Mama Ree Novels🇿🇼
June 5, 2025 at 06:03 PM
https://chat.whatsapp.com/Hz7qZ5rC3pEHQopwdVE6MH
*Written by Pastor Rebecca aka mama Ree*
*BOOK 8*
Short novels... Book tittle 📖👇👇
*GARDEN BOY THE WOMANIZER*
CHAPTER 21 *(TWENTY ONE)*
*LEAH*
Ndakatarisa Farai ndikati rega ndimuvhunze
Me....unoziva voice rako riri very familiar
Farai....shuwa hre wakamborinzwepi
Me....unomboenda kuma shows hre
Farai.....nah kwete zvekudaro handisi munhu wema party asi mwana waboss ndiye aida mafaro
Me.....okay saka doro unotomwa hre zvekudhakwa kukanganwa zvauri kuita
Farai....anodaro ndiye munhu wandakuudza haa ini handinyanye kunze kweimwe night soo haa ndakarekenwa to the last
Asati ataura ndaida kuvhunza kt aivepi night iyoyo asi manje boss vakabva vabudikira ...ndoyaive first time kunyatsovaona face to face vachindimhoresa...yeah the man was Jimmy pachake zvose hazvo hapana chekuramba zvekuti ndinotofunga kuti ne character futi yaJimmy vaive nayo vari mudiki apa vakura chete ..takakwazisana and he asked something
Boss....ko ma receipts wakatora hre need you umaite print out tizoona later kt balance yedu yasarwa pakadii seems like staff ahisi kufamba this time
Ndakanyatsofunga kt nematengerwo apanoitwa saka vakurevei ndokuona kt pane ikutambwa
Farai.....ok sir l will take note of that just after ndapedza paper work iya
Me....it's fine l will handle it
Boss....are you sure
Me....yes sir ndine MF (masters in finance)
Boss.....ooooh great lm happy a gal like you ane zvose zvawave nazvo izvi ..lm so much impressed
Me....thank you sir
Boss.....wlcm OK so carry on will hear musi we meeting the outcome
Face yaFarai yakachinja ahana kufara nazvo ndakazonzwa oita mwini mwini naRee ndikaziva ndini ndikurehwa...kubva ipapo ndakaita 2days ndichishaya ma file mu office mango izvo shasha dzitora dzichizama kuda kugadzirisa manje havana kuziva kt vakutamba namambara ndainge ndichienda nema files akakosha kumba ndosiya mafake saka kuside kwavo vaifunga vari ahead of me vasingazive kt vanyangira yaona kare kare...saka Ree ainge ondiitira ma attitudes taive busy kunetsana
Me....as l told you iwe une basa rako raunoita rinova repa reception my question still remain the same ndati muoffice mangu unenge uchitsvakei ndisina kukufonera kt uuye
Ree.....ahundivhunze izvozvo coz ndane makore ndichishanda pano saka ndoita anything
Me....handina kukurambidza kuita anything asi ita outside my office period ..
Ree...unoda kuzviona sani pano iwe unoziva very soon ropera basa rauri kuda kuganza naro
Me....apinda basa wese chasara kupera saka hazvishamise ..
Farai....noise ndeyeiko
Ree....ask this bitch
Me.....ndiani bitch hee
Ndakadaro ndichienda kwaari kunomurova ndopakabatwa naFarai ..iko kaingodedzera musiye auye ndimurove
Farai....dzikama iwe Ree huya kuno
Akabva amudhonza vakaenda kuoffice ndakatevera handina kumira ndokusviko mira padoor ndikanzwa vakutaura
Farai....ukuda kuzama kudii unoziva hre nyaya yakasvika kuvakuru zvinozotsvakiwa kt ku office waitsvakei ukaonekwa pa camera unoda dhiri redu rifumuke ita sewakadzidza mhani dzungu hakusi kungwara
Ree....handina kupafunga ipapo asi musikana uyu anoda kurohwa akunyanya kuda kutonga kwacho ahusi kuzviona hameno kt akakudyisa hre mumutakura waaikuvigira uchidya pamwe ndopaakagugadzira ipapo
Farai ....wakundijairira manje
Ree....shuwa kaa une ka soft spot naye Leah
Farai.....zvawakuda kutsvaka or kuziva hazvinei newe nyaya yangu wainzwa ita semunhu mukuru
Ree....so lm correct unomuda kaaa you can't deny that
Farai ....chienda kubasa usati wafarisa ukaswera wapererwa nebasa
Yeah zvandaida izvi kuti vaite vachivhiringana pachavo ndakabva ndaenda kuoffice kwangu ndikapedzisa ma calculations ndopandakaona kt vanhu vakumora ava yooh but l don't think Ree anozviziva ini anenge anovharwa coz dai aidyawo kudaro akuita something nelife yake chinobatika ...so my question yainge yave yekuti Farai akuisepi mari yose iyi then ndakabva ndatoenda ku office kwake
Me....sorry to disturb kana uri busy ndozodzoka
Farai ....no come in
Ndakapinda kwakusviko gara hangu
Me....unoziva l was thinking kt mdoitei ne first pay yangu so needed advice from you ndingaitewo sei ndine business rema perfumes randoda kutanga
Farai....yeah it's gud asi manje inokwana hre mari yacho ndoona sekuti dai wazoita after 3months
Me......unoziva mari ahichengeteki ndinenge ndodii
Farai....haa inochengeteka ini ndakazviudza kt ndoita 2ma banks randoisa masororo nerimwe randoisa mari yangu svinuwo yandoda kuzotangisa something
Panguva iyoyo takanzwa noise panze tose takamhanya kubuda wanikwe pane bango remota nemsg yakabva yapinda mufoni ma Farai...mota yaive yake atengerwa nabaJimmy vachimutenda nebasa raaibata ndakanzwa tsitsi ndikati dai vaiziva kt munhu wavanoda uyu ari dangerous sei ..akafara akabva atoti tibude for test drive hake ..takapinda na Ree ariku mother seat ...kkkkkk
Me....tikuenda kupi coz handide zvekuzononoka kuenda kumba
Ree....togona kungokusiya wokwira hako coz hatide kutadziswa kufara
Farai....kufareiko chaunofara handisi Jimmy kaa ini wawaifara naye
Ndakanzwa kakubatikana kuti Jimmy aingokumbawo zvose even ana Ree hre veduwe aah...takasvika hedu pa restaurant akati titaure zvatoda takadya then Farai received a call ndokubva patable
Me.....ko nhai Ree sorry to ask it seems like unoda Farai but iye ahazvione unodi kumubudira pachena you never know pamwe anokuda
Ree....noo ahandide uyu ndaifunga the same but ndakazoona aingoda kundishandisa to his own advantage ari selfish becareful also
Me....don't worry ini lm not interested in man ndoda vasikana
Akavhura ziso zvekushamisika but ndakaona kt aratidza kufara kubva ipapo akachinja ..Farai akadzoka ndokupedzisa kudya ndikati ndakuda kuenda akabva anditengera ka mini grocery ndikati buy me asi handitengeke mira uone next meeting ndikuchibvondora let me gather all evidence kkkk
..........................................................................
*JIMMY JIMALO*
Ndakaziva ainge afona ndikashaya kt ko number atora nguvai
Emmy....hey handsome can't wait to have you tmrw
Ndakabva ndadzosa volume ndokusimuka kunodaira panze
Me...hie Emmy ko number wadziwanepi
Emmy....remember ndiri mupurisa
Me....asika pamutemo moziva hazvitenderwi ndoinonzi invading privacy yemunhu kaa iyi
Emmy.....itawo semurume iwe aah ahusi kuona hre kuti ndikuda nezvako
Me....ndozvazvinoitwa hre nhai ini handisikuda zverudo asi kana wati kuvaraidza nguva hedu
Emmy....love grows saka hapana kuipa hapo .
Me....eish ndiri busy wena ndokubata tmrw
Emmy....ko unoshanda nehusiku futi ..ok nyte tobatana mangwana usarege kuuya will be waiting..
Ndakanodzokera mumba kuwana vanhu vakandidzvokora nemaziziso
Me....handisini ndakarovera mwana waMwari pamuchinjikwa guys
Shingi .....yeah ahusiriwe asi uri Judas mutengesi ukuwirirana nemhandu yedu
Me....mhandu yenyu kkkkk ipi
Shingi ....yawataura nayo pafoni apa
Me....umm amana saka ndofira iyoyo hre nhai pamakatadzirana ndanga ndisipo saka handikwane
Leah....yeah that's a point iyoyo iwe Shingi ukurwadziwa nei panyama yehuku yausingadye
Shingi....ihama yangu handide kuona ichirasika
Me.....umm seems like muno handichadiwe regai ndinorara
Ndakabva ndabuda hangu aah vanhu vepi vanofunga kt ndikavati ndipeiwo sevanondipa ...ndakabva ndatonotarisa hangu brother Amos haa uyu aitove mu gangster hake ari serious chaiye ...hope dzakazobata kwayedza ndakamukira basa ndokuzoenda hangu kuna neighbour wangu ndanyatsogeza neku sprayer perfume ne roll on ..zviya zvekuti varume vanonhuwa ndevamwe ini ndonhuwirira zvekuti dhuu..ndibva ndabatsira vamwe varume kunze uko nyaya yekugeza iyi inoda kukosheswa pamwe mochema kt ma bbe enyu ahade kiss angaida sei imo mukanwa muchinhuwa munyevhe wamarumwe zuro...hanzi dzimwe blaz dzakazokiswa nebbe kwakuwana demba mukanwa ..bbe rikati " asi wadya nematemba hre nhasi ..mufesi kwakuti" no bbe ndakamadya last week ...kkkkk chero ndimiwo aah...saka boys rangu roll on ngaizorwe ahina kugadzirirwa vakadzi ndosaka kune for men...nekungoisa perfume so kwete kunhuwa gwembe aah...hanzi umwe mufesi akachata apedza vakagara week ndokunetsana nemukadzi kwakuenda kwatete ...vasvika tete vakati ko chii zvikanzi ..anoda ndimudye nhengo yake panguva yekufara...zvikanzi ko unorambirei ...zvikanzi tete umwe musi ndakadya sadza ndikashaya ndariwanepi ndokuzoona kt ndiye hake asina kuchecheudziwa anochengeta tsvina ...zvikanzi na tete aah bmnn nemiwo kana musina kuvhunurwa kaa chigonaiwo kugeza zvakanaka ...kkkkkkk saka veduwe tisaomesere vana vevanhu aah munhu ngaageze ...enough about my stories ndakatonoka haa door rakavhurwq faster faster
Me...asi wanga wakagara padoor hre
Emmy......kkkkk ndakuona nepahwindo
Me...yooh wanga wakandimirira shuwa
Ndakabva ndatarisa mwana wevanhu haa anga akanzwira mvura baba akapfeka skin tight iye akazoti zvave zvipfeko zvepanze akashaisha ...coz ndaiita kuona akazvimba mberi yese sepane nhuta ....apa aine ka croptop iyi yamunoti cleavage ichatiuraya sevarume makarivara ...ndakazoshanya imwe church umm munhu wacho aiimba aive akaipfeka mikaka yakaita kubumbira zvekuti ndakatadza kupinda mumweya ndikatopinda munyama chaimo ndaingoti ko rikadonha nemasvetukiro aaita kkkk
Emmy.....indava kundiyeva kudaro kkk
Me....hapana hangu ndikutoshamisika nerunako ndofunga Yr parents vakatozokuti Emmy vashaya chekutaura vaifanirwa kuti runako or nakai kkkkk
Emmy....unopenga iwe hahahaha hayas ndopakuda hre unoda kudya
Me....ehe kudyei
Ndakavhunza ndakatsinzinura maziso zviya zvemisikanzwq
Emmy...chikafu
Me....chikafu chine mipanda yakawanda unoreva chipi chako hre
Ndakaona akutadza kumira ndikaziva kt yess
Emmy....chandabika
Ndakasimuka ndichiita sendoda kuenda kutoilet coz ndaida kupfuura nepaaive
Me...okay pakura l thought ukureva chirimberi kwangu ichi ndikati ndinyatsogadzirira anyways toilet iripi
Ahana kumira akabva andibata kwakuti muromo wake pane wangu maihwee ndakabva ndatoshatirwa ndakaita wekukakata ndikapa muromo ..hembe dzakaita kukatanurwa
Me....are you ready for me mamamia
Emmy....yes please
Me...me too eish usandidaro shar apa ukudziya
Kuzomudaro maihwee ndakazoona vasikana vanoda kupihwa sando vanoita manyemwe ..mutambo wakachaya pasofa asi umm l was not happy Jimmy aive asina kuchangamuka ndakanyara
Stay tuned for chapter 22
❤️
👍
😂
🙏
😢
😮
594