Mama Ree Novels🇿🇼
June 5, 2025 at 06:02 PM
https://chat.whatsapp.com/Hz7qZ5rC3pEHQopwdVE6MH
*Written by Pastor Rebecca aka mama Ree*
*BOOK 8*
Short novels... Book tittle 📖👇👇
*GARDEN BOY THE WOMANIZER*
CHAPTER 12 *(TWELVE)*
*YEUKAI*
Mayor vakazouya mangwana acho ndaive ndichiri nenyaya yanezuro why kuudza maid ini vakandi blue ticker hapana chinorwadza se blue tick ...
Mayor....indava kuita sewakatsamwa
Me....kushata
Mayor.......kkkkkkk OK ndauya nema dress aya try them uone ndaona kt ukupfeka zvinhu zvobuditsa dumbu panze kunyanya
Saka just like that havasi kuona shuwa kt ndoda kuputika nekutsamwa vakutoseka voenda mberi....dai ari Harvest akatonditi ukunyepa bbe sorry ndiudze ndini hre ndakutadzira or someone waitwei kana ari umwe munhu ndomuisa banga kkkk...ndaibva ndawana kutaura nyaya yangu ndichiyema manje dhara iri soo kaaa nxaah
Me.....ko sei musingadaire ma msgs angu mamavhura
Mayor.....ndinenge ndiri busy
Me.....busy kwandiri asi kuna maid musiri
Mayor......maid ndiani iyeye vanoti mai Kupa avo kana kuti Nyasha
Me.....ivavo sei muchivadaira ini musingandiudze
Mayor....nekuti ndivo kaa vanobika iwewe ndokudaira ukandivhunza maringe nezvaunoita ..
Me....hazvinei ini my duty as your wife kukuvhunzai motaura neni ndozovaudza
Mayor.....that's a long process nyaya inosvika yachinja lm used to do things this way saka itokurumidza kujaira hako ..anyways handina nguva ini pakuuya munhu pano mangwana my guest ndimirire
Me.....murume or mukadzi
Mayor.....murume wanga watii
Me....hapana hangu
Ndakatura befu nekufarawo at the same time ndainge ndatoti kana ari mukadzi obvious one of his numerous galfriends ..manje mufesi bhoo coz ndevekubasa kwavo saka ndezvebasa ...zveshuwa akazouya asi handina hangu kubuda kuda kunomuona ko ainge avinga ini hre aah...later pakauya Mayor ndakazobuda ainge akutoenda muyenzi wavo...pandakamuti baa ndakavhunduka aaah ini ndakafunga kuti idhara zvee izvo kamu youth kari fresh handsome ane ma mussels baba...ndakanzwa kumerera muviri wose ndatenda hangu vamwe vana amai vanoita bonde nyama nemweya zviripamwe vodya magrapes kusvika mwana akuzvarwa obuda akanaka ...mukomana aive akanaka iyeye ndakamuyeva ndakazovhunduka voice ndakarirangarira hangu asi kuti kupi manje ndakashaya ...paakaenda haa kana hope manheru dzainge dzachinja ndairota akandimbundira achindiudza kuti ahasikuzondisiya veduwe chipfuva chake chainakidza kuhope ..ndikangozviti kuzoti live live haa ndinorara pahutefu tefu kwete pazidumbu rizere hwahwa redhara iri ....ndakazomuka kwayedza ndokusangana namaid ivo mai Kupa
Mai kupa....mrng Yeu wararasei unoziva hre ndine nhumbu yaKupa ndairara zvisingaite asi ndakazochiona pa labour haaa unorwadziwa zvisingaite inorwadza ichirara ndoda uve munhu anoita basa zvokubatsira ukuona senguva idzi dai wamuka kare wambotsvaira wogeza wozodya
Ndakamboramba ndakanyarara ndichinyatsovatarisa mai ava ndaida kuvadaira zvekuti havaizoda kutaura neni futi
Me.....ndosaka ndakakutsvakai imi zvekuzorwadza kwemimba yangu siirai ini ndakaitakura
Mai kupa.....sorry mwanangu ndangoti tibatsirane coz takabva neko
Me.....ok
Ndakatenderedza maziso ndikatofamba ndichienda kunotsvaka chekudya hangu ku kitchen...ndakawana vabika but vainge vaisa soup ine onion eish ndaisada hwema hwe onion ...tsvee kuita basa nemazvo busy kuda kuita nurse wangu nxaah ndakabva ndangotora chingwa drink nepolon kwakuenda mubedroom mangu ...ndakawana patove necall ndakabva ndaita join paye
"Guys moenda kumabasa hre imi isu vamwe tinoshanda kaa isu"
"Kutanga rinhi kutya handiti uri.boss hre iwe"
" but guys makazotii ne kuita kari ka watsup group ndozvandafonera before taenda kumabasa"
Munhu wese akabvumirana ndokubva taita saka uyu.ane username yekuti mutun*a shuga aisabuditsa face taingonzwa voice chete....takabva taita watsapp group taivepo 8 chete small group rakanzi hot stories ...imomo ndomatainge totaura manje zvekudaro haa waive moto mabvira vira....saka uyu mutun*a shuga akazobatika palunch ndikatanga kumudenha
Me.....vahuchi titambire ndanga ndakakumirirai
Him....manje ukandimirira usati wairavira ko kuzoti wairaira kkkkk
Me.....imi varume vanozvirova zvipfuva kudai ndimi musina chinhu zvenyu ipapa
Him....unoda hre kuona ndikuratidze inbox
Me....ehe send
Him....asi unondiratidzawo kaaa
Me....ehe deal.
Pandakapedza kudaro thought achanyara but ndakaona msg yaka popper padenga kuvhura kudai ndakarohwa nehana ndikageza maziso kt ndinyatsoona wanikwe zveshuwa
Me....nhai iwe asi watoipirwa kare
Him....ayehwa ndozvandiri normal yangu ndikaipirwa haaa unodonha nebuka
Me....iih kuita dhongi chairo hayii kana ini handizvikwanise zvandinyanyira
Him.....ndoda kutanga ndakupa ndinzwe kuti unozodaro here after
Ndakango blusher nekutota ndikabva ndati
Me.... ok we shall see ukandigona kwacho
Ndakaona akuti record ndaive ndakaita kuivhurira ziso record yake...ndakangobva pachat rake achingoisa ndakavhura
Him....ndikatadza kukushandira kusvika wandidana nemutupo ziva kt handisini ndoda kukanzwa kavoice ikako kachiyemerera kakutadza kubuda nekuneta ndapedza hangu kushanda
Ndakangosekenyeka sekahure kanhonga brufukesi rakazara nemari ...manheru iwayo ndakazogeza ndokumirira muyenzi waMayor...akasvika ndini ndakamuvhurira door sezvo ndainge ndakaudziwa zita rake ndakamumhoresa
Me....hesi Jimmy l wlcm you gara hako apa feel comfortable
Akanditarisa akasimudza tsiye zviya zvekuti kwakanaka
Me....yes l.know was rude first day but hazvisi zvandiri ndaingove nestress
Jimmy.....unoita stress yei mwana mudiki akaita sewe
Me....aah ndave munhu mukuru ini
Jimmy......hooo if you say so
Me....voice renyu riri familiar zvisingaite
Jimmy....yeah even yours
Me....hameno saka maybe kufanana kwema voices
Ndainge ndakayeverwa nechest yake ..ndakabva ndatanga kutaura nyaya hangu nekuvhunza tumuvhunzo nhando ..
Me...zvino munotamba nemadhara ana Mayor ava asi newewo wakaroora asi uchiita misikanzwa savo hre
Jimmy....ini kuroora kkkkkk haaa maya ndichiri by ayani
Me.....eeh nezvauri izvi ndofunga vasikana vanoita kurwa nekuda kwako
Jimmy .....hahaha haa kana
Ndisati ndaenda mberi ndakanzwa mota ndokubva ndatotiza kuenda kubedroom kwangu..vakataura kusvika vazoperekedzana vachienda ndaive ndakatarisa pa window hangu kuyeverwa ..ukuwo ndaipedza shungu kutaura na mutun*a shuga pafoni ndainge ndamirira zuva rinoenda mai Kupa kuoff ndomudana auye ndinzwe mbiri yake ....
....................................................................
*JIMMY JIMALO*
Ndainge ndisina peace naJimmy manheru zvekuti ndakange ndaku suspector kuti asi chikafu chine something hre coz umm zvaive zvakutondinetsa chero ndikapedza kuita weti mukuru vaisara vakamira kuita danha remurembe rembe ...semunhu aive aku avoider ma bbe anonditadzisa basa ndaive ndakuwandira ku tiktok haaa ndainakirwa hangu akomana kaa kune vanhu vane freedom of speech tainge tasangana ..ndine ka babe kandaihwira tsvigiri zvekuti dhuuu ikako ndaida kubooker match nako one on one ndisati ndaita fata kkkkk ...mukuzama kwangu kuita munhu kwaye Farai aingonditsvakira ma faults seipapa ndaive ndakadhinhiwa akanyepa kuti akandiudza about file raidiwa ndakazonzi ndiri mu meeting
Dad.....can l.have that file titarise tione kuti zvikuenderana hre or pane fault
Farai.....ok Jimmy bring that file randakakuudza riye
Me....file ripi ndakaguma pane zvawakatuma nazvo na Ree ini hapana zvimwe
Farai.....haaa foni unoida zvichapera rinhi shar ndakatokuudza kt ukundinzwa hre wakati zii pafoni pako ukati ehe ..zvino zvonetsa manje kuramba tichishandidzana ndikuzama asi haa boss Jimmy anenge akutoda zvemaoko saka ndakatobuda nekuda kwe the way yaakadaira
Moziva ndakaramba ndakatarisa ndichiti achaseka oti akutamba ini ...but no aitove srs chikomana
Dad. ......I thought you hv changed and l was so happy and close to give you Yr role back asi kana ukunyepedzera hazvishande
Handina kudaira ndakabuda nehasha called mom ndikavaudza..she comforted me vakati vachataura na dad naiye Farai asi ndainge ndisisina basa nazvo l have tried everything to please my daddy asi havasi kuzviona saka aah better nditsvake rimwe basa hangu ...
Ree....wazoona hre zvandaireva
Ndakavhunduka ndainge ndisina kumunzwa
Me...zvei
Ree....about Farai ukaita zvekutamba unopabva pano akasara iye ahuzvione hre ndizvo zvaarikuda kuita hre
Me.....handisisina basa nazvo ngaaite ndokuti vazozviona mudhara munhu wepi anoda mutorwa kudarika mwana wake
Ree.....hakusi kuti havakude asikuti vanongodawo uite zvakanaka
Me....zvakaipa zvandinoita ndezvei ndozvijira mari yangu inoshanda pama bbe ndeyangu kwete yavo saka nyaya yavo iripapi
Ree.....uyu Farai ndiye problem
Ndaisada kuramba ndichinzwa nezvake Farai ndakaenda kunosangana hangu na Mayor..ndakaenda hangu kumba kuye kainge kave kechi2 ndakatambirwa zvakanaka neka bbe kaivepo soo apa kaive kakapfeka hembe inenge yenet rekuredzesa ndaiita kuona nyatso dzakatunga soo ..kaida zvekutaura yooh apa voice ndaiita kunge ndairiziva mhani ..zvisinei ndakazoita zvandaive ndafambira ndokuenda kumba ndasvika kumba ndakazviudza kuti weekend ikasvika handina kwandiri kuenda ndoda kutora nguva yangu ndichinyatsoona kt ndoita nezvei kubasa kwa dad or ndotanga zvangu....mazuva ahatane kufamba yakasvika weekend iya Cathy akaenda kuoff ndakatora hangu sadza nebeans haa zondo ndainge ndoritya ini hayi...ndakatodya ndapedza ndokutanga kutaura nekabbe kekutiktok kuwatsapp wena ...kaive ne username Yeubae saka ndozvandaive ndakamusaver
Yeubae.....saka ukuitei shar ahude tisangane hre unouya iwewe
Me.....ko kana ndikawanikwa nemufesi wako or vabereki handizomhanyiswe ndakashama hre
Yeubae.....ayehwa hazviite huya kani
Ndaisada asi maihwe Jimmy akatanga kuita zvake zviya kuita muramba mhuru achitiza pant ..ndakangopfeka kwakumuti tumira adress ndakangobayirira GPS...pandakapinda pamba pfungwa dzangu dzakadzokedzana kuti ndopaziva mhani apa asi manje haaa zvekufunga zvekufanana kwedzimba rainge riri drama ndaitoda nezvemunhu ...ndakanzwa voice
Yeubae.....this side come
Ndakaenda kuye wanikwe yakasasikwa akaita hake kushama akati haradada makumbo ..ndakatongoti ndouyeko ndokutotanga basa sebasa haaa ndakarova kusvika ndaona kuti mwana apera kare nesimba ahachina
Me....ndapedzera wazviona une nharo hre uti pweee
Yeubae.....haaa zita rako ndereshuwa ndabvuma hangu and lm so happy and satisfied
Me.....yeah ndakariziva voice ndabata manje zvazvinoita soo kkkkkk ndicharohwa na dad vako vakandiona ndiripano
Yeubae.....dad vangu vapi manje
Me....Mayor zvee
Yeubae.......havasi baba vangu ava he is just someone akundichengeta hake ndakamirira deal rikabuda ratakaita
Ndakashaya ideal rei ringaitwe naMayor ndakazomutenda hangu paye ndokubva ndaenda kumba ...ndainge ndazvidenhera mago ndainge ndotumirwa mapics every time akashama ...kana ari macalls aimada kani ..moziva zvekubirira zvinonakidza sei ndainge ndonakirwa na Yeu especially kwaunenge usiri kuonekwa misikanzwa yako kunzvimbo itsva kunonakidza...kaive kari sweety kani ..kana pa tiktok tainge tonzi couple coz taigaro taura tichiwirirana nekudeedzana ma sweet words ...sometimes kangoma kakaririsa kanozobvaruka...ndaive ndawana stress reliever yangu ...Ree ainge ave bhurungwa nebhandi naFarai kuti nditi vaida kundisvotesa handizive ndaive ndisina dhiri navo chandaida kudzokera pa position ndovadzinga vose kkkkk havasi kuziva yandiri kuvarongera hangu nyoka dzevanhu
React fast chapter 13iuye iripo
❤️
🙏
👍
😂
😢
20