonzo maihwee Ndakatonomira kuseri kaShingi ..kuzodaro vasikana vakaseka ivavo Leah....igonzo rerudzii ramaona muno makatanga rinhi makonzo Ndakabva ndavaudza zvose Shingi.....eeh sis Gamu gonzo inga moziva wani tomarova tega ende takaguma kumaona kare nekuda kwekiti yepanext inotambira pano iya Leah.....pamwe vaona chinhu chisicho zvoitika Gamu....nhai hako iwe Me....haa ini ndine fear guys ndatovhiringika bye Leah....hakuna myrume akadai Me....saka ndiri mukadzi hre uuye unditarise kkkkk Leah....ndisiye hangu ini enda unorara uko gwara Shingi....regai nditarise hangu ini Akatanga kuuya kwandiri ndakabuda ndichimhanya uyu ndaisamutemba aive nemisikanzwa Stay tuned for chapter 17
❤️ 🙏 👍 😂 17

Comments