Mama Ree Novels🇿🇼
June 5, 2025 at 06:03 PM
https://chat.whatsapp.com/Hz7qZ5rC3pEHQopwdVE6MH *Written by Pastor Rebecca aka mama Ree* *BOOK 8* Short novels... Book tittle 📖👇👇 *GARDEN BOY THE WOMANIZER* CHAPTER 17 *(SEVENTEEN)* *YEUKAI* Ummm inyaya yemimba hre or ndeye vanhu vacho vandakaitira yainge yonzi mimba yemhuri veduwe ndaichioneswa chitsvuku zvimwe zvainakidza asi pamwe pacho zvainge zvanyanya zvakubhohwa ..especially Mayor tumwe tumu temo temo twavo eeh ..mumwe musi takanetsana vawana ndichidya Mayor....why kudya zvinhu zvinovava kudai too much mhiripiri unoda kupisa mwana wangu maziso Ndakaona kuti tumadharawo futi tune dambudziko Me .....hapana zvakadaro zvinomboitika Mayor....zviriko l know tarira domasi ahuna kuri greeta asi please unofanirwa ku greeta domasi unoda kuti mwana wangu adzipwe hre wadya akadai ...ndakanzwa futi mazai ahade kuwanziwa anoita manza Moziva pamwe pacho unenge wakadhiniwa usingade kuseka asi ndakarova chikweee..koitawo vana vacho vainetsera kubata dumbu rangu kungodai mama toda kunzwawo bhudhi vedu muridzi wemusha ...ini pfungwa dzainge dzakushupika Jimmy kana kuziva kuti aripi ...veduwe ndiani aizondifadza ndainge ndakutonzwa kuti kana Mayor vapedza hapana hapana vatosiya vandidenha ...eish varume vamwe vanozvinzwisisa hre izvi kuti vanhukadzi tosiyana ini ndichiri wechidiki ndoda machine inodhonzwa kwete tumagerekete twapera basa ..ndainge ndanonokerwa nekupona ndibve hangu ndidzokere kulife style yekubudawo ..nagulez vepakati tainge tisingawirirane zvachose yooh vainge vakunzwa godo kuti ndaita mukomana ...vakazondinakidza vose kundigarisa dare vachida kuziva Mai Anna....asi mainini imbotiudzaiwo makanyatsozviitasei maybe zvine ma recipe kuti muiite mukomana coz haa tazama zvose Me....hapana zvakangoitwa naMwari Mai Chido.....zvodaro asiri waMayor people can do anything nekuda kwemari uku Ndakanyatsoseka hangu ndikabva ndasimuka ipapo ndokuenda kupool ..ndikaona gateman step yake kuita kunge Jimalo chaiko moziva pane kamufambiro kemurume kanokuudza kuti uyu anopedza basa poita zvinokuudza kt mbwezhu yababa...type iya inenge yakakombama mapendekete ichiita seikusundiwa nemhepo haa ma horror iyoyo inenge yakaneta even panguva yebasa ...ndakabva ndatoona kt handingafe nenyota makumbo ari mumvura kana uri mweya wainge wandibata kaa waive wandibata zvine simba ndainge ndoda kugara ndakashandirwa zvinogutsa kwete kusokoswa ....ndakagara beya rangu ndakaisa makumbo mumvura iye aive akagara ari pafoni akatarisa kwandiri ..ndaingozvongonyoka zvekutsvaka attention..ndakaona kt shasha ikubiridzira kutarisa .. Me.....nhai Calvin huya undibatsirewo kusimuka kaa ndabatwa nechiveve Calvin.....mhaa ini hre ma'am Me....yes iwe or unoda ndiwire mumvura uripo na Mayor kaa ahingaperi mushe Nekutya anoziva ndobatwa sezai pamba apa ndo advantage yandakatora akauya achimhanya ini ziso.rainge risingabve pazipi ndichipima ndakaona ndega kuti yeah zvakarongeka ..ndakusvika akandibata ndakaita sendinoda kudonha ndiwane kumumbundira Me....eish you smell so nice wena Calvin....thank you ma'am Me....ndinonzi Yeu ndichine chiveve ndinotoda kutasanudzwa please ndibatsirewo Akatendeuka zvekuda kundiratidza kuti tiri pavanhu pamusha wenyu mondiurayisa asi ndakabva ndaita face iya yekuyema yemunhu arikutoda help zvekudaro... Calvin....manje mogarepi Me...let me sit pa chair yako iyo Ndakanogara akanditasanudza makumbo ndaiita kuchemerera zvekuti ndakaona maziso ake anjenga misodzi ndikaziva kt msg yasvika ndaisada kumumhanyira ndaida kumukwezva sehove pachirairo bit by bit anodyira chete ende bota ndaida kurirovera mumba maanogara imomo...inga wani Mayor vanotoita mazuva vachidya kwavada saka kana neniwo ...ndakatanga kumuitira ma.favours kumuigira chikafu nekutandara naye ..Mayor akadzingisa Jimmy wangu anofunga kt varume vanopera hre handipererwe ndichiri kutemwa dzobva ropa..mozivawo one day is one day chirauro chozongobata ndakazopinda mumba ma Calvin ndichida kumupa food ndokuwana akazvambarara pabed kwakurarawo padivi Calvin.....ma'am boss vakauya havambofare nazvo kuti mupinde muno Me...unoziva wani kuti hakuna zvakadaro boss havawanikwe pano hapana zvinoitika usatye usaite sekunge ahude zvose izvi Ndakadaro ndichivhura top sezvo ndaive nenhumbu zamu rangu nyatso yainge yakaita black kusvibira zvinomwisa mvura rakaita kuumbika ...ndakatora ruoko rwake ndikamubatisa haa ndakaona ofemera padenga kunge ndere ...ndikaziva zvaita moyo wangu waingoti dai akaziva hake zvaanoita saJimmy ...zveshuwa akatanga kundibata mutambo ukatochaya ..akambonetseka sezvo dumbu rainge rakura asi ndakamuti they are so many ways to kill a cat hazvitadzise kuti tifare izvo ...mongozivawo a pregnant woman temperature inenge iri high high haaa mutambo wakafayiswa paye ndokupedza...yes he was good kudarika Mayor asi pana Jimmy hake aitevera kumashure ...Jimmy ane corner yaaiziva kuenda soo ine magetsi ..kashoma kuzikanwa nevarume iyoyo.. Me...thanks l enjoyed Calvin....shuwa hre but please don't tell anyone ndingafe hangu Me.....no handidaro trust me Ndakabva ndabuda hangu nestep yachinja ndichinzwa kufara ...3months dzakawandisa ndakuda kupona ini aah ..pa tiktok ndaive ndichirikurira hangu vanhu vaingovhunzana kt mutund* shuga aripi ...ndaitohwanda kana ndiri pacall nekuda kwezimba rakakura ndaienda hangu kwandaiziva kt vanhu havauye ndonakirwa ikoko ...ndichi scroller dhuma dhuma nepage raHarvest remuchato wake wena newife yake ndakanzwa bundu pamoyo kuti saka nekuda kwemari yangu yaakaita akandisiya akanoroora someone ..zvaive zvakaipei dai akandimirira hake sezvo akatambira mari kureva ini naye hapana mutsvene ...ok we shall see manje ndikupona kaa dakuona marriage yake ikamunakidza ...ndakatanga kutsvaka ma details emukadzi uye ndikamuisira friend request...ndaida kumuswededza padhuze ndomurova skuna ......................................................................... *JIMMY JIMALO* Life pasina mari zvainotonakidza kana uine vanhu vane moto vakakukomberedza Shingi raitove job nehalf kaive kamu free spirit chaiko ...day rake rekubika ndaisaziva rasvika kurivara hangu semunhu ainge aneta nebasa rekuchekerera hedge .... Shingi .....madhiri sometimes anoda kuitwa musi wacho coz zvikasadaro umwe anonyura chete Me....madhiri eyi manje iwayo anonyudziwa munhu...as long akapusa ngaanyure Shingi....manje ini ndinodzitora hembe dzenyu blaz ndikadzi umburudza mumadhaka ku sewage uko ndikadzikanda mumba menyu hamundizive zvakanaka Me....hezvo asi unoreva madhiri edu hre kkkkk dzikama shar ko kungosvika zvakanaka woti mukoma ndini ndiri paduty saka ndokumbirawo muchiita zvatakatenderana Shingi .....kkkkkkk pandakawacha handina kumbokusumai kudaro ini Me.....saka ahusi kuda Shingi.....ok they don't call me die hard for nothing regai ndosota hembe dzenyu tozonyatsotaura zvakanaka naka ndadzoka Akatendeuka ndikaona kuti uyu ndimawaya anozviita ndakamhanya kwakunomubata .. Shingi ....maihwee rape rape Akadeedzera ndikaona kt uyu ndoda kumuratidza ndiri dhunyazi manje ndikatangawo kudanidzira Me....covo ne tsunga zviripano covo netsunga zviripano Kuzodaro takaumburuka tose pasi nekuseka kuzara mahuswa Shingi.....ibody neface chete zvisvinu brain dzako dzakadhanganyika Jimalo hayi ahuko Me....aah iwe ukuda kundiurayisa nevanhu shuwa sa neighbour wenyu anenge asingandifarire angatondisayidzira imbwa ndikabviswa ma assets Shingi ......ummm inenge ichiri imbwa hre inomhanyira kuma.assets ..imbwa inoda munyepfu tsapfu or dakwezi Me....ko ini ndatii cheso chiri pandiri ma assets angu iwe wanga wafungei waona kaa kt brain dzako dzogaya horror chete Shingi.....haiwawo enda unobika uko kkkkkk Me....but ndoda kubika ndega handidi munhu Ndakapinda mukicthen kwakutora apron yangu ndokutanga kusota hangu ndakaisa ma earphones ndichinzwa music ndichitambirira ndichibika ...if you don't want to go wrong uchibika inzwa music haa zvoendeka ..ndakati ndapedza hangu ndakugadzira table ndikadana vanhu .. Leah.....ko iwewe chako chiripi Me.....mu kitchen ndikuenda kuroom.kwangu Leah.....hell no ko kana waisa mushonga wekuti tidye tife Shingi.....kana kuti tidhakwe wotibata rape tose wonakirwa woenda Me.....ndinenge ndichanakirwa nei kuvanhu vanenge vakaparara nedrug zvafanana nekurara nechitunha Leah....that's why muchiwirirana brain dzenyu dzoenderana zvadzofunga kkkkk Gamu....yeah food ikuyevedza iyi Akabva agara panext neni apa achiita kuzvida takatanga kudya ...umm sound yaiitwa na Gamu yaive nemunhu pasi ndakanzwa Jimmy akurova ma press ups ....ndakazviudza better kunorova hangu hama maoko pane kupihwa negals hanzi mbeva dzemumba makonzo ...ndinodzingiwa pano ndonange ndisati ndaita zvandoda Me....regai ndinopedzisa kuroom kwangu gals Shingi ....ko why asi zveshuwa ndiwe wabika hre coz haaa chero ndakambodya chikafu chinonaka ichi chadarika cha Leah watoti anogona kubika Me.....ndini hangu lm the best mupfanha Gamu......ko ukuenderei nhai gara tidye inga zvanga zvichinakidza wani Shingi......eeh siyai munhu aende angazvikunde muchidya muchiita kumu seducer kudaro Leah akabva akachidzwa nerice anenge aida kusekaa ndakamhanya kumurova rova ndokumupa mvura ...Gamu akanyara akaseka achirova munin'ina wake Shingi....chero mukanditi ndikwane ndorevesa ndikunyepa hre Leah Leah......kkkkkkk zvakakuomera Shingi ..vasiri kutenda kuti Jimalo ndiye abika huyai kwandiri ndokurakidzai video Me.....video rabvepi manje Leah.....ndaisa camera hangu uchibika Vose vakamhanya kunoona neniwo ndakadongorera wanikwe ndikuita kuwaina kumoneredza chiuno hangu ...ndakada kubvuta asi ndakatadza Me....leah delete that please Leah.....no sir Takatomborwisana asi haa vakatanga kukandirana ndikaona kuti handihwine ndakanyara sei muchembere namudhara vasvika tichibhidhiritsana ndainge ndakuita kunge huku yanaiwa kutya basa kuti rapera ...havana zvavakataura vakangoti vane nzara vakuda kubuda vadya ndokubva vati vakuda kupakurirwa Mom.....Leah pakura fast handina nguva tikumhanya Leah....handisini ndabika ndi Jimalo ndiye pakupakura Vakaratidza kushamisika nazvo ndokungoti hoo nhai makubikisa mwanakomana wangu ndisipo ..ndakadhonza Leah Me....shar ndiwe unoziva kuti mosivapakurira sei please help Leah.....as long you promise kuzondibatsirawo pa duty rangu Me....haa zvinhu zvemuno kubhadharisana chete hakuna chemahara it's fine ndichakubatawo Akaseka hake ndokutanga kupakura tikapa ana mom's haa ndakabva ndatobuda hangu ...sezvo nyaka nyaka iya yakasimudza highfiridzi ndakasviko mira mubath ndokutanga kurova gwetengwe but eish something was wrong naadhala ..ndaisaona tsinga vaive vakanyanya kurepuzika senge vambongwiniwa nemagetsi kudaro kuneta hazvisizvo zviri Jimalo izvi ...ndomuziva netsinga kuwanda kwadzo ..ndainge ndiri kuzvitongesa ndokupedza hangu asi stress ndaive nayo ..dai ndine mari ndainoona doctor wangu ...week rakazopera Leah aenda kunosiya ma forms ekutsvaka basa apa ini ndainge ndonzwananawo nekamwe kamupirisa kaigara opposite kaigaro ndiwaver kachienda kubasa...ndainge ndaneta nekushandisa maoko ndiye ainge ave target wangu manje maybe Jimalo ahana kujaira maoko that's why akaona the real suwo anonyatsoita zvakanaka...ndaive ndakatogara ndichizvigera ndebvu dzangu Leah.....yes yes yes zvaita Me....zvei manje Leah ....basa ndanzi nditange kuswera mangwana Me....yes yes Ndakanzwa kufara veduwe zvekusvika pakumbundirana takazosiyana ndakunzwa zvisizvo .. Me....kwete kuzonakirwa pabasa kukanganwa mission Leah....haa maya handidaro boss kkkkk..ko mwana wangu aripi Ehe aivhunza ini coz pandaive ndopainge pana Junior tainge towirirana zvekuti sometimes airara neni kuroom kwangu ..aindishevedza kuti dada kkkkkk ..first day raLeah rekuenda kubasa kwakandinonokera kuvira kuti adzoke andidzewo kuti kwanga kurisei ...ini ndainge ndave busy zvangu ne laptop kutsvaka about Amos ndainge ndakuda kubatsira Leah kuziva nezvemunhu uyu ..ndaiona kt anoda fani kuziva nezvake akushaya oita sei ..so l managed to hack foni yake ndaikwanisa kunzwa macalls ake ...yooh mufesi aive nenyaya uyu ende he is clever panotoda kungwara first wova ne evidence usati wangomuisa mumaoko emapurisa ...manje kana vari ivo baba vaJunior handizoite sendaita hutsinye hre kuvasungisa ndakazoti ndichafeya Shingi ndizive....musikana wekungwara haa akatamba Leah ayakapenga pose aiwacha opa Leah kuti aayine hembe dzangu achimuti mama ndovakadaro ...Leah paakazoziva kt raive dhiri rekuti ndobika iye oita zvehembe dzangu akapererwa hake kkkkkkk.... Stay tuned for 18
❤️ 🙏 👍 😂 😮 22

Comments