Mama Ree Novels🇿🇼
June 5, 2025 at 06:03 PM
https://chat.whatsapp.com/Hz7qZ5rC3pEHQopwdVE6MH *Written by Pastor Rebecca aka mama Ree* *BOOK 8* Short novels... Book tittle 📖👇👇 *GARDEN BOY THE WOMANIZER* CHAPTER 15 *(FIFTEEN)* *LEAH* Kapuka kanonzi rudo futi hakaite shuwa Allen anga akutorwarira Shingi zvekutodaro iyewo musikana ainge atapirirwa asi semupfanha wangu ndomuziva zvekupinda nemoyo hazvisi zvake anoda zvinhu kkkkk...sis Gamu vaive bhoo asi kungopinza nyaya yaAmos haa vaisada kuinzwa vaichinja face ..so ndakazotaura naAmos pafoni achida kuti tisangane mutown nzvimbo dzacho dzaaitaura ndairamba so takazosangana ku park ...ndakatanga ndini kusvika ndaisada drama..iye akanonoka ne 30mins achisvika ainhuwa fodya asi ndakati ndizame kunyarara ndakaona kuti noo mhani Me.....kugocha kunoda kwaamai kwemwana kunodzima moto nhasi ndiwe wanonokawo nema minutes akawanda kutodarika angu wazviona kuti inotambika kaa Amos.....it's not like ndanonoka shar asi mota yatoita breakdown so ndambochinja tyre Me....ooh ok ndingatii hangu but why is it ukunhuwa fodya Amos....coz ndanga ndichimboita nezve case yefodya ndashanda nemapurisa .. Me....hooo zvaunoita mabasa akawanda wena Amos....yeah kutsvaka mari tikasadaro nyika yedu iui ma1 unodya nhoko urimo inoda kungwara Me.....kkkkk nyaya yekungwara hre or yangove yema connections chete unogona kuchenjera asi zvoshaya basa nekuti ahuna waunoziva anenge arimberiwo Amos......kkkkk enough about zvenyika yedu iyi let's talk about us when are we getting married Me....tatove mberi kwese uko tisati tatodzidzana unotomboziva ndoda chii chekudya hre my favourite Amos....zvoitwa nevana vadiki vanhu vane zvekuita mu life havatambise time especially for the sake of my mom vakutoda tichiita tigarisane don't worry about venue ndine friend yangu Ndakangotenderedza maziso ndokubuditsa foni yangu Me....hazvina kuipa asi ngatimbomirai mbichana ndoda kupedzisa chikoro changu plus sister yangu ikurwara Amos.....ko ndivo vakuroorwa nekuchata hre zvotadzisei kkkk Me...ndoda vavepo coz tingori vatatu saka ndoda kuvaona..iwe ahutombozive ma sisters angu kaa..uyu ndiShingi mudiki ..uyu ndiGamu Pandakamuratidza Gamu akabva abvuta foni yangu iya akavhura ziso even voice rainge rachinja paakataura Amos.....wati uyu mukoma wako Me...ehe ko indava Amos....anoziva unodanana neni hre Me....asi wamuziva hre ..ehe anozviziva Amos.....akatondiona akatii ndomuziva uyu anotoda deliverance chaiyo anoti kunyepa oti hunhubu Me.....unoreva Gamu hre or ndarasika Amos....iyeye ahaite ndakambomuti atengese mushop yangu akangoita 2days chete kwakusiya aba nekunyepa Haaa ndakanzwa moyo wangu uchiramba asi handina kuda kumuratidza ndakabva ndatogutsirira ndikangoti zvakamuomera asi haa papi pacho pangaenda Gamu kubasa remushop ndonhema idzi ..ndakabva ndachinja nyaya hangu Me....ndangoti ndimbokuonawo hangu ndinzwe voice rako nekuona chiso chako Akabva anyemwerera kwakuswederera kwandiri tainge takagara pabenji Amos....thanks wena nguva mhani ndoma1 l think unofanirwa kundishanyira kumba and we spend the night together... Me.....mama vangu havanditenderi kurara ndisipo Amos....ndoziva uri virgin hako ndoona nekuvhunduka kwaunoita asika handirume ini mai vako asi ahausati wavaudza nezvangu hre Me....ehe Amos...ko why Me...ndichavaudza hangu Amos.....ahusi srs about this relationship handika ndikukuona hangu Akabva atotsamwa foni yake yaka ringer akadaira asi akatosimuka kufamba kuenda kure chaiko ...ininiwo yangu yakapinda msg from sis Gamu ndainge ndavaudza kt ndikunosangana na Amos "Hey mwana wamai are you OK are you safe kana usiri tell me" Ndakanetseka nemuvhunzo uyu why vari worried kudai ndakabva ndavadaira "lm safe sis thank you" Achidzoka ku call akabva aoneka hake mukomana hanzi emergency..ndakangomupa hug ndokubva ndaenda hangu kunonetsana nebenzi rangu Allen ..ndakasvika ari busy kurongedza Me.....eeh judas hesi Allen.....kwana iwe respect Me ndave bmnn vako zvee ini Me....uri bamkru kkkkkk Allen....wakambonzwa hre yekuti muzukuru wachinja cup yangu sei ndiyo yatambika cup ndakachinja ini kkkk Me....uri mumero ahutembeki handiite newe madhiri futi kkkk Allen....musadaro gulez masiya simbi yangu irisei Me....nxaah geraway kkkk aribhoo hake sei pabasa Allen...paribhoo hapo todiiko tichishandira mari yekuroora Shingi Me.....wakuita kunge wakadyiswa manje kkkk ndiye angove pamuromo pako .. Allen.....zvamunoona rudo kaa runopengesa mufunge Me....makupenga hre brother Allen Allen....bamnn to you Uyu aipenga manje ndakabva ndamuudza zvose pamusoro pa Gamu na Amos ndopaakati Allen.....iyi nyaya ihombe iyi why ndikudaro even ini ahandifarire nekuda kwekuti ndaidanana neumwe musikana kwakubva ndamutendeutsa akauya kuchurch kwedu ..2weeks down the line she started changing akusabatika akuita misikanzwa akazongonditi zvekunamata itai mega better kuve wild vanhu voziva zvandiri pane kuva brother Amos venhema ..ndakazama kumuti andiudze zvainge zvaitika akarambisisa dzamara tasiyana Me...saka let me try to do gals meeting then ndombovhunza a question ndoti vanhu vanyore tuma paper twandichaverenga handizive zvabva kunani havaise mazita maybe ndingabatsirika coz Gamu ahasi kuda kutaura Allen.....haa kana ini hangu Amos ndotomutya ane zvihombe uya Foni yangu yakabva ya ringer aive Amos.. Me....hello Amos....ko wati ukuenda kumba wani uchirikuitei mutown Me.....ndiani akuudza kt ndiri mutown Amos....I have eyes everywhere chienda kumba iwe handizvifarire zvemunhu wangu anomira nevamwe varume Akabva akata call ndakacheuka cheuka kutsvaka kuti andiona sei ..handina kuudza Allen ndakabva ndaenda kumba ndikasviko pihwa hug na Gamu... Me....kwakanaka hre kkkkk Gamu ....ehe kutokusuwa hahaha Me.....eeh hoo tomboti hedu Gamu.....saka varisei bmnn Amos Me....aribhoo anga achikumhoresa Gamu....hooo asi nhai mwana wamai washayawo hre umwe mukomana pane uya ane hutsinye kudaro Me.....nei mati ane hutsinye Gamu ...anooneka face yake Ndakaseka ndopakabva pauya Shingi achiti ndimupe zvandainge ndapihwa Me....yuhwi watoudziwa kare inga zvakaoma ko dai ndanga ndichida kuti zvive zvangu kee ane dzungu Allen Shingi.....leave my man alone kkkk Me.....hezvo.atove Yr man inga hamusi kumira oyi parcel yenyu asikana Handizive maive nei ndakangonzi endai mopa bbe rangu paakavhura ndakavhunduka sneaker raidiwa na Shingi musi watakaenda aingoribata bata achiti acharidzokera...paakazviona akafara kuita kuridza mhere Me....veduwe munotikuvadza nzeve uko aaah kuita kunge kanyenze kudaro Gamu.....I hope this time unoitawo srs relationship kkkk Ndakasiya zvakunetsana kwakuenda kunoona mwana wangu hangu ndichimbotamba naye sevo ainge ave kufambawo kukura hakutane veduwe ...Mama vakazouya manheru havana kugara vakati vakunotora mukomana webasa Me....husiku huno hre mama regai ndiende nemi Mama...no don't worry hakusi kure mwanangu ndaona kt pakuda munhu anogara achicheka masora coz muzukuru wangu anga rumwe abuda panze sezvo ave kufamba kudai .. Takavasiya vakabuda ndokuzorara ..kwayedza ndakanonoka kumuka kutarisa time dzainge dzafamba ndokurangarira kuti tane umwe munhu ku cottage ...saka maid wataive naye aive very smart tainge takamupa nickname yekuti manjuzu kkkk Me.....nhai manjuzu mapawo mukomana chikafu hre Manjuzi ....ayehwa ndaisa mvura yemwana inozopora anyone ngaanomupa Takatanga kukondana paye kusvika ndazongoendesa ndakagogodza hapana akadaira ndokuvhura door ndikaisa hembe dzandakaona imomo dzaive quality dzirishoma asi dzakaiswa pabed ....ava garden boy ndeve mhando eeh ..ndakabuda ndokuenda kune vamwe .. Shingi.....arisei hake coz iya mbavha yelast time yaive nemaziso anenge zizi remuroyi Me.....first of all zizi remuroyi rakasiyanei neamwe unorizivirepi Shingi ....ndakangochiverengawo chituko chacho kune rimwe group kkkkk handitozive ini Me....zvakaoma hazvo handina kumuona ini asi hembe nebhutsu dzandaona ndewe class chete kkkk Shingi....saka imbavha hakuna mushandi angatenge zvinodhura nema salary avo Me....ana judge Judy chimbomirai Shingi ....ayehwa kaa ini last time ndakabirwa imi hamuna saka hamuzive pain yekubirwa Gamu .....asi uya aive neshavi rekuba chairo zvimwe zvaaizoba zvaisaita mapant ako aimadii Shingi.....kutonhuwidza otorova hake gwetengwe Me.....yuhwi wakazvinzwepi nhasi ukubura shona yako wega Shingi.....kubva pandatanga kudanana na brother Allen ndakuzarukirwa kuoneswa chaiko respect me guys Takaseka hedu uyu anopenga ..takambogara tisina mukomana webasa nekuda kwewatainge taita last time murume aiba iyeye kusvika pakuba hembe dza Shingi nyoro dziri pa wire chero ndimiwo ..ndokuzodzingiwa kwaakaitwa pamwe pacho akamboba husavi tabika kuzodai kwakushaya poto takaita mazuva matatu ndokuzoiona kuseri kwemba yake hanzi imbwa yakaisa saka takazozvibatanidza tamubata ndopatakaziva kt zvakawanda ndiye hake ..kumuvhunza asi ahusi kuguta hre akati ndoguta chaiko asi hameno mweya unondigara mom's vakabva vati ngaunokugara uri kure nesu kwete pano kkkkkk...tiri busy kukurukura takanzwa knock Me.....ndiani Voice....ndauya neplate Shingi....ivoice ragarden boy hre iri. Me....kwana iwe uchadzwikwa Ndakadaro ndichinovhura door ndakaita nguva ndakamira ndakashama muromo is it a prank.or joke hakuna garden boy akadai ......................................................................... *JIMMY JIMALO* Ndakapinda ndikadya chikafu changu ndapedza ndikati ndoda kunodzorera ndega plate yangu ndakaita kuisuka yachena kwakuendesa...musikana akavhura door perfume yake ndakainzwa ndiye aive asiya plate yangu ...eeh miyedzo ahiperi kuvatendi ko zvaaive svusvura ndadya zvake kunaka kunge mambakwedza ...takambotarisana pasina ataura Me......hie lm Jimalo garden boy Her....lm Leah Me...ok ndauya kuzosiya plate thanks ne food yanga ichinaka Leah.....my pleasure Pakabva paita akadedzera ari mukati akati ngaapinde timuone kuti face yake ahisi yembavha hre kana mhondi Leah......iwe Shingi kudzikama hakutengeswe mahara ..sorry wena don't mind her Me....ayehwa ari right regai andione agutsikane Leah.....it's not like maramba kuonekwa asi kana achida kukuona anouya kuno ku door Ndakabva ndanyemwerera kwakupinda hangu ndakaisa rumwe ruoko muhomwe Me......hello makadii Vose vakati zii vakanditarisa ndakatombotarisa adhala Jimmy kaa kuti asi vasimuka hre coz paive nembama dzema babe...ndakaona vakarara zvavo ndikashaya chanyararidza vana kudaro kuti ziii zvavo Leah....Sis Gamu na Shingi newe manjuzu mukumhoreswa uko Vakazovhunduka ndopavakadaira ndokubva ndabuda hangu asi handina kwandakaenda ndaida kunzwa kuti vanosara vachitii..vose ndaive ndanzwa mazita nemavoice avo Leah....manga muchipapa ana Shingi munhu akupinda makustika Shingi....ndiri nani panewe pa door ndatoti waona ghost kaa Manjuzu ....unenge uchiti pakauya garden boy ndowana wekumhanya naye pauya we class yangu pobva pauya dude rakadai haaa midzimu yekwangu ahaina tsitsi neni Ndakaita sendichaseka asi zvaisaita nekuti ndaiva pahwindo ndakaterera vaizondinzwa Gamu....handipe vacomments vanhurume asi uyu anotora mukombe akomana kuita body yakanaka kudaro seachadyiwa Leah.....siyai mwana wevanhu hey Shingi....ana Leah matota kare makuda kutinyararidza Leah .....ndikwanire uko ndosaka uchikundwa hu smart na garden boy asuka plate yake iwe uchiri wakaibata nanhasi nenguva yawapedza kudya Shingi.....haa hakuna garden boy akadai ane agenda yake uyo anogona ari mu c10 mark my words kana paine vane nyaya mhosva garai mareurura Gamu.....hameno vhunzai vanodanana na brother Amos ava kkkkk Ndiripo handina kuziva kt pane munhu angadeura something ndakangonzwa ndakunyorova ndakavhunduka iyewo aka screamer Shingi.....maihwee ndadira munhu tea panze Gamu....iwe kaa unogara wakaudziwa usarase zvinhu nepa hwindo Shingi....handina kuziva pane munhu ini ndinenge ndichida zviende direct mudrain Vakabva vabuda vose vandiunganira ndakanyara ndikati Me....ndange ndiri busy kutarisa chikutadzisa mvura kunyatsofamba pa drain apa Shingi.....I'm very sorry better yanga isiri kupisa Ndakavaudza kuti hapana yakanyanya ndobva vadzokera asi umwe wavo akadzoka akazevezera Shingi.....at least ahusi mbavha or mhondi asi ndawana chako unoda nyaya too much Akabva aseka ndokuenda ndakangosara ndichiseka hangu ..ndainge ndazviudza kuti ndikufambira chimwe sa driver weambulance anotakura varwere kwete chitunha .... rule number 1 kubika ndega Rule number 2 ndozvigarira mumba mangu no shamwari Rule number 3 will investigate about Mayor ndikawana chandovabata nacho vanondisiya Rule number 4 Farai is going to pay Ndakabva ndazvipa mission yangu...mangwana acho basa rakatanga ndakapihwa zvekuchekesa huswa...haa maya ndakazvikonewa pasina nguva ndainge ndane mhoni ..ndikadaidzira mom's Me...haa mama ndokumbirawo upgrade izvi handizvikwanise hangu Mama....ok woda yei coz mukomana akaguma kubva pano aitoshandisa izvozvo hanzi ndochaizvo kkkk saka kusiyana kwevanhu imi muri vechimanje manje kaa Me....yeah ndoda lawn mower Mama....ayehwa hapana kushata rega nditi Leah anotenga ndiye angatoita ruzivo nezvazvo Ndakashamisika why vadaro kkkk but manje ndaisada kubuda ..ndakangoti it's fine asi ndaizorambira Leah wacho....ndakabva hangu ndatoenda kunozvambarara pa bed ndichitamba nefoni..ndakanzwa knock nevoice Leah.....hey Jimalo handei ndoda kukurumidza kudzoka Ndakabuda panze ndisina shirt hangu kwakumira ndakabata door Leah......sorry handina kuziva kt ukupfeka Me....no handisi kuenda ndokumbirawo uende Leah.....why? mama ndovati ndiende newe coz handinga nosimudze zvinorema kaa Me....yeah asi manje handisi kunzwa zvakanaka Leah....sir ndimirirei chisalad basa makarida mega iri aah Ndakaona kt katsamwa wena ndakabva ndati ok ndipe few minutes ndikuuya ..ndakasara ndikageza nekupfeka ndokuti cap yangu ..ndakuda kubuda Leah....nhai Jimalo zvichiri zvekuti tiende or ahusikuda hako Me....ndatopedza sorry ndotora nguva yangu ndichigeza Ndakaona ziso rake raibvumirana nestatement rangu akangogutsirira musoro ndobva tabuda tave pagedhi ndakadzikisa cap ndokutarisa pasi ...takatenga pakudzoka manje ndopaakazondiseka.. Leah...mudumbu mako mukurira nzara why waramba kuti tidye it's seems like you are running away or hiding from someone are you not a serial killer That question caught me off guard l laughed Me....no lm not handide kuonekwa nevanhu l know lm charming saka gals dzondinetsa Takasvika kumba ndaneta ko ndainge ndisina kujaira kufamba ndakabva ndatozvambarara hope dzikabva dzati waita zvakanaka tine meeting ndiye hutuu ...ndakazonzwa knock ndikamuka ndakatobata weapon baba Leah.....yuhwi zvauchandikuvadza Akadaro achivhika ndakanyara ndokumuti sorry Leah....ummm tsano mune nyaya henyu will pray zvibude pachena Me....kkkk kana wena ahusati wakamboona kt ukarara masikati unorota zvakaipa or kubatwa nemadzikirira stereki Leah....ayehwa handisati coz l pray ndauya nechikafu chako ichi Me...thanks wena ndanga ndane nzara Leah....nzara nehope hazvifambidzane sei wanga warara Me....kuneta chaiko Leah.....haaa uri born free iwe chii chakupa kuda basa iri Me....unoda nyaya pinda ndikuudze Leah....nop ndiri busy ndozotaura newe Akabva atiza ndakaona kuti karohwa ne fear coz ndaive ne boxer saka akaona mhofela akati iiih chii chakadaro kuita kunge shato yakamonerwa sehata kkkkkk...ndakabva ndadya haa munhu aive abika ndinomukunda hangu aah rice racho kunge sadza kkkk...ko soup yacho hayii zvaisanaka asi nzara ..ndosaka ndikuda kubika ndega Stay tuned for 16 Maona kt Jimmy atendeuka kaa vadhara havachamire mire.kkkkk Itiyi kavara kavara nema likes team yakabaiwa book riuye
❤️ 🙏 👍 😂 😢 30

Comments