Mama Ree Novels🇿🇼
June 10, 2025 at 09:43 AM
https://chat.whatsapp.com/Hz7qZ5rC3pEHQopwdVE6MH
*Written by Pastor Rebecca aka mama Ree*
*BOOK 8*
Short novels... Book tittle 📖👇👇
*GARDEN BOY THE WOMANIZER*
CHAPTER 24 *(TWENTY FOUR)*
*JIMMY JIMALO*
Leah anofarisa shuwa kaaa akutondiita bhoki wepaden kakutu kadiki kaye kanenge kachinzi hakarume aka hakana kana mazino musatye henyu ...nekuti akanzwa ndichitaura kt zvasiyana akufunga kt yakuita kunge makushe kushaya simba kkkk hayas ahasi kuziva kuti mhofu chikara hachiperi power chozvimiririra kunyangwe zvakadaro hachibvume defeat ...saka ndakaona achindidenha pafoni.. ladies hapana chinopa murume shungu dzekuuya kwauri kunyanya ukada kumuseka nezvemubhurungwa make anotoda kukuratidza kt akapenga ...so ndakanzwa door ndikatarisa ndikaona achibuda ndokunyahwaira ..pakunetsana kwatakaita ndakazomubatisa makuruwane akarivara apa vanga vagara vatoita on your max get set ready kare kwangosara goo....iih Jimalo anoshuta mafirimu mamiriro aakaita ipapo kana ndega ndakavhunduka kuita kunge ndanwa mumisa uye wasisi Cathy kkkkk....kakazotiza haaa akagona coz zvandainzwa ipapo ndanga ndisina mercy naye ndaimukarabha zvekuti dhemeti ndapedza ndomuti sorry sorry tototanga kudanana hedu ...ndakapinda mumba ndikatanga kutaura naye pa app ndikati ndakuenda kwaEmmy ahana kudaira ndakaona kt arwadziwa ..ini ndaive mupain ndakazama kugeza neshower Jimalo akati hatina kuwirirana izvozvo ndipinze mandinoziva ndiwane zororo kwete zvemvura izvi handisi kangaroo rat kaa ini inofama ikapinda mumvura ndiri fish inova active yapinda mumvura...ndakakwenya musoro ndikatora foni kuda kuzama kurova chimhanda maoko but zvairamba ndakazoti let me go outside ndinyatsorohwa nedirect mhepo ndoita zvakanaka ...ndiri panze ruoko ruri mubhurungwa ndokuona musikana wepanext achitochera vat hake kuside kumwe kwaive ne durahall uku kwaive nefence saka ndainyatsakumuona ....miyedzo haiperi kuvatendi aive nenight wear
raigumira parakatangira ..she saw me
Her....ko ukuitei panze manheru ano
Me...hapana kuona kt zvese zviri panzvimbo hre ndisati ndarara
Her....ooh ok
Me....ko iwe asi unoshanda kukorobha nehusiku ko mvura ndeyei
Her.....ndikuda kugeza manje geyser ikubudisa inopisa chete hamuna yakapora
Me.....husiku huno kugeza kkkkk asi waswera usina kugeza hre
Her.....ndogeza ndichangomuka uye ndakurara
Me....haa uri smart zvekurevesa
Her.....even you too zvemvura unozvida unoyerei ko iwe
Me....todaro tiri hama nehama madiro edu mvura kaa aya
Ndaida kuona kuti anodii coz musikana ukamuti uri hama yangu iye achida nezvako ahabvume ende anodhiniwa akabva aita kuramba mudenga mudenga chaimo
Her.....haa maya handingaite hama yako ini ndiri muyera soko
Me....ini ndiri mhofu
Akaseka ndokutovhara tap kwakuuya pafence ..mai inoda nyaya iyi apa gaya kuside kwangu achiri ma1 coz ndikuona flesh baba munightdress umo
Me.....boss vako vanokutendedza kupfeka zvakadai murume wavo aripo
Her....zvakadai kudii handiti ndezvekurarisa hre plus vangachiveiwo pamabhonzo matema akadai ivo vane yellow born
Boys rangu moziva kaaa kana uripama1 unongodhomoka ndakayerekana ndakurotomoka
Me.....aah iwe ahusi kuziva iwe nenyatso yakaita kumira iyo apa wakati une zvima sugar lines zvoreva nhapitapi yega yega
Her.....kkkkk ende iwewe soo ka zvipi zvima sugar line manje apa zvawavakureva
Me...izvo kuseri kwegumbo zvoreva kt unenge wakaipa varume vose vanozviziva
Her....manje ini ndine zvakawanda nepamazamu nepaguvhu
Me.....ummm tione kt zvimwe chete hre nezvandiri kureva ungadaro wakureva nyora kaa
Her.....aaah ukuda ndishame panze pano
Me....saka huya kuside kuno tione
Her.....uchada zvinhu iwe kkkkk
Akadaro achitotanga kufamba kuenda kugedhi ...ndakangoti ne one muromo iwoyu wakutouya nechemumoyo hangu...akapinda ndokubva ndatomuti
Me....let's go muri mumba coz panze tingatomhanyiswa kunzi varoyi takashama ..
Statement irori ndakaritaurira maune coz ndakati takashama aifanirwa kuzviramba kt ko iwe wakushamirei saka ahana kureva ainge atoziva kt avingei ..ndakapinda naye muroom mangu paye ..
Me....tave pari safe manje show me
Her.....eish ndokuratidza sei ok rega ndidai
Akabva angovhura kapenga kadiki kuti ndione
Me....usatye hako tione coz apa.handina kunyatsoona wandinyepera iwe ahuna izvi zvima lines zvekudhinda kwe night dress rako
Her.....ayehwa iwe ndizvo mira uone zvakanaka
Akabvisa zvima button 3 zvaivepo ndokumati yatya ndikaona kt waive wakaropafadza nemikaka ..
Me....yeah ndidzo chaidzo manje idzi unoziva dzorevei hre
Her....handizive ini hanti wati zvoreva kunaka
Me.....no dzekumakumbo idzi dzosiyana ..dzekumazamu dzoreva kt ma feelings ako aripadhuze ahude zvekukerengewa kunge chigayo chedhiziri...kobva kwati epaguvhu aya
Ndakadaro ndichifugura night rake sezvo aive akagara pabed zvakaita nyore
Me....aya anoratidza kuti ukabatwa zvakanaka iwe unotiweterwa kkkk
Her.....aah handiweti ini
Me...iwe ndoreva kurasa zvimvura zvevakadzi kwavanoti pachirungu uka reacher climax you squirt kubuditsa fluid soo
Her.....eeh hoo handizvizive wena
Me....ndikutokuudza zvee kureva kuti vanhu vaikubata havazive zvavanoita
Ipapo ndaitaura ruoko ruchienda kuzamu pandakamuti dzvii akangobuditsa sound iya yemunhu akuda kupera mweya ndikaziva kt uyu arikutoda uyu...ndokubva ndati mukanwa ndoo ...kutanga kurutambisa nerurimi ndichisvisvina uku rumwe ruoko ruchienda kwese kwese ...maihwee mwana akatanga kuita senge vhiri rikupombewa mweya achisimukira odzikira ombovhurisa makumbo ovhara ndakafamba nepace iyoyo ndikazosimuka kwakupfeka coz mhofu vaive vashatirwa kave kare ...kungonzwa heat nemukova vakauziva ndokupinda ndaisada hangu kumuita zvistaira coz chandaida kuti Jimalo arare ndiwane kurara hope zvakanaka...ndakazongomutendeudza ndokurova akazvambarara kudaro...ko zvandaive ndakanganwa zvee kuti ndobata maparts ose mwana wevanhu akaita sekuti wakufa wabairirwa pamagetsi kugwinha gwinha ndiye zii ..shit machira angu ainge atoteswa ...ndakabvawo ndapedza ndokutoenda kubath kunogeza ..ndirimo mvura ichidzika ichindirova ndakatanga kudemba ko ndaitei dai anga ari Emmy zvirinane manje ndatanga imwe hondo futi Leah akazvinzwa kaa anondimaka ende ndichatomuruza ...ndakatora nguva ndakamira ndichiita sendicharoveresa Jimalo kumadziro kuti pada angarwadziwa akadzikamawo ...ndakazobuda wanikwe mwana uya akarara pandamusiya ndipapo ..
Me.....asi watorara chimuka zvee remember wasiya madoor asina kuvharwa uko kukabiwa unoita sei
Akavhunduka ndokubva asimuka asi ndainyatsoona kt hakachina mongo ndainge ndakapedza basa...kaiita kunge munhu ane bhabharasi...kakabuda ndikasara ndikavata kukona kona ndakatarisa mudenga ndichitaura na Jimalo avata hake ndakamubata
" haaaa iwewe shar madhiri ako akadhakwa hona zvawandiitisa now inga tanga tane nguva wani uri good boy ko wachinjwa nei zvino Leah akasandiregerera kaa tikukonana ahubatsire iwe toshandidzana sei kana uchindidai"
Ndakazobatwa nehope asi musoro waive wakutema kuseni ndakamuka Leah aenda ndainyara kana kumutarisa kufesi ...ndainge ndakamira padoor kutya kuenda kufront coz musikana uya ndainzwa achiimba kuita ruzha zviya zvekuti ndinzwei ndiri pano saka ndaisada kumuona ndakavhunduka kunzwa voice..
Shingi .....indava kuita kunge kiti yaniwa nhasi
Me....ndoyakaitasei iyoyo.
Shingi....inenge yakapusa pusa sezvawakaita
Me....kana kutogaya hangu about life
Neuyu tainzwanana ndakabva ndamuvhunza nechibhende sekunge mumwe munhu
Me....nhai Shingi mukomana anenge achikuda asi asati asvitsa shoko woziva arara nevanhu 2 vaunoziva akazokunyenga unoita sei
Shingi.....kundinyenga achindida zvemashuwq or kundishandisa sezvaanenge aita vamwe
Me....achitokuda zvemashuwa shuwa
Shingi....haaa ndinoona kt akurevesa uye kt ndomudawo hre then will forgive him and give him a chance asi handide kumuona akamira nevanhu ivavo kusvika murufu kkkkkk
Me....kkkkk ok l see ..
Ndakaita mazuva ndichinzvenga Leah takazosangana day randaifanirwa kuenda kubasa iye akazondiisira msg kt nhasi ndozuva remeeting ndakanyatsosota mucheno wangu ndokuenda ...akatanga kupinda ndimudhara kwakuzotevera ini ndokutevera zvee vamwe vaiita na Farai madhiri ..ndaisa ziva kt Farai ane maziso akakura kunge nhundurwa dzemuchirimo kudaro ...Ree aingoita setsanga iri mumvura
Farai....ooh Jimmy long time bro
Handina kana kudaira ndakamutarisa from head to toe bro vake ndiani ..ndakabva ndagadzirisa pahuro and greeted everyone
Me....l have a short story to tell..one day ndaibva kuchikoro ndokuona a young boy crying kuchinaya asina umbrella kana juzi ndakarwadziwa asked my father vamise mota nditaure naye ..ndakataura naye aingochema l took him ndikaenda naye kumba ndokunogeza akadya ndikamupa chikafu nezvekupfeka ndopaakazotanga kutaura ndikaziva kt aive asina vabereki ndikamuudza kt kubva that day he is my blood brother coz ndaive ndisinawo kana sibling imwechete ...ndikamuudza kt baba vangu namai vangu ndevake takaita relationship yekuti munhu wese aiziva kt tine hukama chikoro akaenda kwandaienda ..akazosiya ambotorwa nehama dzekwamai vake asi still l looked for him kusvika ndamuwana ndikamudzosa imba yaakatanga kugara l paid the whole year rent yake asi pane kusanzwanana kwakaitika nemusikana wake ndikatadza l know asi he choose to betray me beyond ndokuita ndidzingwe pano nekumba zvose nababa vangu...ahana kuguma ipapo regai zvinzi kurera imbwa nemukaka mangwana inofuma yokuruma akabva atanga hake kuba ma clients nemari yamudhara ..zvese evidence iyo ..
Ndakaisa video tape vanhu kwakuona patv vachingobata miromo
Me....to you Ree ko kana ndakakurwadziwa why kupinda mu deal rekuda kuuraya baba vangu vasina chavakakutadzira
Ree....I'm sorry Jimmy ndiFarai akandifurira ini handidaro that's why ndisina kuisa poison yose ndakaisa shoma chete
Me....handina zvakawanda zvekutaura thanks to Leah ...as for Farai karma will visit you wave kujail
Mupurisa akabva asimuka ndokutotaura kt Farai na Ree vave under arrest mari dzavo ma banks aku freeziwa mari dzose dzavakaba dzodzorerwa mu company...vakabva vaendwa navo ndokusara tave vatatu
Dad....my son lm ashamed of myself lm very sorry please forgive Yr dying father
Me...chero zvikanzi kuda kuregererwa zvekuzviti dying father kkkkk harisi drama hre musandifendere please
Takaseka ndichivambundira ndaivada baba vangu ...
Dad....I'm going to say sorry futi coz Leah is going to be the manager pano nekuti she is qualified for that
Me....no problem she deserves that for sure ini ndagara ndine basa rangu
Dad....iwewe chaiye kushanda
Me....yes daddy ndiri garden boy kumba kwavo
Dad.....what tell me you are joking kkkkkk.
Mudhara vakaseka kusvika vakukosora havana kuzvitenda
.................................................................................
*LEAH*
Meeting yakazopera zvakafamba zvakanaka team rikakovharirwa ..ndokusara ndakunzi ndiri manager boss wangu aive Jimmy ivo vaive va retire ...takubuda ndakanakirwa na Jimmy
Jimmy .....dad ndinovimba hamusi kundipa mota yaive yaFatso iyi maya ndoda yangu itsva
BaJimmy.....kkkkkk handisi mwanangu ndokudzorera yako iriko
Jimmy....ndoda itsva ye sorry damage yamakandikonzeresa ihombe mentally chaiko
BaJimmy....ok son let's go utore yaunoda yacho but bribe inenge yapera coz ndingasanzwa everyday kkkk
Takaseka ini ndichitopihwa key yemota yaFarai ikanzi yave yangu ndaifara veduwe ...takatoenda ini na Jimmy mune iyoyo baba vake vaive mavo
Me....saka uchaita sei manje wakutosvika uchienda kumba kwenyu hre
Jimmy....ndombogara mazuva asi ndozoenda kumba ndasuwa muchembere
Me....mom's boy
Jimmy ....watanga kaa kudenha wozotiza futi apa wakandikonzeresa last night
Me....kukonzeresei
Akabva aramba kutaura ndakangoseka ndofunga akarara akaomerwa kkk achinyanya aimbondibatisirei ..takasvika akasarudza zibango rake rewrite mwana aida white hake iyeye ...takuenda kumba yakava hondo achiramba kudriver ega kusvika driver wababa wake atora mota yangu ..ini ndokupinda mune yake road yose achingoganza
Me....unoonererwa dai ndaziva ndisina kupinda
Jimmy....wega ukutonzwa kt zvasiyana kani muno mune comfort kudarika kabox kako ako
Me....kave kabox asi wabva wakagaramo uko
Jimmy....ndanga ndisina option mutsipa wangu wakutorwadzwa nekukotama roof yacho iri pedyo
Me.....hehede tsano kaa dzikamai handide kukuonai mumota mangu futi idiot
Jimmy....kutamba kani usandidzingewo chero musina aircon hazvina basa
Uyu aitopenga chete takanosvika kubasa ndokusiya yangu zvikanzi toshanda mangwana tinofara ndokubuda neya Jimmy ...ndakanonwa huviri hutatu nekufarisa kwakudhakiwa ndikatanga kudhomoka
Me....unoziva ndinofunga kuti Junior mwana waFarai
Jimmy ....hee nei wadaro
Me....l still remember his voice riri very familiar
Ndakabva ndataura date neplace iye hameno zvaakazotaura ndainge ndabatwa nehope ndokundiendesa kumba ...kuchiyedza told myself handibate doro futi nomater wat dai aida kurara neni ndaiita umwe mwana wepiri aah ...ndakaita about 5days Jimmy achindinzvenga asingabatike chero kubasa kwacho ndainge ndave worried so one day ndakapinda muroom make wanikwe ahamo even hembe dzake wch means anga atoenda...asked mom vakati yes akavaoneka nekutsamwa drove to his house ...kusvika mom's varipo ndikakumbira kutaura naye
Mai Jimmy ....wapesana naye abuda now kutoenda kubasa hake is everything OK coz anoratidza kt he is stressed
Me....ndikutodawo kuvhunza coz he has changed ..
Ndakabvako ndikananga kubasa asi ndakavharirwa nemota mberi kwangu ndokuona ina ndiAmos hana yakamborova asi ndakazvidzikamisa hangu
Stay tuned for 25
❤️
👍
🙏
😂
😢
😮
1.7K